Kamuchacha paakafimbira nyaya dzebonde dzamai Jedza ayitoda ma donations kubva kune team re international rine tsitsi apedza obvisa pashoma imwe yese onotengera Shumba mushonga wekusimbisa musana plus kumisa blambi Comments 👇👇👇👇👇👇👇👇 Iye kamuchacha shem haana noise nemhunu these days she minding her own business no matter how pple try to provoke her,she's forever classy like that i love herMakatadza kumupetaka ,wenyasha mungamudii Kana maiziva kuti zvinodyisa why didn't you do the same Madetails ekuisa mari if I remember well ndeamai Jeremaya. T for titen
Vakomana regerayi zvekuromba izvi 🤣🤣 mutown nezuro makaonekwa chikwambo chine Musvepenene wemu SvobhonMupurwa uyu, uyo une zvuma muhuro uye nenyanga nezvimwewo, waonekwa uri pagedhi reimwe kambani panosangana mugwagwa Nkwame Nkrumah naPark Street muguta reHarare mangwanani anhasi (Chishanu). Vanhu vakaungana ava vari kuona mupurwa uyu asi vose varamba kutaura kuti zvambofamba sei kuti uzowanikwa panzvimbo iyi. - Mifananidzo naKingstone Mapupu.Mupurwa uyo urikungoshungurudzwa mahara. Dai ndasvika nepo ndaubvisa necklace yekwa Mr Price iyo waenda hawo musango maunoraramira
Mari Yakanaka Nelson Chamisa Asimba Kuita Mhitsa, The MDC Alliance President, Nelson Chamisa, appears to have gained a noticeable amount of weight over the past six months, sparking chatter among supporters and critics alike. While leadership responsibilities can be demanding, maybe it's time for Chamisa to carve out a little time for the gym and a wellness routine!
Eish Inter Africa ine hondoCheck on your relatives Accident at Renco turn off..Inter Africa and MushikashikaCheck on your relatives Accident at Renco turn off..Inter Africa and Mushikashika
Update Onn Comrade Nyokayemabhunu Pakapa Vakomana Mutsvangwa Is Part Of Ana Geza Nyaya Yakataura Ndiyo Ya Saver Nyoka 🤣🤣🤣🤷ðŸ¾â™€ï¸ðŸ¤·ðŸ¾â™€ï¸ðŸ˜³ðŸ˜³
Today on duty. Minister of Local Government and Public Works and wife Amai Sharon Mugabe-Garwe today in Mudzi at the installation of Chief Nyakuchena. 🔥 Madhara aya anoramba vakadzi vawo vachitora tuvana That's why nyika yedu isingaendi mberi mari inoperera ku pwere dzavanorooraKudla norifa Ana Shangri-la muchishaya usavi husvinu🤣🤣🤣🤣
Tsaona ye motokari yauraya vanhu 3 husiku huno mu nzira yeku Zvishavane check with your relatives. (Video in comments)Hazvina kumira mushe check with your relatives pafamba satanProphet Miracle Paul vakazvitaura izvi kt kusvika mid May tsaona dzichawanda uuuum Mwari pindirai Vanoti mwari or satan this and that... do u know most crashes or accidents are just due human error... very avoidable. Most drivers are negligent and reckless on the road. So musangode kudaidzira satan namwari nepavasingadiwe. Change of drivers' attitude is the key
ko Masimba hanzi aita Seiko Ku phase 8 pedyo nepamahure apoPhase 8 yese inzvimbo yemahure..Ska taura nyaya yako zvakanaka Nyaya dzacho iro pic ndere muzimba wemuno akasungwa nenhau yekuti aibika KFC Chicken na3 am vamwe vakarara saka vakasecha vakawanq ane maigrediants ese ekuKFc kwaimboshanda
"Baby daddy wako ndakamupa chikiti akandibhadhara $500", Mabrijo fires shots at Ritz Original post in commentsIf you have a sister that doesn't disgrace you on social media, just appreciate God for what he has done for you ðŸ™ðŸ¾$500 dollars kana kuti 50 dhombi zvakaoma hazvo ndaana sistran ve vamwe vanhu ivavo 😳😳😳
MAI MELODY HAMUNYARI HERE KUSIYA MURUME WENYU MUCHINDOGARA NA SIMON GWACHARAMAI MELODY HAMUNYARI HERE KUSIYA MURUME WENYU MUCHINDOGARA NA SIMON GWACHARAHaaa vakadzi vanetsa ne chihure nhaiChikomba chinokuda uri pamu rume havana kwavanosvikaZviriko ko ndovatanga nazvo hr