Fresh Kambucha Drink Zimbabwe irikungoramba ichindipa Chiremeraa 👊ðŸ¿ðŸ‘ŠðŸ¿ðŸ‘ŠðŸ¿ kana Mwari vada zvavo kuvhura hombe hapana zvamungazviita ðŸ‘ðŸ¿ðŸ‘ðŸ¿ðŸ‘🿠#Siyaimwanaaende#takaipfuura#maambassadormanyama Freeman said "Congratulations Baba,We want to see more of this in the Industry! Maitabasa Fresh Kambucha Drink Zimbabwe.
Nhumbu ya Lolo irikufarira harurwa.ini hangu zvemimba andina basa nazvoo....ko harurwa dzacho dzonaka hre Amana zvaanenge akafinyama wanii
Tototi kuna ketina siya necoward rinocheka mboro richida kuita mukadzi ngachibude muvakadzi unirwa nana shadhaya silly manSaka kettina vs dog family..kettina vs Cat family .ndaona kettina apamama haibude hondo iyo.Dog family inokuwachisa ukaswera wabatwa bp nesugar ipapo ipapo .#FreeWiwa .
Izvi zvivanhu zvinowirirana kana kuti mimba iyo ndiyo inoda mhosva vanotoita kunge vana vemudumbu rimweVarume vanotambika navo manje ndosuwira usahwira hwavo huende mberiVanonzwanana ,mhosva treats MB like a sister.
Baba Harare Father city vanomufamba zvisina noise 😂😂Arufa asangana nazvo anoona sekuti vanhu vanomutyaAchadaira hake shadhaya chikoma🤣🤣🤣🤣vachatanga Hondo yakafanana neya java futi.
MuZim celeb anotonyengerera mapromoter xaa coz ndovanoita vadye zvasiyana neve America or South Africa haangambodanzwi naPromoter izvi ndezvedu varombo unoti controllewa but holy did well hakeZvanzi namoms avo mpfana imbomira usaite dzungu ndevepiko mai avo vakafanana naivy kombo, dai ndaiva holy ndaikanda mic pasi ndosiyana nazvo akasaizwa apa,ko idzo dziri kudya bhonzo manje😀
Timboisa ruvengo pa side Mai VA feli vanopfeka and kugeza .gogo mu salad vanogara vakaita kunge varikubva mbare kunohodha.
Mogara muchiti Tarrie ichembere hee hee Tarrie anodhla mapirisi emagaro 🙄chiuyaika mupindurike pano, these are her sisters and iye atori last born ndiye mudiki pavanhu vese ava saka anongoita chembere sei ,zvarinhi iye mabig sisters ake ese vari vadiki kudai? Zvedako ndezvemagenes ekumba kwavo vese ndozvavari. Musangofarire kuparidza renhema imi varwadziwi🙄Nxii. .
Matemai wakange Nani hawo ayewa gurundoro makanaka pana Zozo yaaa.
Ndini nani vasinganakidzwe nezvima drama zvevanhui ava , saka apa munoda kuratidza vanhu kut matenga washing machine here kuwachira mukitchen ndiko kudii fende yemukadzi chapa