Thursday, May 08

News News

June 20, 2023

Cat Family Vanongogona Kutuka Vanhu But Chikoro Havana Tatelicious Tegai Ati Hamuna Kana Olevel Even Zvitupa Zvamuno Support Sad

Tate was right when he said to be a dog family you must have chitupa che o'level cz iiiih mahorror mdara 🤦‍♀The Kittens are so dumb. Basa kungotuka vanhu apo brain dololo🙄By now kungadai kwane hobho Kitinyana dziri kuita imitate their mom , creating hashtags , doing challenges and all that kind of stuff just to keep the momentum going but iii 🙌basa kungodofora nekutuka vanhu. Hazvisi creative, kupusa.

June 20, 2023

Tinashe Mugabe DNA Onzi Panouya Vakatsvinda Vane Mari Hasvhunze Zvebota Nexvisina Basa Chishow Ichi So Things Must Be Fair KumaCitizens Ese Taramba Rusarura Ganda

mimwe mibvunzo yacho Haiite surePanouya ava vakatsvinda tsvinda zvebota havabvunzwe. Asi ana Keresenzia vekumaprazi ekwa siya soo vanochiona 🙌🏽 vanobvunzwa kuti makatanga rini, kupi uye rakadyiwa kangani. How come to you so Mr DNA man? Plus Vakadzi munenge munovadawo fani imi

June 20, 2023

Cat Family Chidhumokadzi Maitt Wasevhwa 15 Summons Pane 15 Cases Dzefraud Dzaachaendera KuCourt 1 By1 Conwoman Zvamuwana Gore Rino

Cat family manzwa here kuti mai venyu vasevhwa 15 summons ekuenda kucourt nhasi?.Zvichireva kuti pane 15 cases dzefraud dzavarikufanirwa kuendera kucourt.One after anotherGood, nokuti pane vamwe varikuita na live nekuposta zvekusvotesa vanhu vakabirwa mari, do you think they are happy. Imi ma selfish mboko dziri kutsvaga ma views ne following muchi bigger Feli nekusvotesa the affected, ndimi muri kuita kuti zviite worse for Feli.

June 20, 2023

Reality Sinking In Mai TT Vabatwa NeBP Jeri Rinorwadza Fake Life Haishande From White Sheets To Magumbeze eMuto Wenyemba Hazvizi Nyore

Mai TT is finally accepting kuti Jeri rakaoma and zvekuda kufadza ma Fans does not work. Less than a day after Mai TT posted video vachifara and making jeri look like a disco murandakadzi arohwa neBP zvekuti ayendeswa ku Hospital. For someone who was sleeping in white sheets and had the best of everything to sharing tiolets with 100 plus other women and the toilets have no doors kupisika kuita wakatariswa.  Showers imvura inotonhora and you wake up at 4am and are in bed by 6pm, Chikurubhu prison is ranked top 25 of the toughest prisons in the world, zvaremera Mai TT. We as members of the cat family are praying for her speedy recovery.  

June 19, 2023

Kelly Khumalo Otukwa Kupage Kwake Ne Cat Family Ndiwe Wakabudisa Maitt Mubudget Pamuchato Wapedza Wakuvaseka Uchaendawo Kujeri Kuuraya Murume

Dai wakangoramba kuuya kumuchato ndiwe umwe wakabudisa mai vaya mubudget plus ndiwe futi wakavadzidzisa kupfeka waterproof unoendawo riini kujere iwe makhumalo😏

June 19, 2023

Millionare Rutendo Lovenes Onzi Kupfeka Hake Zvinodhura Asi Hazvimufite But Haadi Kutsiurwa

Expensive but not fitting well. I would have won a stiletto or a sneaker. Too much going on, accessories too much, this chunky shoe is not it as well

June 19, 2023

Rumours Oti Kate Mbofana Uyo Akutsotsana Chiweti Na Freeman Hkd Boss Yaa

Makazeni huyai titandare .Fresh meat Uyo anonz Kate Mbofana ndiye hure rafremam raari kudya Kate uyu ndiye wekudyiwa nafally alasvipwa now akuna freeman iwe Kate dzikamisa chiuno chako uriku chacharika tichikuona unofira mumaoio evanhundichauya ne v11

June 19, 2023

Ketina Onzi Tibatsire Uyo Ndini Popo Mupurisa Biggest Corrupt Ndiye Aibhadharwa Kusunga Vasina Mhosva Like Evidence Namaitt

Ketile ketile .Help us to fix the Kantry.Ndini popo wacho uyu ndiye biggest corrupt officers aibatsira kamuchacha.let her face the dance too.No to Corruption mhaniSeems Popo ndoaitova friend yeKiti , Kendukeke akazongojoiner wo kutamba nefriend yesister yake . And now it's clear Kuti Evidence aida kungowachiswa paya. Ho nhasi makuzhamba asahwira vamupinda mukati but maironga zvekudhota zvekusunga Evidence Kuda kumukaurisa chete. Mwari havadhakwi, dzavhundunyurwa dzenyu nedzekudhara and mazokandwa murimi mucell maiva naEvy. Varoyi vambishi kuda kutozviita anaMwari. So it's true kuti airongera vavengi vake majunta mukadzi uyu. Basa kurongera vamwe washeni manje mazowacha murimi. Ndozvinoita Mwari.

June 19, 2023

Maitt Onzi Waiti Tikakuona Mutown Wochenamira Nhasi Wakubata Vana Vekujeri Where Are Your Boardguards

Kkkk akubata vana waiti ukamuona mutown ukada kumumhoresa aikuchenemira manje where are your bodyguards. Feli be humble

291 292 293 294 295