Monday, December 29

News News

September 19, 2023

Chichi Bosslady Oganza Nemurume Wake MuNigerian Vanhu Voti Rest Bafethu

vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣Kate Mbofana kuda kuzoti nyangadza zvedu kkkkkkkkk       Matanga kuzviposter megahai suka wena usatinyaudze nezvinhu zvisina basa nxii       Ayiwa iyi mereji iyi inomwisa mvura boss munyu vane choice havo veduwe ndomitakunanzva inorehwa naKerita kaiyi           dai pasina kuti anozikamwa kuti murume waboss munyu dai takamuona kare kwakerita uko kouyo ndovarume vaanenge achitaura kaaa 🤣🤣🤣 imbotipaiwo munhu tigeze titendeuke muzvivi

September 19, 2023

Yaya Good Vibes Namuponda Suga Vonzi Ndovanhu Vatisineyi Navo Vanongozvinetsa Havo Relationship Yavo

vanenge vachingozvinetsa ava vele we don’t even care isu 🤣🤣🤣       Ndovanhu vasina kana basa manje🤣🤣🤣🤣asi zvekurambana havarambane havo kutsvaga havo ma love nema likes           Message yaakanyora vazhinji hamuna kunzwa chirungu. Havana kurambana Ava vanga vari vese Tanzania       Vanhu vanotsotsana Henz vanonetsa but kungoti we don’t care hedu netunyaya nyana twavo

September 19, 2023

Shingi Munyeza Chikomba Cha Natalie Otorerwa Zvese Nekuda Kwezvikweret Mari Yese Aipa Majoki Pa Hararei

Shingi Munyeza, still lives in Borrowdale Brooke but is facing serious legal troubles over debts that even the sofa he sits on has now been attached.           He is now a tenant in the house, which used to be his own in the upmarket suburb, and pays rentals of US$1 500 a month.         Remarkably, all the movable property inside the house, including the sofas, chairs, tables, cups, pots and television sets have also been attached because of his debt challenges.

September 19, 2023

Moira Knight Opinda Busy Nemabhanditi Anechikwambo Chaanacho Seh Calaz Mubhanditi Voti Mukadzi Anonakira Murume Asati Ambodanana Naye

Mukadzi akanakira murume asati ambodanana naye, ukaziva uzvozvo unobatsirika       Moira anechikwambo chiripaarii like hanakidze kuonaa menooo sooo + hadike soooooo akaiswangoziI think women don't get us.. You might be beautiful but attitude yakashata.. Beauty ine isina kana basa.. We also want inner beauty.... And peace..           If you don't give us peace you are for the streets..Its only you ukumuchiva calaz akatozvitester kudhara akafinhwa plus what I realize most of ladies vakadai havanake imvura dzega dzega           Tisiirei calaz please musade kuchekeresa Mubhanditi takaipfuuraI don't know mahn but hamheno zvaari so its like she isnot ugly neh but not beaut

September 17, 2023

Mashura Mukadzi Obata Phone Yemurume Oposta Zviweti Zvevasikana 5 Nemazita Avo Zvionereiwo

Hurai mufe chokwadi umu. Zviri mumastreet umu mholo iyi mukadzi abata phone yemurume wake ndokuposta mavideos nema sekisi tape ema small house pa story.         Apa haafarire condom handiko kuwanda ma small house acho. Ma video na mapic avo vasikana anonetsa kuposta nekuti vakashama.

September 17, 2023

Zvobuda Izvo Kuti Zvirikubva Kunamaiguru Vapokelo Kuti Atukwe Everyday Iyo Ndiyo Yaive Marriage Yaaisanyara Nayo

Mamuka sei sisi Mai Nathan.Ndangoti ndingokueuchidzai zvemereji yenyu yamaisahwanda muchiiita madiro aJojina nemurume wenyu muchimechesa maoutfit           Apa pfungwa dzekuita Bere Renyika dzanga dzisati dzaapo.Aiwa izvi zvaibuda hazvo sweet.Anyway happy Sunday.😊Mukati harisi ghost ramaiguru, take take yacho is not make sure. 🤣🤣🤣

September 17, 2023

Chiwenga Oti Kwakanga Kusiri Kundida Kundibvisa Ku Army Vice President Haunabasa Haasikufara

Guvheya akatambwa kepele kepele juvhe.. Honai he doesn't look happy at all 😭😭.       Hameno hake iye Miniyetambo ndiye achapedzerwa hasha dzekuitiswa kwaGenerariUyu haana kana baÅŸa ngavamuisire muchetura we kuRussia uya pollonium 20 ndiye vakatiunzira Ed chero zvavanoda naye ngavaite..         Dayı akaona pakatangwa kuuraya vanhu akarova Uturn taimuregerera as long atora side revanhu.. Dei akapa mukomana aÅŸina chekutya... Ngaatsamwe aputike... Kwahi vakamimina huruzvi kuChina vakamu İsa mabattry         Akafunga kuti anodiwa kuitwa vice president asinga zive kuti aibviswa ku Army for a reason . Now he is powerless .Dzinotopera dzimwe 5yrs muchiti hee avasi kuwirira

September 17, 2023

Nhubu Opfeka Dress Roita Senge Raturikwa Pamuti Risina Kifitana Nebody Yake Musi We Graduation

Iwe nhubu akuudza kut dress iro rakakufita mwar ave naye ndofunga pawabvisa gown vanhu vaonesa zvokwadi chii ichochi kunge gurwe rasvinwa matumbu           😂😂😂😂😂rinoda vanema hips iroHaringopfekwe dress iro nevanhu vasina mudhoto nhubu wanyadzisira nhasi nemashura ebody yako           Kkkkkkkkkkkkkkkk graduation nethat dress here aaaaaa itai serious tete😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂zvima course zvenyu izvi😂😂😂😂😂dzidziswai dressing😁😂😁😂Kunge riri pamuty haaa regai veyambiro vaya vaigaro chema chema kuty summer yasvika vanhu zivai zvinoda bo

September 15, 2023

Poita Makakatanwa Mai Charamba Na Shingisai Suluma Vakawanda Voti Mai Charamba Admin Yoti Shingisai

Madzimai anoimba zvemberi ndeaya Mai Charamba, Shingisai Suluma, Carol Mujokoro, Agatha , Door car see nevamwewo         Mai charamba hawasati wawana mukwikwidzi kumadzimai parizvino ndiwo wane chimutiWako ndeupi anokugonera paVaviri ava??       #Shingisai_Suluma kana #Mai_Charamba       INI MAI CHARAMBA VAKANDITSVINYIRA NDAENDA KUNOVAMHOROSA TAENDA KU AFM CONFERENCE HANDIFI NDAKAZVIKANGANWA. KUNANA2000 UKO I WILL NEVER FORGET IT.

September 15, 2023

Pokello Friend Atoriwo Mushandi Wa Poki Onzi Tichange Tichimufumura Everyday Nyaya Dzake Mushure Mekunge Ati Vakadzi Vepa Facebook Vanosemesa

Tanya varidzi ve mari avo varikukutora ma pictures before even yeshop yamuri joint sis Poki na Jrn ava.           Hayisi yako iwe utoriwo munhu ari kushandiswa same same baba G mafia. Kwana Tanya next time usarotomoke.         2months tichimufamba Tanya vese vane nyaya dzake hundzaiUyu achasiiwa manje manje na Poki ane ka dzungu

468 469 470 471 472