Ivo Genarari vanovawanepi vakadzi vakatsva nemafuta Mainini very soon is going to have woraring packing maoko ayo zvekwagulez chaizvo Pusiro yaita face yamainini ungati vaudzwa kuti uku ndokunonzi kupfeka…seems like she is feeling out of place worse the open arms and the smile on generaris face It’s giving Zimbabwe…..Ihagisi yemachokwadi here iyo because how can she give a hug like that kumunhu akaunza masoja kumba kwake by soo doing shooting kill some other soldiers and guardsThe return of G40 , Ava two ndivo vachagarisa munangagwa muma ice blocks can't wait for Season 2 Coup ,the trail is g
Am disappointed, hazvina kumufita izvi zvinomubvisa chiremera. Pandakamugadzika pacho haaaa (hezvo haisi hama yangu) Voice remasese rinenge risati rabudaKty chagara chiripo here chiremera chacho chagara chisipo apooo chiremera Anofirita zvekuti unogona kuti ndabata kablack american kaa akazobvisa hwigi nelip sitik haa unozorora🤣🤣🤣Hanzvadzi yafochu yakuyanika nyama panze kuzvibvisa chiremera🤔
Pokello iwewe sei manails ako uchiri mumota paAirport ari eRed then kuhotera wakunobatidza malights ndeewhite??.Eh chete zvembinga unogona kutongoiswa manails zve2minutes wotongoabisa woiswa futi mamwe saka regai tisanyanye hunhongwa. Hakuna mabasa saka tingaitei chimwe handiti mukudya mari dzedu muchichinja nzwara kunge nduwe.Anyway have fun rega ndipedzise machunks angu 🙄 Another substantial proof yekuti haasi kwaarikuti ari uyu akazvinzwa zvataitaura tichipembera maiguru zvikamu nyiminya she had to post old and fake life videos. Private jet yaka kwira na mai Chivhayo yakamukwenya ndobva to add to the wound isu taku commenta nice things about maiguru. Arikudzim
Just in....Multiple murder suspect, Jaison Muvevi has been declared mentally unstable to stand trial. He has therefore been committed to a psychiatric hospitalIf they find that accused actions were significantly affected by mental illness, however, the trial could be forced to end immediately with a verdict of not guilty. Any diagnosis of a psychiatric disorder could also be used to argue for a reduced sentence if he is convicted of murder.He will walk free from this crime .... From the hospital back to work ku ma CIO ikoko
Stop complementing friends who don't compliment you, stop posting friends who don't post you, stop claiming friends who don't claim you. Lastly stop looking desperate for friendships, there is life without friends. ‼️ Chokwadi chemahara i used to be this person, anoteverera nekuda kubatanidza vasina hanya neni🤣🤣🤣ndinoreurura kusvipwa zvinorwadza pachaunga, hanzi Lindy is not my friend friend imiiiii iwe wakaperera paye😂😂😂 i had my faults too but now am glad it happened so much growth in my life and tge family that surround me now vanoda ndikure, asi kurumbidza kuti wakachena handirege hangu even tisiri ma shamwari kuona munhu anozvinakira makes me happy
Taking the exit door after the great election robbery. Whenever I fly out, Buju Banton’s Untold Stories rings in my head as I see many young people flying out too, but unlike me they won’t be coming back. For those who don’t know it, here is part of its lyrical content. “Who can afford to run will run, But what about those who can't they will have to stay,Opportunity a scarce, scarce commodity, In these times I say, When mama spend her last and send you go class, Never you ever play, It's a competitive world for low budget people, Spending a dime while earning a nickel &n
Mhamha vakatega British fashion pedzezvo baba voti varungu vakashata 🤣😂🤣😂🤣munotiiteyi varakashi zvemucheno zvaida Gire izviKana vasina kuzvimba kumeso vasimbiswa nemari yenyika. Ko zvavakazvimba kumeso iyo bleach yavo inopota ichidhomoka why mama should get glutha shots Ko iye avaidza kuti vakafitwa ndiyani ndipo patinongosekwa senyika zvinobvira kuvakuru ungati uri mai president wopfeka sezibenzi kudai chihat kunge tswanda yemunyevhe kudai ndipo panonzi mazimba haagone kupfeka ipapa zimbiya iri kaa 😂😂😂Ndianiko aneface kunge chidhori zvitama zvacho
Shame kuuraya future yevana nekuda nhindi mbiri dzehuku iwe munhu uine chirigwi chizere huku akaroya Zimbabwe akafa 😭😭😭😭😭😭😭 Vanhu ava vanoda kunyatsogarwa navo pasi vooneswa one by one otherwise zvataura johani. Ndozvavanoteerera Chicken inn neMirinda apo kumba wasiya vana vasina kana shangu dzekuxool fees muhomwe hauna Ndazobvuma hangu Zimbabwe inema dofo kwete ekutamba .zviya zvekunzi munevanhu vakadzidza ndezvenhema zviyeIhama dzanani idzi 🚮🚮🚮🚮vanhu vakajaira nhamo 🙌🙌🙌🙌
Muchanzwa kuti ED wave kuporofita rimwe zuva Asi mapositori munonamata ED here kana kuti Mwari nekuti dai mainamata mwari handifungi kuti mayizovhotera muroyi akadaiMapostori mhosva dzenyu dzakati meche meche 1.you support the man who's against 80%of Zimbabweans 2.child abuse is common , you're the most Brain washed fellows and poverty is your daily bread Ndinovimba Murewa,Negomo neDomboshava haipo apo zvimasangano zvemadhunduru zvisina mazita netsananguro izvo zvakazara vadzorwa nemagumura vanofunda kuuya kwababa johwani paFon fockoff mhani Asi mapostori awo mapostori chaiy
3out of 16 Sadc countries 3out of 36 AÜ countries 3out of 54 countries in Africa 3 out of 195 countries in the world Ramaphosa is happy with the status Choe ye Zimbabwe they benefiting zvino SA hatibve ndichisungwa nhasi mangwana ndichidzoka Ma President mangani auya ku kuzoona zvichigadzana mustadium umo🎤🎤Ah shamwari dzakeka ndodzauya plus zvatopera so tatomirira 2028 kna trivapenyu zvanachamisa ngavachitotsvaka zvimwe zvekuita