Ndikafunga zvakaiitwa naMai ava kuna Shingi Kawondera kumusiya ava kuiita kunge munhu ari kutanda botso ndobva ndawona kuti chisi hachieri musi wacharimwa..... zvekuti akabirwa necompany futi aaaaah musiki haadhakwi kuDreams zveshuwa. 🤔🤔
🤣🤣🤣🤣🤣Mhosva tinyarewo veduwee takatadzeiNdozvazvinoita izvozvo murume ukada zvemahara unorasa hunhuKkkkkkk ndokunonzi kupenga manje uku
I feel like madam boss vakapa vanhu phuresha every1 is trying to get pregnant yhoo🤣Sisi inhumbu kaiyi. Hayi regai vazvare tu little shumba. #Roorarekwazodwa
Vakadzi vekuzim.hamugeze .dai mambodzidza kugeza kubva kune pmbinga dzedu idzi nekupfeka chaiko nekutsvaga mari .but imbotangai mambogeza first
Vanga vachaendereiko vasina dresa code mai venyuMy blessing and those of my kids must come from God and my parents. When my mufundisi is invited he’s the spiritual representative of my Heavenly Father. Uyu anoendawo kuvatendi vake. Hatingohakire.
Kumuchato kwayive kwevanhu vane mazangalewa kwete vane tugar* tunenge kuseri kwe teaspoon 😉Yes. Aroorwa nemu naija. But Nelia kana kuonekerawo nhai. Why she dumped na Zozo?
Chipo the trouble causer mafuta ako haasi kushanda Paradzai MasomeraMafuta anoshanda asi kti uyu Ganda rake chikumbaPakadai moramba kuti guru riya handirake imi 🤣🤣🤣🤣nderake paradzai uyu
Ketty akuremera sure kusvika pakugadzira skitNdozvaachafira nebp izvozvo zvekuda kunyebera kusimba deep dwn ari marwadzoPlease support. Vavhura bhero remaguru uko. Go Mura Go 💪💪💪
Chikorobho chave Gucci. Rich Obina 🔥Toda kuona paarikurara mazuvano nemachira akarikupfuka tozo commenter
Ari kuti akachinjirwa ma Arv zvino ari kumuonesa zvinhuHavasi kunzwa mushe