It all started paku belivisa Gire pledging 1000usd isipo. Misodzi ya Gire yakasimba yave kukudzokera. Lets gather here tiise sasi ya Gire arwadziwa ne 1000usd. Ini ndakanzwa the wedding was supposed to be my bridge na MC Lolo ndaisavaziva. Chiranga Mapenzi Bailey Smith Anabel Masibanda.
Kerry an doreen vakapfeka zvemu wardrobe mavo Chikiti akapfeka zviri pachidhori kitaura kudai Mu wardrop hazvimo Tangai magaya musati maposter
Munhu wese anoenda or kugara padyo nemunhu anemweya wakaipa sewa tete MaiT anosvika pakuzorora nepakupererwa . Vanoisa vanhu mu corner then expect kuti varambe vachinanzva shure yavo haa hazvibudi. Hakuna munhu ari normal anoti pese paasvika anokonzeresa zvakaipa . Ma cults avo arikurwiswa nemweya waMwari saka good luck to her dai Mwari avaitira nyasha .
Vamwe vari busy kushanda iye busy nema high jump kusango.Baba ava havadi kushanda
Mainzwawo here yemwana wekubuda matatya kumasure musangope vanhu vese vese vana nemi varume manzwa here kuti hurume hwenyu huri kutorwa hosvinirwa mubhodhoro muchazvisiya zvechihule hule.
. .Mungamudii henyu snake under grass anenge atopedza newe musong iyoyi.😂Apa arikutoreva hake katsi iya yemusango.These days pane arikumbozviona here kuti Tyra ane kamwe kakungopemberaso?Pakaitwa back to sendr manyama😂 I DO NOT HAVE ANY RIGHTS TO MUSIC PLAYING IN THE VIDEO. .
Olinda Chapel Mukadzi Wa tytan Nkomo Oudza Shadaya "But you don't even qualify as a toy boy you di..ck is way too small to play with .I can't be found rubbing your clits now can I. Zvakaoma.
Shadaya oudza Olinda Chapel your biggest problem you changed one toy boy to another you have never been with a real.man .you used to pathetic man who have no self respect who worship you ...........
Janet Manyowa sei usina kunoimbirawo Nandi mwana waOlinda uchimusimbisawo sezvaukuita pana Tt paakatukwa panapa naMai Tt kuti mukula anorwara ane bvudzi rinoyerera.
This time around we ain't protecting anyone's child. Felistas is the one who started all this and we all know Kuti agara anovenga vana macoloureds and each time she gets into a fight with OC ,haatane kutuka Nandi, she is a racist futi🙄 Nhasi makuti dzaTt dzisataurwe yet you laughed your lungs out when she made this meme about Ketile's kids . Munhu wenyu haatane kupererwa mufight and anobva amhanyira kuvana🙄So vake vakoshei? Akafananidza vana vaKetty neglass gem corn and you cheered her nhasi Ketty ataurawo zvaTt itai zvimwezvo. Mahipokritsi evanhu🤥Tsika ipapo Ketty usasumudze gumbo. Anoda kujaira stereki Hatinamushapanyika uyu.