The whole country Not Happy why maitt Capping Graduates. Angava magraduates erudzi rupi anodaidza special guest isina kugraduator iyo? Inspiration yacho irikundivhiringa.Cap of knowledge vanhu havachai respecte🙌😫😫
Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista A real gentleman. Since day one you never changed your statement that the truth shall come out and it did. The thief has been exposed. Mbavha is owing 150 000 ikati wakaba 30 000 ikaitei imwe mari yacho. God loves you brother and wherever you are, stay true and real like you always have been. It was a great honor representing you when the whole internet was against you. NOTE: If you feel cornered paSocial Media and have no support uchinyatsoziva kuti uri right. Bring it on, i will single handedly defend you.
Ketty Masomera Unoewadziwa Shame 😄😄😄😄😄😄 Live after live ðŸ‘ðŸ‘👠unoda kuzvipa mbiri yekugona kutuka vanhu iwe hapana chaunogona Dhaka boy chaunogona kuti # Gongomutoto kungwarira zvinyadzi . Hanzi Heeee neni tinopedzerana kuda kufadza chaunga . Olinda wakataura asi zvakazodiiii uchimira mira uchida kuti asungwe uchifonera vanhu vaiti vakabirwa naye mari asi akazosungwa here?? Kana wakapenga ne energy iya yawaiita akaregerei kusungwa 😄😄😄😄😄😄 Ko izvi zvawakutaura zvekuti akarara na Baba Harare zvinei newe ?? Ko asi urikuda kuti baba Harare vakuravidzewo here 😠ko vane hombe kaaa hatizozive pamwe unoidawo yavo 🤞 Mukadzi mukuru zvinonyadzisa kushaya nyaya uchitaura z
Ketty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona munhu akudzosa nyaya ye girl friend ya Ngoni yakadarika ibva waziva haasisina chekutaura .Wakutsvaga ushamwari kuna Tyra 😄😄😄😄😄😄😄 unonya chete tamba wega nevana vako iwe chibhonda chemukadziKetty Masomera siyana na Madam boss waimutuka rough nhasi wakumuda nei???? Wakuda kutavaga dzvene manje haana basa newe Tyra . Uridofo haufunge nematukiro awaiita Tyra nhasi wakuda kuzvinatsurudza iwe imbwa iwe . Buditsa Tyra muzvinyaya zvako pedzerana na Murandakadzi . Ukaona
Hahaha ndaseka maiwe zvangu weduwe mmmm moving grave. Apa baba wanemhuri vana wacho wachinzwa baba wacho wachotukwa kudai mmmm ko idzo hama dzaGilbert dzinonzwa sei weduwe. Dai kamusikana kacho kari kasvinhu zvirinani.
Joey Nyikadzino azvitadzawo zvamaitt she is standing with Kettina Zimbabwe yese yomira na Ketty our national treasure joey Nyikadzino said Chimwe chichatiuraya takavarairwa pano pA social media ipressure yevanhu vanonyepa!! Mwari tibatsirei tigone kuona manyepo neasiri tigutsikane nepatiri & know kuti pictures are just memories not reality🫠Problem is we left proper inspiration from our communities and families in real life, people we see hustle everyday and followed people we don't know on social media!
Rutendo Lovenes Samaz said "Musanyeperwe hapana asingadiwo munhu wake anomubata bhooo . Ndinodiwa ini mhani plus ndinochengetwa . Happy anniversary to us . Ankele venyu munhu bhoo munhu mhani . Counting down to 4 years of being together . Blessings to you all . Be with someone who adores you and celebrates you even with your flaws â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸
Ava ndovachakuroyA ukaita mushe You met your match this time.. Ketty anoziva paunogara anogona kutotumira vakomana ukatyorwa tyorwa.. This time waenda kamuchachilo you can’t control everyone waifanira kunyarara
FUNGAI MUTISI MADAM BOSS SISTER SAID Maitt A witch - kupusa ungaita secret nemurungu ! She inboxed baba Changamire and told him lies and unbelievable stuff. So Baba Changamire started asking me questions and I told him , if you keep on asking me about what this person told you then , I am going to block you. The following day I blocked him and send him back his ring. She gets into baChangamire’s tik tok to reply things. Now baChangamire is depressed because he never saw it coming , he never thought I would call it quits. I warned him and he was manipulated by this fake celebrity ! Udzidze murungu haana secret ! I can’t post an open email details because ndoswera ndasungwa. I am not desperate for marriage !
Maitt Munonyadzisa fungai Mutisi akanyarawo Hanzi ne sister yaMadam Boss Changamire is peaceful Felistus akakwirwa naguard we kumba kwake kumabanana. Zvinonerei mega handizi kunyepa😂😂😂☠ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸ðŸ˜‚😂😂😂☠ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸â˜ ï¸ Banana Family AHOI😂😂😂😂😂