Tuesday, December 30

News News

July 04, 2023

Cousin Rose Ari Wrong Kutamba NaKetty Nematukiro Aanoita Ana Mbuya Murata Wasu Otaura Ngaarege zkutsvaga Clout Achiti Maitt My Blood

Iwe usataure mashura rose Ari wrong hake beside Mai tt what about kutaura nemunhu akatukirira maiguru na bkru vako chii chakadaro Ketty akamira na Doreen which she was right ko Rose chichakadaro Rose is true definition of a sascam handidi kupikiswaVanhu vari kuti Cousin Rose ari kutambirei naKetty, munofanira kuziva kuti Rose haahotspot nyaya dzevanhu. Namai Titi havatorina hukama, vaingoenda kuchurch one and happens kuti vanemutupo one. Rose is someone who is so cool and Felly anoda munhu waanotonga or asinga muintimadate like Rose. After all mai Titi had blocked Rose kudhara, so zvikiti let Rose atambe newaanodaNgaanyarare asati miss my blood ketty akachooser waamai vake ko iye ..plus ndiye akaudza ketty kuti tt anonwa mapiritsi pane ropa chaipo hausiye munhu achituka dzinza rese sezvaka

July 04, 2023

Lorain Guyo Na Tsitsi Vonzi Nekumisa Kwavanoita Garo Dai Vakawana Mbinga Ngavakope Ana Pokello

Tsitsi naRoreni muchanzwa butter netwuma pics makafuratira camera muchida kuratidza vanhu mhatur dzenyu kuti munyengwe nembinga😜😜. Ko kuitawo mapose seana Poky nana Tanya munobveiko.. Twuma bhishu twe2 centsAko kamunoti tsitsi face yacho inogara yakaita semunhu abva kumukaI notice kut mazimba vanofarira kutambura kwemunhu ma socialite anotambura haambouyiswe pano

July 04, 2023

Tichaona Marevasei Ozviuraya Mudhure Mekunge Asvikira Mukadzi Wake Locadia Achishandirwa Kukwirwa Namadzibaba VekuChurch Kwavo Zvinotyisa Zvinoshamisa

The suicide note left by the man who killed himself coz his wife was bedding a Madzibaba.. Dai vakadzi mafa tazorora😢😢😢Dai varume vese vapera kuzviuraya tazororaDai arimukadzi ahurirwa maiti namata tsanaya etc and the cycle keeps on repeating itself and she will still be standing tall iwe bhangu kungobata message chete otozvisungirira aaaah varume dai mambotsanya nekukwira makomo 🤣🤣🤣🤣🤣 anyway ripAaH varume mutikwanire kufira munhu anechinhu chake wuine chakoImi pamunot hurira kunodzi nani ifai muzorore

July 04, 2023

Cat Family Yotsamwa Maitt Kusvika Kuenda Kujeri Vasina Kapic Na Jahprayzer Yet She Supports His Music Saka Hatimuite Happy Birthday

Chikiti akasvika pakuenda kujere asina kana picture naJah Prayzah ndozvirikurwadza zvimangoyi 😂. Kutombozama kuda kutenga attention yake nekuEndosa music akapiwa cold shoulder zvinova zvakasvika pakurwadza Bete Mumukaka nezvimwe zvikitinyana zvake Jeyline Makomborero vavakuita zvePhoto grid 😂

July 04, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Otiza Pamba Nekuda Kwa Sekuru Gudo Nehama Dzemukadzi Dzaimushaisa Peace

Mhofu vakatiza pamba nekuti panogara pakazara hama dzemukadzi .sekuru Gudo havachatode kubva paye maiti mhofu ndivo vanozvigonaWhen u are married hapana chinonzi hama yemurume or yemukadzi hama ihama. Izvo zvekuti hama yanhingi zvinoitwa nevasingazive zvavanoita vasingazive RudoIwe chipoko tiudze kuti nhasi chii newe wabvira kare asi warara uchirota Tyra hr nhasi hatombodanane na jp uyo usatye hako chipoko wamuka unehasha nhasiHanditi pamba pehama yemukadzi saka sekuru vanenge vachiuya pamba pehama yavoMhofu ane imba here ngaavake yake gudo anenge ari mumba mehanzvadzi yake anogara chero paadira

