Tuesday, March 31

News News

July 13, 2023

Chipo Trouble Causer Onzi Nguva Yekunyora Palace book Munhu Afirwa Anga Aiwana Kupi Achitadza Kuchema Murume

Nguva yekunyora pa FB and read comments to respond anga aiwanepi?🤷🏽‍♀ anyways tinongoti RIP kumufi🙏🏽Uchitoti ne simba rekunyora pa FB iwe wafirwa nemurume nhai chipo dai urikutodirwa mvura uchifenda ko pa FB ukutsvageiMrume asina kumbobvira apostiwa🤷nhasi akupostewa nekuti atisiya🤔ko kungoti ndibaba vevana vangu unosungwa hre🥴 anywhere RlP😭😭Zvakaoma. Ko Iyewo zvivindi zvamutuma kuti aposte pano pafesibhuku panozikamwa kuti isango rine shumba, mapere, shoko neshindi chii chaizvo.

July 12, 2023

Nox Guni Kupa Doreen Facebook Page Rako Kuti Ataure Wakufarisa Ziva Vanhu Vekutamba Navo

Dorine Masomera akuita malive papage yaNox iwewewo Nox ziva vanhu vekutamba navo aava vanhu vanemhepo ava havaote vanhu dzidzai kusatamba nemhuri iyi havasi vanhu vana vekwamasomera uye Nox unienda naDorine kumashows kweiko munhu asingageze uyu amonhuwa chakwindi anonhwa Godiva anonhura shuree washaya vanhu vekufamba navo here

July 12, 2023

Zimbabweans Voshatirwa Neruzha RwaDorcas Moyo Voti Mumabhazi Dai Vambomira Music Yake

Ini hangu ndakambotanga ndichifarira ma song ake but yhoo anofinha ameno ameno Mwari ngavandibatsire handichagona kumuteereraYooooo ini hangu music yake ndakaitadza... Every song sounds the same.... Let me stick to my old musicians uyu ndakamutadzaIni hangu I dn hate her or something but Voice rake rine kakuzhangandira Soo

July 12, 2023

Cat Family Group Voti Dai Tyra Ariye Akaenda Kujeri Maitt Varipo Zvavo Cozy Haanakidze Feli Ano Locker Mastreets

Dai tyra ariye akaenda kujere hanakidzi mkadzi uyu feli ano locker mastreets nema scandal anofaisa zvinhu ngundu anongoda kunzi ndewe classy haiwawo toda vanhu vakachangamuka uko kuswero tiradza iro dumbu everyday dai feli aripo kutaura kuno angadai akavhura hombe tichispakwa muma streets umuTyra ahaendi kujeri nekut ahasi mbavha,,, imi munonakidzwa nehumbavha hwamai venyu hwazosvika pakuvapinza mujeri muchivapembedza moti ndokunakidza ikokoDai kufunga kwebenzi unotevererei munhu asingakunakidzi miriraka musungwa adzoke wombobva pa FB pacho than kutinyangadza APa uchinotora zvaanenge aposter futi

July 12, 2023

Mai Maketeni Trying So Hard Yo Win Mafollowers Amai Tt We All Kno Haumufarire Zvekudaro Ukuda Clout Zvako Nezita Rake

She is using felistus to gain followers and cat family doesn't see itKana vanhu vozoti mai maketeni vanoda following moti vanonyeba    Everytime vanototi vaposte zvinezita RaMai Titi nezvisina basa mukadzi mukuruBut evn vakada mafollowers Mai maketeni vanomira naFely pazvinenge zvakaoma Fely zvichiri zvakamuomera kare aive namai maketeni apa Fely shamwari dzamupandukira Mai maketeni vanaye vanhu ngavasaone pariwrong cheteHaiwa wo, mune mari dzacho here dzekutracker ghost....   She's trying to win ma followers amai tt ese auye kwaari. Uyo manje handimuwoni mushe

July 12, 2023

Mai Charamba And Shingisai Suluma Ndeuoi Anoshaura Kwazvo Nyaya Yanetsa Iyii

Ndeipi simbi inorema pakushaura apa😍😍Charamba murume and Shingisai the best mai Charamba vakangohakirawo kumurumeMai charamba is always the best but vanorasiswa ne ma backing vocalists avo ukowo Shingisai anokundwa hake but her backing vocalists vanogona which makes her songs better than ma songs amai CharambaI don’t understand why u comparing them. They are both very good singers vanogona vese ko addiction ne subtraction zvakubva kupiI don’t understand why u comparing them. They are both very good singers

July 12, 2023

Vakadzi Ungada Barika Here Knowing Arikunokwira Mumwe Straight From Under Wear Zvoda Iri Blood Sister Sa Mike Chimombe

Ladies would you stay pabarika uchinyatsoziva kuti hubby arikwa maiguru or kwamainini achirova nyoro straight from the underwear? 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂I préfère staying pa barika than multiple women va ndisingaziviFor money yes as the last wife - achisvotwa kikiki. Barika ragara ririko direct or indrectly. Very few man vane integrity.

July 12, 2023

Ma G 50 Anoita Senge Pwere Chembere Tete Mildred Fame Yakukupengesai Why Kusekerera Tinashe Mhandu Yamaitt Munhu Anemari Yenyu

Fame is slowly getting into her head. Vakasangwara vachapedzisira vakutuka zvinyadzi.Tinashe dai vaipawo mai tt mari vasina kusungwa hutsinye hwahwa kaita nana ketsvina nana ma siriri Mwari vakupei mazuva akawanda panyika murambe muchiita ma live panoMa G50 facebook dzangova nharo dai vaita zvekukurudzira vana kuvaka to stop drugs bt unotoona vanoda tunyaya twemakuhwa umwe achastroker cheteTete Venyika makatadza mega kuraira mwana we hanzvadzi yenyu murume haatanangirwe nhova makuda abhadhare zvikwembi zvipi futi siyanai nemuramu imi anofanirwa kubhadhara ndimi na Rose ndimi varidzi itoitai fast before release maiganza muchikuza ndirini mbuya Murata vanhu imi moda kukupirwa weti kumeso chaiko, Rachel nababa truck rambai makadzvanya alongside ma rounds

July 12, 2023

Madamboss Instagram Hacked Facebook People Voti Dai Vato Hacker Nefacebook Yacho Anombosvota Cat Family

Dai vato hacker zvese ne FB mambuya aya taneta nawoRakandibloka hire iri Saka ramama apa ndaimira naro sei kublokwa kuti ndamuti usachema babaGuti celebrate vanga vakura nxaaa zi bhishuVese varikuti zvinei nesu tikwanisei anyora pawall penyu hre or ndimi munonotora zvinhu ikoko

July 12, 2023

Ngochani Dzezimbabwe Dzawanda Vakadzi Vochema Baba Vedu Vamunangangwa Toroorwa Naniko Zvazvadai Munyika Majahaa Opera

Vakadzi Vezimbabwe vochema President  Munangagwa Todi varume Vapera Kuita Ngochani  Btr tigare tirisinguru chero dei vairoora hapana chaibuda mumba machoKo uyu ari mu uniform arikutoenda ku church here or I skit ko y vechurch kutendera joke rakadaro pa uniform

562 563 564 565 566