Saturday, November 15

News News

May 04, 2023

Musician Evidence Chihera Ndozvakaita Mastudio Eku SouthAfrica Here Lol New Album Coming Soon

Vari pamhepo tete Evidence Chihera hoo ndozvakaita mastudio eku joninhai dj vagere have pasofa ndokungogadzika katable zvakaoma 

May 04, 2023

Ketty Wakupedzera Shungu Kuna Cookie Nekuti Unotya Maitt Wauri Kuda Kutuka Chaizvo Tese Tirikumuziva

Nhai cookie akepedzisira Riini kutaura nezvamai zvingaka Taitoti Hondo yacho yakapera.hakusi kuti ari kuda kutukwa ndikamuchacha but because anotyiwa shungu dzakuperera pana cookie everyday. 1

May 04, 2023

Tytan Nkomo Odzi Wanga Wapedza Macolours Here Mushure Mekunge Ati Olinda Chapel I'm Looking For You Clout Chasing Yacho

Tytan oti Olinda Chapel I'm looking for you were are you ?Olinda oti I don't like such things this couple so yaa clout chasing maybe or varikunetsana.

May 04, 2023

Simba Chikore Bona Mugabe X Husband Arikufarisa Ari Madays AMugabe Aiswera Aita Accident Afaa

Simba Chikore Bona Mugabe X Husband arikufarisa zvake Nekuti Mugabe Akafa ari madays amugabe answerable aita accidents afaa

May 04, 2023

Maitt Vanhu Vavanodya Nawo Ndivo Vachavauraisa Ketina Ofumura Message From Ma Maids Ekwa Mai TT

(Mai tt vanhu vavanodya navo ndovachavauraya I remember Rue loveness achivaudza kuti information topiwa nevanhu varipedyo newe ndakuzvibvuma manje. KETTY why talking namaid wamaitt muchivanyeya

May 03, 2023

Lorain Guyo Wakambotsiurwa Kuti Siyana Nemurume Wemunhu Izvezvi Wakungorara Pese Pese Tatelicious Was Right ✅️

Lorain Guyo ndinyengeiwo wakambotsiurwa nyaya yako yekudanana nevarume vevanhu izvezvi wave kungorara pese pese .Tatelicious Homwe yemadzitateguru yakataura.

May 03, 2023

Tallyn X Girlfriend Ya Nox Guni Without Filter Onzi Hakuna 27year Old Yakadai She Look 40-45

Tallyn Ndudzo osekwa hake kunzi hakuna 27 year old yakadai she looks 40-45years old and onzi stop this filter thing.

May 03, 2023

Fans Said Madamboss Vanoremera Maitt Honai Malikes Chete Ava Poster Same Time Maitt Dzangova Nharo Vanhu Havachade Chitsotsi

Vanhu voti Tyra anoremera mastreets honai malikes chete kukunda mai tt time 20 Maitt dzangove nharo valera zvavo .

May 03, 2023

Two Legends In One Picture Tete Tilda And Mbudzi Yadhura Vanhu Vonyepa Kuti Murume Nemukadzi Let's Respect Our Elders Tete Vane Murune Wavo

Munyori oti maizviziva here kuti MbudziYadhura Ndiye Murume watete Tilda musi wa 3 August's wanenge vane 29years wari murudo .isu toti order Tete vane murume wavo this is a lie let's respect our elders

May 03, 2023

Akatiroya Mazimbabwean Akafa A Zimbabwean Woman Based In UK Has Been Arrested For Turning A White British Man Into Her Pet

Either akatiroya Mazimbabwean ngaatinzwirewo tsitsi vanhu kuenda kuchando kunopenga here . Zimbabwean woman based in UK 🇬🇧 has been arrested for Turning a White British man into her pet .

512 513 514 515 516