Saturday, May 10

News News

May 30, 2023

Chikandamina Tinashe Maphosa Mukwenyi Batista Mumami Is Glowing Zvekumama Ka20 Zvazvimwe And Tamuona Amama Ka 25

Chikandamina is glowing 😂😂😂😂 zvekumama ka20 zvazouyawo mupfungwa.pandangoona pic

May 30, 2023

Mhosva Akutoita Big Gurl Takatarisa Akungonyara Kubuda Mucloset Buda Hako Wasu Akabuda Wani

Mhosva avakutoita a big girl takatarisa🏃🤣🏃🤣Arikunyara kubuda mu closet hake musikana

May 30, 2023

Else Gweja Stands With Maitt Oti Munhu Anotora Screenshot Vanhu Vachibonyora Vese Pa Video Call Must Be Arrested Maitt Vakatorwa Screenshot Vasirikutoziva Its Sad

ELSE Gweja Oti ini hangu I think munhu anotora ma screenshots or kuita screen record on a video call without the other person’s consent should be arrested, isn’t there a law for that? Because Feli haana kana chaarikuziva, she trusted the wrong person Apa. Sorry Feli ❤️🥹

May 30, 2023

Tyra Mwari Wako Muhombe Maitt Was Even Paying People For Sextap Rako Na Pirikisi Zvaiwana Ngwarati Nyika Yese Irikukunyarira Nekukuseka Cozy Of Hunhu Hwako Feli

Mwari wake muhombe ndiye wekunzi anoshamisireiko tyra .Kune sx tp rake napirikisi zvakashaya basa boom mabrovers abuda vanhu vakunhuwirwa neheinz iyeImi don't be one sided, iye ayifarira ku expose ma nudes aSnake under grass, akazoshaika hawo asi she wanted to be the one to expose her. Mamwe maghosts anonyora pano ndeake.

May 30, 2023

Maitt Said Chiiko Chinoshamisira Pamazamhu Angu Akarembera Nekuyamwiwa And Mukaziva Chikiti Chinhu Chakaipa Munobatsirika

Chiiko choshamisira pamazamuu angu akatorembera nekuyamwiwa nezvikomba magaro ake bhoo wani ..mukaziva kuti bechee chinhi chakashata munobatsirika hakuna munhu ane bechee rakambonaka rake ritori nani pane ra sashal na kettina uri smart mura zamu bhoo kasele bhoo dai ndina baba ndatoti vakuite mukadzi wechi 2

May 30, 2023

Vanhu Voti Maitt Chinena Kuita Kunge Mwena Wenyoka Chaora Chinhu Ichi Maitoseka Shashl And Levels But Vatori Nani

Meche kuita kunge nwena wenyoka.Chaoora chinhu chiye hachichagadzirikeGore riya wakaseka levels na shashiro 😂😂😂     Nhasi ndini mangwana ndiwe😂😂 

May 27, 2023

Drama Rine Varume Vanorukwa Madhoiri Mumusoro Ungati Vanomonwa Nepfungwa Pavanorukwa

Kozotiwo varume vanorukwa madhoiri mumusoro 😇😇😇Drama rine varume vanoruka 🤣 ungatofunga kuti vanenge vamonwa ne pfungwa

May 27, 2023

Vanhu Voti Tatelicious Zirombe Ne Following Yese Yaanayo Anogara Murefugee Camp kushaya Monetization Zvayo Munamatireiwo Murume Uyu

Asi kutaura chokwadi zvisiri zvekuwanza Tatelicuous zirombe imagine ne following yese yanayo nema views anoita haana kana kwanomonetizwa… wowana visa re Sweden one of the best countries in the world wobuda usina chinhu except criminal record. Tatelicious anotoda Mwari chaiye

May 27, 2023

Tete Mildred Vonzi Ndidzo Mbuya Dzatonotibura Kudya Bota Kukapa Magogaz Manyama

Ndimi munoti Kune vamwe Pressure ndakaisa post yekuti mbuya vanofitwa nei mukatuka. Vanenge varimo mucomment section vachitoona pavanofanira kugadzirisa kkkkkNdidzo mbuya dzatinozotibura mu Kappa idzi zvonzi ku Kappa vamwene vadiki kune muroora ungasiye ma gogaz manyama iwaya🤣🤣🤣

317 318 319 320 321