Sunday, September 14

News News

May 08, 2025

Mai Jeremaya Withdraw The Case Vega

This is not correct. This is now a states case whe she is just a mere witness. She has no power to withdraw this high-profile case.Mai Jeremaya vabisa nyaya ku Court after vaona kuti nhema dzaramba. Mai Titi avo vakadanana       nevakaroorwa nevarume 5 vakasiya ndivo vazoti haa chihure chamai Jeremaya ndachitadza chekuita 3 Samu. Mai titi vati Ini chaiye wakapedza nyika handisati ndambozviita tree samu gone wrong. Now Mai Jery vanga Voda kuisa vana vevanhu muJere 15 years.    Now Mai Jery ngavasungwe vagare 2 years mukati ku Chikurubhi munhu ngaahure zvakanaka not kuda kuparadza vana vadiki.So she withdraw the case 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 takatukwa kani pano...pj hataure       zveku

May 08, 2025

Pabuda Chijoker Haa Mai Jeremaya Tabvuma Hamuna Kubatwa Video Iro Humbowo

 Unreleased footage ye One of the co-accused in Mai Jeremaya’s case is sharing his side of the story. Hanzi ndakaita panguva yangu         thabo akaitawo pa nguva yake asi aisaziya dhiri raitwa.SAKA TAZOBVUMIRANA TESE HERE Sema ZIMBABWEANS🇿🇼 Kuti MAI JEREMAYA HAVANA KUREPWA

May 08, 2025

Our Deputy Minister of Health speaks

Our Deputy Minister of Health speaksSo to whom should the complaints be forwarded becoz people deny reality social media information begun with a ministerHamunyare here,vangagodii chero vaka complainer munonzwa here,ngatitaurei chokwadi mufunge       haikonai kudaro,musadaro henyu,inzwai tsitsi mufunge,mukadaro mune muchidzimbira maronda,ndiri seni ndichiine maronda zvandakasangana nazvo feb 2024 hana yangu inorova moyo wangu wakapwanyika kutaura kudai,musatombodaro henyu

May 08, 2025

Mutare General Hospital It's A Shame

A woman who recently gave birth at Mutare General Hospital shared her experience. She explained that there is a list of things you must buy before having a C-section at the hospital. Those who         cannot afford these items are not assisted until they manage to buy them. In emergency cases, doctors still do the operation, but nothing is given afterwards to help with the pain.

May 07, 2025

Pakashata Bulawayo Holiday Inn

Guests at the Holiday Inn hotel in Bulawayo have been evacuated from their rooms following what’s being described as a “bomb scare.” An ambulance has just arrived and police officers were seen running inside a short-while ago.         Source: ZimLiveGuests at the Holiday Inn hotel in Bulawayo have been evacuated from their rooms following what’s being described as a “bomb scare.” An ambulance has just arrived and police officers were seen running inside a short-while ago.   Source: ZimLive

May 06, 2025

Kwaita Nyaya Hombe Mai Jeremaya pabuda Ma Chats Hayaa

Hmmmmm this story will end in tears 😢 😭 I'm telling you machats machats 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿 😢 😭 😿Nommater what you will never make side nenhema never, I choose to         stand with boy Child I have my reasonsPatricia, even if the chats are legitimate  Even if they made mujolo plans for months on end…         But on the last minute, if a woman says no, haasikuda nemuviri wake and weeps tears achiti let me go, a man should not threaten or force as that is tantamount to rape!   RAPE IS RAPE

May 06, 2025

Jahprayzer To Be Deleted

Millionaire Sir Wicknell gifts musician Jah Prayzah a brand new 2025 Range Rover and $150,000(USD) in cash.Hmm hmm Ibvo ukaona mari unotamba nhova... Haaa amana this is too much. You could build clincs with that money..         JP do the right thing pleaseImagine what 150k can do for the hospital. If i was JP. I would go to the foam place and buy mattresses to go on the hospital beds. Its money he doesnt need so use it for the good of the country

May 06, 2025

Sis Ava Ndivo Va Ambassador Wemadzimai Oudza Murume Pa Viddo Kuti Usaterera Chine.na

Varume vemazuvano havachina kusimba musana, vanoteerera stonyeni kunge varikuteerera news.. Takutopona           hedu nebonyoraVarume vemazuvano havachina kusimba musana, vanoteerera stonyeni kunge varikuteerera news.. Takutopona hedu nebonyora

May 06, 2025

Ritz Munhu Ainzwirwa Tsitsi Musi Uno Apaaa

Vanhu vane hasha🤣Munhu ainzwirwa tsitsi zuro uno ndiye akudai umwe mukadzi kambwa kemunhu1 munhu anotenda varume nemusoro wemunhuYou are a disgrace to our womanhood serious hw can a woman           say those things to another woman handina mashoko ekutaudza .but wakaoma mwoyo zvinonzi chema nevanochemao ame malikes amakuda nenzira idzi zivai there is life after social

May 06, 2025

Zaoga Mai Guti Ndi Mwari Upi Wamuri Kunamata

Nhai imi Wikinero asi anotumwa here or what...Nemawomero akaita zvinhu mari iyi yaigona kushandiswa zvinemusoro. Wotonzwa munhu achiti ndiMwari akomborera....denga ririkure hama dzangu. Kudziya moto wembavha chaiko           Controversial businessman and tenderpreneura Wicknell Chivayo has gifted Eunor Guti, the widow of the late founder of ZAOGA Forward in Faith Ministries Ezekiel Guti, with a 2025 brand new Toyota Land Cruiser 300 Series VXR, along with a US$250,000 cash gift.

124 125 126 127 128