Unenge warambira munhu kuti ari kutambira ma Rtgs ozoona aku saina ma dhiri mahombe ku Dubai Musadaro, Anna is heartbroken, ndiye akatosiiwa, ini makudzimbira Ronda musadaro Haasi webokuharram here uyo ndiyo contract inosainwa chete wakasungira kadhuku ako Maari macho hamusi kutaura mari. Ziso iro ndere munhu arikuda kumaker sure kuti mari yake yasignirwa. It's giving Mohamed Mussa!
MaGallis Ari mumaoko ehurumende zvenguva dzino. #zimnews #zim #freeman Buditsai ma album mushe panekumboda kutanga mataurwa zvekutinyepera ..msade attention mhani zvikangobuda tongonzwa😂😂🤣🤣 Mu Zim hamuna uniform yakadai... Two Pic iroo nderepa album re Robbery Saka mukutiiko nhymi MA zimba🙄🙄🙄🙄😳😳😳
Zvanzi muskana KIKI aita mari inemumvuri nekubvisa hembe achitambisa magaro ku onlyfans Haaaa Kikky akangoita lucky remagaro chete otherwise music yake inotonhora kunge fridge Zvanzi muskana KIKI aita mari inemumvuri nekubvisa hembe achitambisa magaro ku onlyfans MUDHOTO MUKURU WASHAYAWO MBINGA...WAPERERWA PAKUSVIKA KUNOWONEKWA CHERO NEMAGARDEN BOY KU OLYFANS.....AIWA NDEWE 2CENTS ZVESURE Hanty aka votera zanu otosimba kutamba akashama ...huleHaaaa Kikky akangoita lucky remagaro chete otherwise music yake inotonhora kunge fridge
WATCH: Triple murder suspect Jaison Muvevi in his cell at Chikurubi Maximum Prison yesterday. 📹: Kudakwashe Hunda Ko kuzorara asina kupfeka kunge ari mu matrimonial bed, akapusa vanomuita mukadzi mukat umo Hayewa uyo arikubuda soon pane painzi vakaona kuti pfungwa dzake hadzisi ryt muchaona henyu nekufamba kwenguva inonzi zim iyoyo chinongorwadza ana Job sikhala vasina mhosva ndovofiramo
After all the lies and hurtful words you said now this?? Really Dorine I told you our relationship will never ever work I have more peace when we don't talk than having toxic relationship? It will never work and you know that. I love you so much but try to understand me let's leave our lives in peace love me from a distance Because our relationship will never work and without social media you know very well kuti hatife takaindirana futi so I will appreciate if you could understand that blocking means chosing peace. I hope you heal and find peace from whatever that makes you so bitter. Nomater how many times you post
Good morning citizens Vakazoradzikwa sister vedu Matho Nare veku wanikwa vakafa vapedza kuita deal rekutengesa nyanga dzechipembere kusouth Africa May her soul rest in peace vakanaka ndovanoenda zvavo.
Mudzimu haupe kaviri Thomas aka runner loss apa kwaari ari kuchema izvezvi.❤️❤️❤️🇿🇼🇿🇼 Mudzimu usina skiri ndoo wega unokupa hwakupaku yemababe akadai ana MaBrijo, Mura & crew😏 vamwe vchipihwa nedenga ana Hillary Makaya It's so easy for Titus chizhanje to get musikana chaiye chaiye wekut agopisa kudarika uyu cos ava Ana roreni vavema blesa ava maside chik Ema dhara Kkkkk haaaa ukaona mudzimu uchitokuti chemera zvakadai haukudi mudzimu iwoyo unotoda newe ujoine kugroup revadzimu wafa nekukasika🤣🤣🤣
Ehe tozviziva hamudi kuudzirwa ka.paye asi chimbono siyai following yenyu.pana Hillzy ..ndiye hake wekuimba kuti mazuva ano handichaita nharo nevanhu zvamakadzwa ndizvozvo...uye zve ndiye akaimba pamwe ndiye murooora...uyezve ndiye aka ft na Chris Martin Zimbabweans Queen Uye zve ndiye wekubva ku.SA achiuya ku funeral ya Garry wekwa Mapanzure 🤔
The day garry died kwakune ma shows akawanda and most of the artist wre part of the shows I bet the arranged shows wouldn't be canceled nekuda kwerufu ...ini hangu seni if someone dies today wetha yu are my best friend,then same day koita dhiri svinu remari, I will chuz money..koz definitely if yu koshesa funeral, Aiwa nzara inokunanaira after funeral zvayo apa mutumbi uripasi hauna kana help So I think the respect of printing t-shirts having a short time kumukoshesa during their shows means alot ,,and again garry yes afa but we won't be scared to tell the truth,he was one of a kind child who never got engaged with other musicians,
Ane tuma gay tendenciesNdimi munoti haisi ngochani muchipusiswa Varume vazhinji muAfrica varikurovana sim 2 mufunge kunyanya vane vakadzi mudzimba umo haa teererai zvisuri zvevarume venyu unonatsonzwa kty uum 🤔 rave gomba unotozoona tsete pabikini mukonde chaiwo umwe anotogara awacha iwe wotofunga kty mumwe wangu Ari smart kkk kupi kubvisa hurume netudhoti hakeKana akaita ngochani zvinebasa rei. Zvakatanga naiye hre. Warwadziwa nekuti akachena