Its so sad to loose a hubby at 23 yet our society is very backward to the extent of remarrying uri single mother its hard I ‘ve learnt something from Vimbai (Garry’s wife) kuti even if you are broken give praise to God ,even if it hurts stay close to God . Chero wakaomerwa . Kana uchichema Murumbidze Mwari nekuti anomba ariMwari anoramba agere pachigaro. Ini ndirimunhu wekuti chero ndakaomerwa ndinotanga kubvunza Mwari mibvunzo nhando ndichingoti Mwari muriko?Ko seiko? Mwari mandirasa 😪but now ndadzidza Ndichangoti God you are faithful in every situation , take all the Glorry nekuti you deserve it Kune vese vakaomerwa vaka
Not complaining but she could have chosen a better song . Like it is well with my soulSpeech parufu rweimwe mbabvu yako ko kuzoimba where did you get the energy, wanga watogamuchira nguvai apa,,, akutosimbisa vamwe18 On the seventh day the child died. But the servants of David were afraid to inform him that the child had died, for they said, "While the child was still alive he would not listen to us when we spoke to him. How can we tell him that the child is dead? He will do himself harm!" 19 When David saw that his servants were whispering to one another, he realized that the child was dead. So David asked his servants, "Is the child dead?" They replied, "Yes, he's d
Shoutout to the real gees not zvevaingozadza pamastory hee tarwadziwa zvefake, kana kuendawo kunoviga Garry haa maceleb emuZim vanoshaina shem.. Vachaenda kunobata maoko nekunobvisa tu chema & staf aftr burial ngavasa poste hatisikuda kuzviona💔makakundikana Kare takatokuonayi Kare zvamuri 💞💞💞 Hillzy,Hillry na Candy be blessed hazvireve kuti vavasina zvinebasa zvekuitaa that day be blessed 💞💞💞 Vanotya fuel ⛽ mota vanadzo asi most are broke .Dai muri muharare vaienda kunotorwa ma pic and staff
Ring yangu handichaivoniKubva panhau dzegf angoomadrama Snake femuri haidi kuzvinzwa but haisisina dzedzi 🤣🤣🤣🤣🤣Ko ivo baba havo kutadza kumbouya kuzoona mwana or ivo mai vakadii kuflyer kuenda kuna baba nekuda kuonekwa Kutadza Kuuya Konoona Mwana nekuproover kunoita team iri why can't she prove nekuenda kuna dad if dad is tyt neyavari kuita ikoko wani akaenda nemwana kunoona mai Njabulo ko baba keee mabraidmaid pano handidi kuona kana 1 isai pfungwa dzenyuwo penyu not on my comment
My condolences tete Jackie hanzi hanzvadzi yake Abisha akashaika shame♥️😢 Ndabva ndafunga paichema paye ndipo pakaita tizive Abisha Mwari nyaradzai jackieKana zvirizvechokwadi mwari vamunyaradze ndokunonzi kuwirwa nenhamo kana foni haibatike kwete zvazara any second vanhu vachingoposta akadzikama Jackie hana ruzhaYoooh ma1....l have been keeping my eyes glued on her page but papasina kana current posts and l was worried if she's okay anyway my deepest condolences
Vanhu veku benchnough tipeiwo full information. 😢😢Kuno kwedu kubechnough bridge kwaitika zvogwadza. Mwana akashaikwa nechina angoonekwa akachekwa nhengo yake musikana ane6years apa akazodzwa oil yeblack Ichokwadi ihama yedu veduwee zvirikurwadza
Vatyairi vemarori vari kumira mumutsetse kwenguva yakareba izvo zviri kuona mutsetse uyu uchireba zvekudarika makiromita 20 kubva pamuganhu weForbes Border Post kusvika Vumba Road uye nekuSakubva kwaMutare Ma que aya arikukonzerwa ne zim bcz ndiyo inenge iripa go slow munhu 1 unoita 40 min uchisevwa mu border but moza side kuri quick Ko amai avo manje havatye kutsikwa here kwavari kufambira uko20km between Vumba road and Forbes, iwe munyori
Uyu mkomana haana kutanga nhasi.. ndiri kudzoka nezvizere, ndichambotaura naTate. Haaaaa regai zvinzi ndezve calling, vanomugara seiko anamai Damian vacho mumba, ini dai ndakabuda kare Akadenha Tatelicious here Freeman nyaya dzake zvadzakungobuda daily..Siyai mwana venyu varume varikungohura wani hamuuye navo pano
SAD PAST😞 Zimbabwean footballer Tendai Ndoro signed all his properties under his wife's name not quite long his wife divorced him, To make the matter worst all his properties was given to his wife even his personal car, house and everything that he owns where all given to his wife 😞 Fear woman 🥺💔 Credit : #kingsolsports
Ndiyo imba ye munhu anonzi anotambira kudarika masoja ne ma doctor emu Zimbabwe here Kkkkkkk imba iyo inotibvisa pana Mwari ndikubva kusvondo na madamPamwe rotori ghost ramai Bee vangoti regai ndinyorewo anzwe Asi tyra kah Mwari avenewe mai b vanemakore mangani vachikushandira asi unowana mari dzekupa nekuitisa vamwe vanhu muchato asi munhu anokuchengetera vana vako ukutadza kumuitirawo zvaunoitira vamwe, 😭😭😭😭😭itirawo mai bee something ahhhhh mai vaya vanokuchengetera vana and keeping your secrets 😩🙌🙌🙌🙌munotoda kuudzirwa kah imi kuti muzoita