Muchanzwa gore rakunopera Ketty ane zamu zvakare semombe🤣🤣🤣🤣 Chibereko chinowadzura maborn sechine ngozi🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Asylum Camp yechibereko Poland Zimbabwe Mozambique Malawi Colombia Japan Togo Mmmmmmmmmm kana United Nations inosara pasi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Social Media inotidzidzisa zvedu zvakawanda. Muhupenyu pray to God not to have friends like Ketty. Ketty is the real definition of EVIL . Imagine Kamuchacha was confiding all her VERY PRIVATE MATTERS TO A FELLOW WOMAN achiti ndawana shamwari but PIDIGU THAT PERSON IS PLOTTING TO KILL YOU . MUHUPENYU TAMBA NEVANA VAKO kana kuruka madhoiri. Ketty is miserable because dai achifairwa ne Europe dai asingaitire munhu ma live everyday. Kana Kamuchacha akakwirwa naTawaz ,what is wrong about that? Handiti Kamuchacha is single ?????? Ketty anondisemesa hangu kutaura chokwadi. Mukacherechedza Ketty ane kahu dhumukwa so , mumba tsvina ,ko kumbotanga wadzvura mumba mako nendove mutaridzi
Mazuvano sisi shema vari kutambirepiko vakuita sevakanganwa mhuri yedu iyi izvezvi baru vapedza huku nembudzi vachitengesa kuzoti magumbeze eweti haa nikisi mhani🚶♀ï¸Iyapovo ichokwadi imbavo yagogo zvayapera sis sheroo ngavamboinda vanovonavo kuti mbudzi dzichiripo here 🤣🤣🤣🤣
Zveguhwa zvinongoda tatelicious auya hake nespeaker remakuhwa, zvino ketty ayi no man ungati dzinenge dzakudambuka zvinoitwa face zvacho ungati anorova mutoriro
Musikana webasa anofanira ku cleaner Main bedroom here nekuwaridza bed?Saka murikuti kana musikana akasapinda muBedroom anotadza kudanana naDaddy here?🤣 Chingotaurai kuti hamudi kubatirwa tumishonga twenyu twamunenge makaviga pasi pemubhedhaðŸ¤ðŸ˜…
Uyu musikana wemagara eplastic ane dambudziko chairo…Welldone Kikky siyana nemhandu iyo
Uchafira kumbare mazirasta.....Saka zvekuti musatj makutonga zvapindira papi ….zvautori datya nhaiwe1/2 Kwandinoenda sesvosve zvangu kungatadzisa kufamba kwenzou here?Handiti hatina basa here tingori zvivapfanha zvekumbare .problem yure focusing on zvinhu zvirizvo,ure loosing vanhu in the process,Hee lets not listen to his music,lets unfollow,lets boycott his shows,atova muvengi wenyu ,makumushora,muchimutsoma ,kutukirira ! where is the Freedom?Iripi Democracy? Now ure not in Power yet asi munoda kutoshaisa vanhu mufaro ko mukazonzi ndimi makutonga munotozoita zvakatopfura apa ka.Yes i went to the rally neKambucha kangu,thats their campaign strategy,imimi whats plan? is it kuswero mhanyisana nevaiva ku rally ?kana kuti nguva iyoyo muite zvenyuwo. New#tag#KWARWARIWA K
Waiita kunge uri Gud fighting kuti Sauro wat wat bt waitodawo attention ku musangano tokuzivai mukuru hunhu hwenyu bt itai zvinokuitirai musave guilty we all knw zvauri since kare #sellout1/3 Calz said "Politics is a game of numbers,ure spending more time attacking vanhu nekuvatyisa than kuvatendeutsa educating them.My mother was a politician big time ndakakura ndichiona vanhu vaiuya kumba ,vachiudzwa zvakanakira musangano, ma advantages,ma benefits,kwakabva musangano nekwauri kuenda ,encouraging vanasikana,vakomana,amai,baba, sekuru,mbuya ,munhu wese vamwe vachitovafambira ,mudzimba ,vainzi vakapanduka vaitovanyengerera vadzoke ,Involving them vachivaisa muma structures emusangano,vasina ma birth ma id vachibatsirwa kutora why ?Because every vote counts.Po
Vamwe vane mashavi ekupedza time and resources .I can only see two candidates.the rest is dramaKasukuwere I think his coming juss to distract some of Zanu pf supporters ,don't arikuitira zvekuti awane chimuti
Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba ma Asi pachokwadi chaipo ini ndaishaya kuti ChiChi ungaunza Natalie mumba mako She had a mission obvious she seduced your husband chete