Gilbert Kandiago une zvivindi xvekukama shumba kudanana namai tt asi hauna kumboona ma ex avo achiundurwa .kwenyu kuri kuda kunzi madanana ne celebrity here here baba imi.mune zviwindi zvedibut your time will come soon . Tinenge toxiva kuti muri we 2 minutes noodles here or munokwenya sei murume kuru dzikama woo wakura mukadxi nevana vari kuchema ukoo.
Maitt Diaries Abe ne mimba ine 3 months yechikomba chase Gilbert cheku UK 🇬🇧. Mukadzi wa Gilbert Mai Cee said "your cat mommy is crazy woo hanzi I'm 3 months pregnant. Felistas this is gonna be your last time kupinda mu uk
Ha it is sad everyone is heart-broken by the passing of No Chill Nation he was involved in a fatal car accident. May his soul rest in peace .
Ma ghetto youth neruzhinji rweZimbabwe rwobatikana kuti Peter Moyo haasati ambokwirawo ndege kuenda kunze konoomba anongoperera muma growth point emu Zimbabwe 🇿🇼. Sure Peter more mwana we the late Legend Tongai moyo chokwadi baba vako vanotsanwa kudenga kwavari ikoko.kukundwawo nana ndunge yut na Hwinza vanoenda every weekend kunze. Promoters please do something Peter mumwe wedu.
Vana vezimbabwe vakungotaura zveburi Rakikky Badass, hanxi "zviri silly hazvo buy imagine kikky ari kumwedxi neburi riya iiii hameno. Mumwe achobva ati kune vanhu vane maburi kunze uku motisemesa meaning puu kikky baddest zvaari mashura kuita zigomba . Vamwe ndova ku compare na shashyl Evanjelica and Njuzu the queen's of buris
Magafa hanzi baba vedu Mazuvano havasi kuita nadhow zvichikonzereswa ne Zanupf na Freeman arikuita basa reku subotager manwe maartist tosvikepi tichitya Zanupf nhai mwari ,saka winky anodyne gore rino mafans arikurwadiwa .
Vanhu vari kufara mushure mekunge vaona sika Rudzi ya Nox Guni Zimbabwean musician isiri kadora sevaitaurwa next girlfriend yake. Judging from the picture above vanhu kana marambana nevanhu siyai nyaya yekutaura zviri mumabhurugwa mavo senyika tikadaro Mwari anofara.
Congratulations to Bee wezhira zvinodadisa some Facebook fan confessed that anga atumwa na Lorain and Anna kuti vamushaise mufaro. She wrote Bee sorry zvako ndakaita sendakunyanyira pano inyaya yegodo ufunge yanga yandibata tapfidza nechihure muma bhawa plus ndandatumwa na Lorain naAnba usachatamba navo futi chitamba nevanhu vari married vanokutorera murume
Mhofu Ngoni Madam Boss husband so much unbothered nenyaya ye sextap ramadam na Pirikisi izvi zvinova zvatishamisa tose mushure mekunge ati kuna Melly and Zuva buritsai kaa sex tape racho taneta nekungomiriraa. Ngoni nesu tese mafans taneta sure nekungomirira ngarichibude nguva yareba thank you Ngoni nekumiririra macitizens arikuda kutirionawo sewe.Ndokuti mhofu ka ukuu🤣🤣
Tambaiwo nevanhu vakarongeka seshamwari dzaMadam Boss ,Tonto Dike Nigerian Actress buya madam baby gift worthy more than 3000usd ,followed by Rich aunt American millionaire Rue Samaz whose gift worth 2000usd,followed by Doc Mtisi . Mwana wamadam Boss so far atone zvinhu worthy more than a Honda fit asati atozvarwa saka tichiti choose tour friends wisely,Madam boss is so happy she was showing of her gifts and prices on her instagram page.