Tinashe waisa nyoro Mura that showed you love her or else same same. We know this mission is planned by you 3, Tinashe, Ketty and Loveness who wants to excute and bury 🤣🤣🤣Tinashe maphosa dai kuri kuti hauna kurambana nakamchacha waizvitaura here izvi guys tete midhi natinashe vanoda kuiswa pacorner vataure nyaya yavo tete midhi zviya zvamaiti ndofa nazvo takuzvida manje pane masecrets ari deep apa
Kana ndazonzwa hangu marecordings atete Middy and amaiTT vachitaura zvekuuraya munhu that's when ndichabuda muhari coz Tinashe haana proof kutongowawata ari pa3way call naKetty na Samaz vagara vakavenga Mai TT ari kutongowedzera hake sault coz mataurire aTinashe ndeemunhu vakarambana vachiri kudanana coz of pride plus zvikwereti zvakazoitika. How can u marry munhu waunoziva kuti akafushira munhu and also Tinashe aive achida Felly coz pane imwe audio Ketty azoikata ave kuudza Ketty kuti Mai TT anodika plus iwe neni taitomuda zvekudaro ndochokwadi but Ketty akurumidza kukata kuratidza kuti vese vakarwadziwa that's why vachitaura kwavasina kuswera. #FellyAnodikaSakaMuhariHandibudeZvekumhanya
Ndi bishop we revival apstolic mukadoma aputsa dzimba dzevana vesangano achirara navo izvezvi arikupengesana nerimwe hure raka ramba murume anonzi mai makwenzi anoshanda pa back page pa cartin anoshandisa vana vesangano achichengetwa navo church yakazara nema singles vese vaanoti ihanzvadzi dzake muchurch imomo anorara navo apa akamitisa mwana wemunin'ina wekadzi wake ari under age anonzi portia muduuri
@everyone Maswera hamadzangu nedzino dzimba moyo kaidzi nhai weduwee .chiko nhai Tino wenyu uyu chakadaro ichocho kufira kakadzi karikuda kuno Bata madhodhin uk .muno mutori nevasikana vari kushaya anorora iwe busy kuzvi sungirira .my condolences to the family ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜.
Nhumbu inehuyanga iyi. Haungamboti iceleb. Kokunyatsopfeka usati wabaya camera
,.Sekuru gudo haagare pamba inga Tyra anogara achi complainer Wani anotovatyira hutano hwavo because vanogona kutoita 2 days vasipo pamba
Kwanzi baba na mai Ndudzo vanova Tallyn we Gaka tv parents vakavhara munhu mari ye cos😀😀😀😀Kana otukwa vanhu vomuita saint munotamba nemunhu aikurura ring pazvitunha dzezvichembere zve varungu imbavha busy kutuka Mai Fifi humbavha munyudzu same fanana iyo firita Felly senani 🤣🤣🤣
Zvakaoma kuita murume anokoira zvinoonekwa nenyika yese mabishu anoshaya zororo kkkkkkkkBaba Harare vakazviwanira apa ,ahhhhh musikana akashaya apa ,she deserve better than that.Sando kuna Ketty akatipa jist rekukwirana kwaBaba Harare naTariro...Papink apo zvirikubuda so sweet🔥🔥🔥
Suweji iri kungoyerera pose-pose, kusanganisira pedyo nedzimba, kuChitungwiza izvo zvinogona kukonzera kupararira kwakanyanya kwecholera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere ichi kunzvimbo zhinji dzenyika
Zvaikozvino ava ndovari kuremera mastreets 💯 Vakaona mumwe mukadzi aposta pasi pachicorner paanorara & she thought hmm apa pakutoda bed apa, then ndobva vaenda kutonobhadhara bed iye neheadboard straight away! Kutombokanganwa kuti kune chinonzi budget, vakamhanya kunotengera umwe mukadzi bed! Hazvingowanikwi wanikwi izvi.Tajaira vakadzi vanoseka vamwe vakadzi mukushaya nekuomerwa kwavo not vakadzi vanomhanya kunotenga mubhedha vakaona mumwe mukadzi achirara pasi😢😢 Sando dzenyu Mai Dheko and dai Mwari vawedzera pamakatapudza. Zvaikozvino chimuti ndimi munacho. Much respect💯💯💯 Thank You kechi2 Aunt Joyie Zimba ðŸ™ðŸ™ðŸ™