Sunday, May 11

News News

May 25, 2023

Patricia Jackie Said Ketty You Are Our National Treasure Wakagadzirisa Nyika And Maitt Zvazvanyanya Zvekanhu Aka

Patricia Jackie said .Kety you are our national treasure πŸ€‘ πŸ’° wagadzirisa nyika zvanga zvanyanya.

May 25, 2023

Olinda Chapel Odzurwa Bvudzi Repachiweti NaKetina Mushe Mekunge Anyepera Maitt Obva Abatwa

Olinda olinda why kunyepera kamuchacha munhu we 130k rands ndamubata mugroup bring munhu akufonera iyeye tinzwe nyaya yake ndirikuuya live even if I am fighting with kamuchacha I will not lie or kubvuma nhema kamuchacha have nothing to do with your victims tipewo munhu akuisira meseji ngaabudikire.

May 25, 2023

Mhosva TV Kuita Kudya Mari Achitadza Kusaver Yekuroora Or Kuvaka Imba Isati Yapera Akuruma Nzeve Ndewako

1Ko iwe mhosva wainwa ma cocktail ese Ari 2 sei chi chakadaro πŸ˜±πŸ™„πŸ™„πŸ™„ asi wakanaka hako ... Ndokudira kuti unoda Mai vako.

May 25, 2023

Mabrijo Is Slowly Replacing Michael Jackson Zvaaibva Nhaimi

Mabrijo is slowly replacing Michael Jackson πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Zvino aibva batsirai mwana uyo asati aunduka kumeso.

May 25, 2023

Maitt Vonzi Face Yakaita Kumenywa Nestress Achinyepera As aid All Is Well Fake Life Ma1 Haufe Wakaita Zororo Muhupenyu

Kaface kakaita kumenywa nestress. Rest from social media Feridhongo πŸ˜…

May 25, 2023

Mwari Akausa Ketty Mulife Mamaitt Akagona Akaita Tioneswe Zvataisafungira Mukadzi Akaipa Moyo Chokwadi Chese Pachena

Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denialπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kitiπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Dznagoonharo.

May 25, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Onzi Wafuta Maoko Kuita Sedumbu RaEvidence Wakatengeserwa Mapitsi Emahips Wanikwe Akukuitisa Mhasuru Bata Olinda Uchekwe Hazvichaita

Ndakazvireva kuti unenge watengeserwa uchinzi uite mahips wanike wave nemhasuruChangamire is 'Fattyful' 🀣🀣🀣🀣 Chitopiwa macontacts naOlinda because because very soon unenge wakuda kutapudzwa iweπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚wazarisa, wawandisa 🀦chiruoko kuita sedumbu raEvidence kudaro. Basa kuita pamuromo uchitadza kuita maexercises ugadziridze nyama dzakungoenda nenyika idzi. ChibenziπŸ™„

May 25, 2023

Madamboss Mai Dzabu Vachifamba Zvavo Kastep Kemunhu Asina Zvikwereti Or Arikutya Kuzoenda Kujeri

Mai DzabuπŸ”₯🀌 kastep kemunhu asina zvikwembiπŸ’ƒ

May 25, 2023

Kana Uchida Kuona Kuti Dzungu Haribhadhare Ona Jackie Anzwa Nekuvhura Fake Designers Vamwe Vake Vari Mufirst Class Emirates Vachidya Mastondido Cavier

Kana uchida kuona kuti dzungu aribhadhari study life iyi ikozvino anzwa nekuUnboxer ma fake designer vamwe vachidya cavier MU first class vakananga pa Dzubhai. Life inoda pole pole so kuti upinzwe machena.

May 25, 2023

Shema TV Ko 8000 Pounds Ye Gofund Me Wakaisa Kupi Izvezvi Wakuti Teki TekibNagogo Varikuvakirwa Imba Nemuroora Wavo Kuda Kushifter Vanhu

Shema tv ko 8000 pounds ye go fund me wakaisepi. Ikozvino wakuti teki teki na gogo vari kuvakirwa zvavo imba nemuroora wavo, kuda ku shifter vanhu ku focus ye 8000 pounds yaka donatwa ne vanhu ve Uk. We want our moni wooo...

319 320 321 322 323