Tuesday, November 04

News News

April 22, 2025

Madzibaba Veshanduko Nevamwe Vakaka Bhombiwa Last Night Kutyorwa Makumbo

Tiise vana va Madzibaba Veshanduko pamimamato varimuchi muchipatara vakapisirwa mumba nezvi GanangaImages of Madzibaba Veshanduko's son who was injured in a petrol bomb attack last night.     Until it happens at their doorstep, they wil continue praising ZviganandaYes we need change but politics dzacho dzichidai better kusiyana nazvo unless uchidya nadzo otherwise unofira vanhu vasina basa newe

April 22, 2025

Port Elizabeth Clayto Chikukutu Uber Driver Oitwa Mgunzu Mota Ichibva Yapiswa

TybbvvbbFrom the Zimbabwe community in PortElizabeth group          Hama maswera sei, Ndauyawo ndikutsvaga rubatsiro rwenyu .Mukona ane picture iyo anonzi Clayto Chikukutu anodiver ubber, so he was hijacked Saturday night bt we not sure kuti kupi exactly asi Mota yakazowanikwa yakapiswa ku side ku Zwide uye hembe dzake dzakawanikwa asi dzange dzineropa.         Mkomana tatsvaga ma hospitals ese taenda bt hakuna munhu. Saka taikumbirawo any info or kana paine kumwe kwatinga tangire kutsvga,or vanogona vamuonawo vatibatewo pa  0735010135 0844009860

April 22, 2025

Chinese Ouraya 3 Zimbabweans Ku Zhombe Mine

Chinese national CAI yulong labelled cold-blooded killer           Mathew Masinge High Court judge Esther Muremba has described a Chinese national who murdered, attempted to kill and assaulted three miners at a mine in Zhombe as a cold-blooded killer. In her detailed judgment, Justice Muremba said Cai Yulong had no right to act in the manner in which he did that disregarded the sanctity of human life. Yulong was last year jailed 30 years after he fatally shot Goni Goni, attempted to kill John Muchawaya and assaulted Lovemore Mapfanya for allegedly encroaching and panning for gold in his mine.         He owns Stone Steel Mine while the late Goni and his crew were employed by Blackhand 10 Mine which oper

April 22, 2025

Mai Dhuterere Nhai Tenzi Nenhumbu Ine 8 Months Here

  Trust Khosa Zimpapers Arts and Entertainment Hub Gospel musician Darlington “Mambo Dhuterere” Mutseta’s marriage to Dorcas Vambe is reportedly in turmoil, as he has allegedly abandoned his pregnant wife and their four children. Dhuterere, who performed in the United Kingdom over the Easter holidays, could not be drawn into discussing the claims. He asked H-Metro to ignore the matter.He asked H-Metro to ignore the matter. “Don’t mind them…,” that’s all he said.           He last posted Mai Dhuterere in November last year when he wished her a happy birthday, calling her Queen. Known affectionately as Mai Dhuterere, she is reportedly showing signs of depression due to the

April 22, 2025

Zanupf George Charamba Kutyisa Vanhu Zvanzi Tichakusungai Mese Pa Social Media And We will Ban It

According to George Charamba who is the Deputy Chief Secretary-Presidential Communications, authorities will soon begin arresting and punishing individuals who post what they classify           as ‘disruptive messages.’ He stated that the government is closely monitoring social media activity.They will arrest every Zimbabwe-loving person coz hakuna anoda nyika genuine asiri kuchema nezvigananda

April 22, 2025

Veduwe Varume Chiiko Kutsamwira Mukadzi Akuramba wo Poster Manyudzu

Mhanyai kwaOtilia Musvera.... murume akarambwa zvino ava kuposter paFacebook account yemukadzi..... 🤦🤦🤦😁         Mhanyai kwaOtilia Musvera.... murume akarambwa zvino ava kuposter paFacebook account yemukadzi..... 🤦🤦🤦😁

April 22, 2025

Sad News Azorora Zvake Musikana

Sad News Azorora Hake Musikana       

April 22, 2025

Mukuru Wemasoja Otaura Vakomana Pashata

Mukuru Wema Soja Otaura Pashata Munhu Wese Mumba 23 April Geza Revolution Munhu Wese Tichamurova Sedhongi Arikupinda Mu Town Mangwana Murikuita Zvekutamba kovhidhi Takararama Sei Garai Mumba Stay Innn🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼😳👏👏👏👏         Mukuru Wema Soja Otaura Pashata Munhu Wese Mumba 23 April Geza Revolution Munhu Wese Tichamurova Sedhongi Arikupinda Mu Town Mangwana Murikuita Zvekutamba kovhidhi Takararama Sei Garai Mumba Stay Innn🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼😳👏👏👏👏

April 22, 2025

Munhu Wese Gara Mumba Achabatwa Mu Road Arikuiswa Pfuti

Pashata Geza Oti Shut Down Irikuitwa Kuitira Musakuvara 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼Dhumu Dhumu Mnangagwa Nezvigananda Vavekuda Kushandisa Pfuti Kuvanhu Pliz Shoko Ngarifambe Mangwana         Munhu Wese Mu Road 😳😳😳😳😳Geza Oti Ngatibatanei Tese Kubvisa Mnangagwa Ne Zvigananda Shut Down Yedu Ndeyekuti Ana Wicknel Chivhayo Vapinde Mujeri Shut Down Ichaenderera Mberi Kusvika Zvanaka Iti Chikafu Tichakupai Kuti Musafe Nenzara👏👏👏         👏👏Geza Oti Shut Down Ya Budirira Nhasi Tokutendai Ma Zimbabweans 🇿🇼🇿🇼🇿🇼Kana Tati Garai Mumba Pliz Munhu Wese Gara Mumba Mnan

April 21, 2025

Madungwe Hachina Nhai Ishe

Ko hanzi heavenly commander has been evicted? Zvine with stay away he will be staying on the streets??           Picture yacho exactly same setup ye eviction ye last year iye kkk.It never rains but it pours for this comedian.         He can sell aqua iyo. If economy was good vairarama but vanobhaizwa nemotangaatengese aqua abhadhare rent

179 180 181 182 183