Wednesday, September 10

Search result for ""

July 25, 2025

KZN Police and their Gauteng counterparts near Crown Mines, Johannesburg.

Zvakaoma ,Five suspects have been shot dead in a gunfight with KZN police and their Gauteng counterparts near Crown Mines, Johannesburg.            Kudhara dai vakutomhanya kuti foreigners .Mazuvano vakanyarara           General Mkwanazi sending a very powerful message to criminals 👮‍♂️that's Mkwanazi effect imagine Kzn police in Gauteng pakaipa maZulu arikutoda

July 25, 2025

Mahikeng Provincial Hospital (North West)Kana une hama yenyu yamusirikuona yakauya SA please visit the hospital

Since  there are many unclaimed bodies in Mahikeng Provincial Hospital (North West)Kana une hama yenyu yamusirikuona yakauya SA please visit the hospital.Ngatigarei tichitaura           nehama dzedu purizi.musi unopinda munhu mudambudziko hauzikanwi.vana vanozongosara dzave nherera vagotadza kuziva kana kuti guva remubereki riripapi.vanenge vachingoziva kuti akanzi akayenda joni havana kuzombonzwika nezvavo.Upenyu hwese mwana aine stress izvo nyamba mubereki akatofa         akazovigwa nemabhanditi zvake Communication ngaikoshe vabereki .shamwari dzako joni ikoko ngadzive nenamba dzehama dzako uchitombotaurao navo ipapo chero mufon mako muine data ita semusina pota uchitaura nefon dzeshamwari dzako kuhama dza

July 25, 2025

Melody From Epworth Apondwa Nemukomana Nekuda Kwe Nhumbu

Hi Zim  ndinonzi Melody fro Epworth iyo ndye mukomana wandanana naye akandipa pamuviri so pandikamuudza kuti ndane nhumbu akati haisi yngu then ndakadzingwa kumba neikanogara kwevamwe Gogo vakati huya tigare tese uchindibatsira basa so nezuro ndakangosangana naye after a long time ndikamuti nhumbu         Yako yakuda kuzvrwa ukufungei nemwana preparation nezvinodiwa kuchipatara ndokutanga kundirova pamashops epaDomboramwari pakazra vanhu zvekuti mukaona mavideo aitirwa nevanhu achindirova munosiririswa

July 25, 2025

Mukomana Abatwa Husiku Huno

Vakomana vanoita zvema group emota vachivhara vanhu Mari dzavo mumwe abatwa uyo         Team Cape Town bho here zvakadai miswai dzimai magetsi 300 000 Rand imari refu300k haisi kids game mbavha ngairohwe mari ikugwadza kuwana iyiMukauraya ingozi chenjerai futi ipapoKo munovharireiko vanhu Mari dzavo         Mari irikurwadza kuwana iyi Kana morohwa monzwisa tsitsiMuface uyu ndikhule yedu kah yamukurova makapusa hamuzive kotengeswa mota hre momurova makada deal makadyira sak momurova kut zvidii Sata

July 25, 2025

Mwana Azowanikwa Veguwe After 3 Days

A 3-year-old who went missing for three days in Durban was found alive but dehydrated in a ditch metres away from his home. 😭😭A 3-year-old who went missing for three days in Durban was found alive but dehydrated in a ditch     BREAKING NEWS: MISSING MPUMALANGA CHILD FOUND ALIVE AFTER NEARLY A WEEK Mshadza, Hazyview – In a miraculous turn of events, a young child who had been missing for nearly a week in the Mshadza area near Hazyview, Mpumalanga, has been found ALIVE and breathing.         The child, whose disappearance had sparked widespread concern, was discovered by community members during an intensive search operation. According to reports, the boy was found stuck in a pit, visibly confused but miraculously c

July 24, 2025

Chaita Kaycie Asavigwe

GAMU DEON NGOMERA arikuda compensation from family ya Kaycie the promoter. Ndiye one of the girls aita threesome naye paakafa hence why Kaycie asati avigwa because he is being sued by this girl.😢😢😢😢 U.K itai order musadaro vanhu vakafa, musiyei Kaycie azorore.🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kutouya         kuzonyepa pano haunyare nhai bhenjie nyaya ya Kc is all over socialmedia..his exwife ndiye akamisa zvese since aiva next of kin waKyce arikuda avigwe kwaarikuda iye not manyepo ako aya🚮🚮🚮

July 24, 2025

2 Ma Shefu Eku Zanupf Afa

Correspondent-Two former liberation war fighters, Florence Chirenda and Mangwende Madonko, have died and were laid to rest at the Bulawayo Provincial Heroes Acre on Monday. Florence Chirenda was the widow of national hero Lieutenant Colonel Harold Chirenda.       A sombre atmosphere enveloped the City of Bulawayo as the coffins of the two were lowered at the Provincial Heroes Acre in Nkulumane. Speaker after speaker described the deceased as dedicated and hardworking. Family members expressed gratitude to the       government for honouring their relatives with provincial hero status. “As the Chirenda family, we truly appreciate the honour bestowed upon our mother and will forever cherish it,” said a family spokesperson.

July 24, 2025

Trip Trans Bus Tsaona Chitungwiza Seke Road

A collision involving Trip Trans bus and two other vehicles has occurred at almost the same spot as Tuesday's Seke Road accident, near the bridge along Seke Road. The incident is reported to have happened just now.         Details are still emerging, and it's unclear if there are any casualties or extent of damage.           📸: Freddy

July 24, 2025

Audios Of Wicknell Chivayo and Doc Maboreke Vasati Vauya Fungai Masiyakurima Humbowo Hwauya Na Aggripa Masiyakurima

  Today marks exactly  after my brother  @Mkoma Fungai Masiyakurima,Bhabhamkurue succumbed to an induced heart attack by a Rogue Chigananda.This is a man whom we emulated from when we were growing up and he led the way diligently giving us career guidance,financial support and all those who followed his footsteps did not go wrong in life.He transformed our lives and so many lives in Bocha,Manicaland,Harare,Zimbabwe and Africa at large.He took pride in helping the underprivileged in Zimbabwe and empowering most of the people he came across in the industry in Africa and the Middle East.   An innocent soul’s life was cut short by some greedy,selfish psychopath with a low self esteem who thinks he can exploit and trick everyone whom he will have worked wit

July 24, 2025

DZ Turn Off Bulawayo Road Pa Robot Tsaona

Dz turn off Robots apo, most driving dzinoitwa nevanhu ipapo hadzisi , if u coming from DZ turning right into Byo haaa even robot riri green proceed waita make sure kt cars going to town         stopped and then wacrosser lane to town uri in between paya check also cars coming from twn stopped then proceed don't just look at the robot woti green it's my turn wopinda ,I witnessed buses mostly and combis vanopinda red paya zvima buses zve Byo coming from twn direction . Paya pakaiswa Camera gvt inoguta nema fine.Accident just happened a few moments ago at the DZ turn-off along Bulawayo Road. A lorry and a private car collided. There were no fataIities; however, the private car driver was injured.       When you hear anythi

41 42 43 44 45