Monday, May 12

News News

January 26, 2024

More power Wasu Hana Yako Ngairove Hana Kana Wakuibva Ganda Im 2 Weeks Bho Here Tiza

The transformation 😍😍 Mafuta aKamchacha anoshanda chokwadi, finally ganda raWasu riri kubuda so suwiti 👌         Zvekusviba zvawandirwaface yaWasu yakudhara yanga yakafitwa nekuita chigunduruFiltered Vs unfiltered           Umm musapihwe pressure anangu ..kunze kwakaoma uku, the original pic can tell you everything about the boy/girl 🇿🇼💔😂🤣🤣🤣           Sekuru vangu vaigarondiudza kuti wakaona murume anotenga mirror ashata iko zvino murume anoshandisa firita haa 🚮🚮

January 26, 2024

Mama Vee Munhu Wemurume Madireiko Zve Glow Fans Said Pakaipa Filter Nepasina Dai Matemga Feli Glow Kwamaitt Maibva In 1 Day

Filtered Vs unfiltered           Umm musapihwe pressure anangu ..kunze kwakaoma uku, the original pic can tell you everything about the boy/girl 🇿🇼💔😂🤣🤣🤣           Sekuru vangu vaigarondiudza kuti wakaona murume anotenga mirror ashata iko zvino murume anoshandisa firita haa 🚮🚮             Ngaatenge Feli glow..2 hours anenge anaka ma nakoro ayo🤭

January 26, 2024

Zimbabweans Haasi Kufara Nehunhu Hwa Daisy Mtukudzi Dressing Semukadzi Mukuru Nipuri Richidhindikira Selmor Mtukudzi Bata Step Mother Vako

Selma huya upe stepmatha vako bra.Deizi chii chakadaro iwo you should represent masecond wife with dignity             Paive nebasa apaaa sisi vachikura ava🤣🤣🤣Chirungu chenyu ichii yooooo kureva kuti samanyanga vaitopinda busy kutsiura               lol 😂😂rakati rapata ,yakarehwa naGurundoro

January 26, 2024

Ukaonawo Papa Vamwe Vabvuma Pashata Makandiwa Oti Ma Prophet Akakaita Sa TB Joshua Ariko Hobho And Zvirikuitika Vanhu Vari Ku Abuswaa

Emmanuel Makandiwa, the founder of United Family International Church, commented on the BBC Documentary about T.B. Joshua.           Makandiwa acknowledged that preachers, including himself, are capable of committing the acts Joshua was accused of. He questioned those who defended Joshua while attacking the victims.           Makandiwa also mentioned the difficulty victims face in coming forward due to the power and connections the abusers have.            He criticised the BBC for producing a documentary that lacked convincing evidence.   

January 26, 2024

Nhai Mwari Zvinorwadza Family Of 3 Vafa Vachida Kuendesa Mwana Kuchipatara Vaweredzwa Nemvura Simbarashe Kanyonde and Lucia Dzimba Nemwana 7 Year Old

  Family Swept Away In Tragic Canoe Incident Amid Zimbabwe's Damaging Rainy Season         Simbarashe Kanyonde, his wife Lucia Dzimba, and their seven-day-old baby were trying to reach a hospital for medical help.                  Lucia and the baby were found downstream, but Simbarashe is still missing. The rainy season in Zimbabwe has caused significant damage, including flooding that has affected many families and resulted in deaths and injuries. Authorities are urging the public to exercise caution during this time.             tragic incident occurred in Gokwe, where a family of three was swept away by a flooded river

January 26, 2024

Mushure Mekunge Tinashe Mugabe DNA Afara Mwana Wake Anodadisa Kugona Chikoro Joseph Kalimbwe Oti Mutore DNA Test Pamwe Haasi Wako

So my boy passed Cambridge at grade 6, skipped grade 7 and now in form 1,🤞🧬happy for you Mr DNA MAN in the making #TheDNAman #Tinashemugabe #GlobalDNAInternational                   Do a DNA to determine if he is your child. You can find those things of yours you like doing are happening under your root jita               Haaa mkoma uyo ndowangu,kugona soo,ngatiiteyi maDNA test.Congratulations boy.

January 26, 2024

Tavhunduka Nyika Yese Wicknell Otenda Jahprayzer Music Yako Inotivaraidza Ku Zanupf Nemukono WE Mota Ye 200 000usd

HALLO FRIDAY...It would be very UNFAIR and grossly UNREASONABLE for me not to also acknowledge and recognize our own LEGEND and SUPERSTAR the man himself JAH PRAYZAH... Hantinga kanganwe zvazuro ne HOPE , back then wakaimba MUDHARA VACHAUYA then takazomuona zveshuwa akazouya uye iri Shumba inoruma zvokwadi.             Ukazoimba uchiti KUTONGA KWARO na zvino richiri kutonga haro GAMBA riya and now the recent amazing CHIREMERA and for sure vaka gara pava ka gadzikwa , havana kubvuta vaka sarudzwa indeed he was democratically elected in terms of our constitution , WE VOTED FOR HIM...Zvokwadi haunyebi vane ZODZO uye IMHONDORO...My brother , not only has your music been consistent with our ZANU PF's inevitable victory all the the way but y

January 25, 2024

Zvofumurwa Baba Harare Vakaenda Nerweseri KuKambucha Seh Calaz Ndiye Akaita Tikuzivei Saka Mamubvisirei Nekutira GD6 Mota Yake

Shuwa how can you terminate your contract na Seh Calaz MusiAkaenda nerweseri BaHarare Kwakumu replacer ne bharanzi iri           Baba Harare chaanogona kuimba nekutamba zvinyadzi pa public, apa Kambucha mayiruza         Calaz ndiye akaita ndizive kambucha but kana contract yapera tingadii we move

January 25, 2024

Fans Not Happy Madamboss Vanototedzera Maitt Akaona Vaita Zvinhu Zvavo Tese Tinozciona Asi Tozviramba Hunhu Hwakaipa Vakuti Mafuta Ekwa Mai Juju Haapise Saka Anopisa Ndeani

Madam Boss havadi kusaririra ndovafarira hangu but vane Kahunhu kekuti kana mai tt vakaita chunhu chikawana ma likes akawanda iye otopfekerawo netwake kompatition anoida madam boss iyeyu asi hamuzvioni henyu           Madam Boss havadi kusaririra ndovafarira hangu but vane Kahunhu kekuti kana mai tt vakaita chunhu chikawana ma likes akawanda iye           otopfekerawo netwake kompatition anoida madam boss iyeyu asi hamuzvioni henyuhaapise ekwa Mai juju .sonidhadhi🤣🤣🤣😂😂😂😂

January 25, 2024

Fadzai Mahere Oti Handidi Kuzosiya Nelson Chamisa Sezvirikuita Ana Biti Ndomira Naye Ndavekutobca Pa Hu Mp Izvezvi

🟣 There’s no legitimate CCC without our Change Champion in Chief. There’s no legitimate Parliament without respect for the will of the people.             I stand by Adv Nelson Chamisa’s decision and join him in leaving the charade. I remain committed to fighting for true democracy and better lives for all Zimbabweans.            To those who believed, voted and supported, I owe you my deepest gratitude. I will be communicating with you directly soon to map a way forward.🇿🇼

182 183 184 185 186