July 02, 2023

Mwana Wembavha Fifi Wamaitt Onyerera Amai Vake Tsamba Varikujeri Amai Makatadza Matisiya Tichitambura Happy Birthday We Miss You

Ehee,ko angatti nhai.iniwo ndikatoona Mai vangu vachiroya ndototi you are the best mom ever.It just shows there is a real face behind the mask, she is a mom and nothing can overide the love between a mum m her daughter. Zvimwe zvese it shall pass but the love remains.I'm not sure who cuts onions here but I really smugged my make up 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 Mwari kana vafunga nezvako vanokutumira munhu. Pane akafungwa nezvake naMwari Felly akatumwa. Stay strong Felisha and Tanatswa

July 02, 2023

Ketina Onzi Fatima Murata Chirema Chawaiseka Zvachakatonaka Kukunda Fatima Akubudikira Palace book Nekuti Sisi Vakujeri

Ketsvina ndiwe wakurohwa nezuro na tallyn ndudzo ka .ko zvawaiti faith murata akaremara inga akatonaka kukudarika plus akatokwana zvawaiti aripa wheel chair hauna kukwana iwe dai ndudzo wakamubvisa mazizino iwayo.. Tallyn Ndudzo wakagona wakamu dhindaWhy compare munhu ane make up ne filter to munhu asina?Jeyline Makomboreroah tallyn ndamutya 😂😂ketty zvaakafitter kudhinda munhu simba rakawandira mumuromo nhai

July 02, 2023

All Roads Lead To Chikurubhi Maitt Fans Vochema Kuungudza Muharare Gardens Vakamirira Kucelebrate Birthday

Gore rino kwanyorwa iri mwadhi P.O Box chirurubhi , tanga takarongerwa dhindindi paharare Gardens Jeri rikati munotidako  Last year kakano hire mota only to prover a point  Tambozororawo weduwe ,iyo chikurubhi family aka cat family inobva yaita noise ichiti zvinovengwa nemuroyi , unoremerera ma streets this year tambozorora ruzha tinotenda Musiki...but life soo😔....last year she had a massive flamboyant birthday party which she invited the most elite people and gore rino ari ku celebrater ari in the worst place to be in, apa ne mondi dzinouraya,rapist,mbava,drug dealers😔.....Mwari ivai neni nguvadzose I need you I my daily decisions

July 02, 2023

Bee Wezhira Pregnancy Yavekuonekera Muporofita Akashandira Munhu

She is pregnant and trying to hide it but zvikuonekaYoweeee zirogwe rudzii iri nhai vanhuwee🙅‍♀️🤦‍♀️Inga rakanka wni kungoti mweya yetsvina ikagara muzidzoro rko iro zvakanak unoona sezvakashata iiii satan ngaakusiye iwe

July 02, 2023

Ketina Ubhurwa Na Tallyn Ndudzo Ku UK Senge Nyoka Yapinda Mumba

Update yazuro Ketsina zvaunoti unomamisa vakadi kudzosera Tyson Tarini wakamamiswa ka naTarini kushow nenyaya yechihure wakafarira zvekusvika pakudanana na Ex vake apa uchibhaisa kuti muninina heee wig tora uchiziva kuti Nox uchatora. Tyson Tarini chomamisa yooo. Vanhu vakamira mira mira kubata Tarini Ketsina sit down hauna kana guard apa kurova kwacho haugone 😂😂😂. Wakaseka OC kuti akamamiswa iwe wakamamiswa wani na Tyson Tarini🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣.Wakamamiswa kuti hausi loyal wakuvata na Nox futi apa Dorin anoitwa futi na Nox imba yese . Waida kuyimba chii apa wanga usiri Pa list ra promoter Ndakanyara sei promoter achiti u not on my list and u can don’t just jump on the stage 🤣🤣🤣🤣. Gara pasi Kes

508 509 510 511 512