Asi nhai bamunini Richard munonzwa sei munhu azviuraira imi 😢 😠😿 Tasha wacho ndasingazive atori friend ye young sister yangu Prisca Jack zve ,ko nhai pri munoti mukatsamwisa nemujolo mofunga kuzviuraya Here 😢 😠Mwana wevanhu nganake kunwa zvake 750ml undiluted Jameson in less than 30 minutes ndokutofa Kudzidza hakuperi ndaisaziva unogona kutofa ini but after reading comments ndatoona kuti hezvo 😢 😠😿 Haaa Pakaipa mufunge ama 2k they can't handle mujolo veduweSaka paitove nevanhu achinwa undiluted alcohol within 30 minutes ???? Vakabva vamusiya achinwa ....kuti vazowana zvekutiudza .....
Mavids aFreeman ringori neni neni chte vamwe vese varikunyepa ndamaisa kupage kwangu follow unowaonaðŸ™ðŸ¼ðŸ™ŒðŸ¿ðŸ™ŒðŸ¿Haaa vavhura hombe ndandrkt inhema ndazowana andipa maV11 ummm ichokwadiKukundwa naGogo lady vasingade makuhwa uri harurwa yemunhuGuhwa haaridi usikuMati HKD vaita seiYesterday i did 3 good hours nonstop at Jongwe Corner JC song yakasara ine lucky it was only serious business!!! (One man Show) Thanks so much maGallis for the love and support even though you were acting like maisava satisfied nemahour matatu maida ndibve ne5am ? kkkkk HKD Band bigup #onemanshow#
Ava hamusi kuvaziva imi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Zucker wakati parira tava bhoo zvegore rino. Mazimba imwe kondendi yedu soo kaYuwi pakati pemakumbo kunge pakapisirwa zvidhinhainini mari yazuka yacho ngaindipfuure zvangu, chii ichochi 🫩kkkkkkk hapana kwatiri kuenda senyika
Mountview KZN kwapfurwa vanhu 3 vasi havana kufa,vaendeswa kuchipatara. Nyaya yeruvengo rwema forena.Pafair chaipo better to prepare kuenda kumba uchiri kuzvifambira dzave nharo hedu munoMuno kungogara dzangova nharo
TRAGEDY STRIKES MAMELODI FAMILY Six Family Members Killed in Devastating Fire A devastating fire has ravaged a home in the Marikana Informal Settlement in Mamelodi, Tshwane, claiming the lives of six family membersShameee, but why are they breaking those windows if I may ask. Fire fighters gather here
SAD💔 | On 24 May 2025, police in Gokwe arrested Janet Mudzingwa (20) for allegedly hiding the birth of a child. Police investigations revealed that she gave birth on 22 May 2025 at Chiwashira Village in Chireya and is suspected to have thrown the baby into an old, unused toilet pit. The police have since recovered the baby's body from the pit.
*"Macron's Vietnam Moment: President Downplays Plane Incident with Wife Brigitte"* During their visit to Vietnam, a video captured a moment where Brigitte Macron appeared to shove or slap President Macron as they were preparing to disembark from the presidential plane. The incident happened on Sunday, May 25, 2025, in Hanoi, Vietnam, as the couple arrived for a tour of Southeast Asia. *The Incident:* - Brigitte Macron seemed to push Emmanuel Macron's face, causing him to step back momentarily before recovering and waving to cameras. - After the incident, the couple descended the plane's steps together, with Brigitte refusing her husband's offered arm.
Makasimba here friends and family. Its with a heavy heart to inform you that capetonians has lost a sister Natasha Judith Kufakunesu yesterday. So we are appealing for help in form of food money and anything because she doesn't have a relative around panoda mari yemunhu anouya KuCape Town kuti afambire nyaya dzacho kuti agoendeswa kumusha aane 3months abva kumusha aasingashande.Akashaikira kuKarlbremer hospital so vanoda kubatsira tokumbirawo mutibatsire panumber idzi 0849586247 Makasimba here friends and family @highlight It’s with a heavy heart to inform you that the Zim community has lost a sister Natasha Judith Kufakunesu yesterday.She was staying in Parrow. We are appealing for help in form of food,money
Ma Zimba aurayiwa ku Eastern Cape nhasi area inonzi Addo ndatumirwa ma pictures and videos now they are not looking good .Zviri kunzi so far 10 ndivo vakaurayiwa.Nyaya yakatanga kuti Mazimba akauraya mu Kedha aiva mbavha.Saka Ma Keki akungobata mu Zimba wese vachiuraya .Vamwe vacho ma Zimba according to the audios I received vatotizira mu Sango .The videos I have and pictures not looking good at all vatofa.Vakauraya Ma Zimba acho akatiza Veduwee moyo wangu waenda kure Mwari kusvika riniko tichichema, mukati Zim inyika hre haaa zvorwadza izvi chro vakuru vacho vakazviona hpna kna action yavanomboita haaa dai Mwari vaimbondipawo mukana wekutaura navo face to face ndinemibvunzo pamusoro peZimbabwe kuti chiiM