(pamwe kazen muripano mwana kutsvaga mai😔) Makadii hama neshamwari ndinotsvagawo mukadzi anova amai vangu vandisangazive vakandirasa ku Marondera ku Paradise park raiva gore ra 2001 ndakazokurira ndichirerwa ku nema Sisters eku Roma mushure mekunge ndachinjwa nemapurisa mupark inonzi Paradise KuMarondera ndinokumbirawo Kana Paine vanozivawo vandibatsirewo Kana muripo amai mukavarengawo message ndinoti amai budikirayi handina hama Kana imwechte yandinozivawo zita rangu ndakapihwa kwandakarehwa zvose ne surname yacho amai vangu zvakaitika zvakatoitika chandakuda kuti ndiwanewo hama dzangu Kana Paine vakambonzwawo mukadzi akarasawo mwan musikana Maron
Ma muscians arikukanga waya Akutodawo kuenda ku Ireland Rocky how far na Java? wakasvipwa kaa Sir calaz shame handina neremuromoMama ketty, sis ketty ndodawo kuuya kuireland 🤗🤗 Ketty Masomera ndoimbira hangu vana varare 😇jokes aside tokutendai nerudo renyu rekutora uncle Mazepeâ¤ï¸almost everyone akungoda Ketty .....ketile ketile wakudika manjeHaaa after this zvikiti takukuda😂😂😂😂😂Mother, mhamha, Sis Ketty
Hanzi rufu ndimaenzanise chokwadi vaiuraya vanhu nenyoka yavo nhasi vazofawo Do you still remember nyaya gogo venyoka vekwamusami .mhsrip Gogo ava shame veduwee maybe vanga votoshungurudzwa nenyoka yavo iyoyo dzimba dzanga dzamira kutsva ?
Huchinamira hwacho hwanyanya Memo imboita uchifema yuwiiii😂 Kumwe unombosarawo veduwe, remember hausi family ka, ungori friend and excess of everything is bad. Mabrakes akangonakawo so😅Musadaro imi hamuzive kuti humwe hushamwari hunokunda hukama tinadzo shamwari dzekuti patinotaura zveshamwari hatitotaure nezvavo nekuti level racho takatoridarika tatove family kwanai imi makadyirwei naMemory
Swagger se lgbt ðŸ³ï¸ðŸŒˆ unoti nyadzisa nekuti shoresa , most of lgbt they mind ma business avo and if you do tht Evein life style yako inochinja, hosaka most of gays vanemari handisati ndamboyona ngochani inota rombe rakakaita sewe life yako inotenderera panhu one netuhembe twaunopfeka haizi life wangu u need to hv ma investments ako uchirimudikiso wangu uri kukura kuchembera sure Unoda kusira mwana wako make up netuhembe twaunopfeka 24 hours entertaining vanhu vane life vhura maziso work hard uchine mukana stop it !! social media ita se part tim pleasure just for entertainment yako usinga tuke vanhu or to destroy ma family evanhu chii chakadaro 🤦ðŸ¿&zwj
Mama ketty, sis ketty ndodawo kuuya kuireland 🤗🤗 Ketty Masomera ndoimbira hangu vana varare 😇jokes aside tokutendai nerudo renyu rekutora uncle Mazepeâ¤ï¸ Rocky usatambe nemuromo ,chekutanga ndichi chokwadiRoki atori srs jus kuti angotaurira pachikuru aikazveee Ati ari ku joker imi makutoona se serious. Mazimba kuda kungo gara vari serious kunge chitunha. Pana Rocky, Java akatobatsira kumuisa pa spotlight. Rocky aiswera ari kudema uko achi bhabhaisa makombi anoenda kuhwedza neku harare.Ma muscians arikukanga waya Akutodawo kuenda ku Ireland Rocky how far na Java? wakasvipwa kaa Sir calaz shame han
2023 anga asina kumira mushe,Holy Ten chakambo pisa 🔥achibva atonhodzwa ne Gwere but nherera yenyika Peter Moyo Dewa ne new Album rake Mwana waMambo rabva ravharisa magetsi ne lnternet zvegore rino rese... Peter Moyo Dewa ndiwe urikupisa Pamberi nebassa dehwa maratidza hukuru hwenyu pavana vadikiConsidering kwaakabva aewa Peter deserves his flowers 🌹 chero akaita 2 mupei
Oros yapera vanangu itai mukonde mukonde pa comment section apo mama vawane chekumwa kukupisa ndoda nemabhisvo 😂😂 Sviden mushonga wakunexpire vanhu vakuramba kuitiswa mbinga muripiko mwana ofe nezhara Tengerwa nababa vawaive navo dai une bby takutengera hedu aah tingatengere mikono muviri kut tinopenga Svinoti vanangu kuvanhu vane zera nababa vake, vanhu siyanai nekupa zvingochani izvi mari nema stars vatsvage mabasa sevamwe varume
Chamisa AVE nemazuva matatu ari mugomo akatsanya kuti Mwari weva IsrÄel auye aite minana abvise ZANU PF panyanga, now vakumbo nhonga nhonga hacha vachigeza mashizha emuhacha kuti machinda ehasha aburuke zvine masimba! Chamisa Said LIFE IN THE COUNTRYSIDE …In rural Zimbabwe, like in most African countries, locals collect edible wild fruits like hacha (Parinari curatellifolia) for direct consumption or processing into food products esp during periods of food shortage..This makes Africa special! #HappyPeople
Africans who visited Zimbabwe in the 1980s and early 1990s would not recognise today’s Harare. The level of failure is just to painful and tragic for anyone to ignore, all caused by a collapsed economy due to massive corruption. we have useless leaders who don't care for us. they are always about winning elections so that they remain in power. they need the right tool for the right job