Saturday, May 10

News News

May 27, 2023

Enzol Ishal Akufarawo Anga Anzwa Nekudhindwa Nefirst Wife Yake Anga Akutorega Kuimba Zvainzwisa Tsitsi

sAirova mukadzi waEnzo uyo, mwana akapotsa asiya chipo chake adepresswa muregei

May 27, 2023

Mukadzi Wa Enzol Ishal Onzi Nyangwe Rikaita Skit Wakapusa Murume Wemunhu Haadaiso Na Kikky

Chero zvikanzi iskit ini handidi mrume wangu anoita so mkadzi waenzo akapusaWhen actors are at work for example paScandal SA you see them kissing and having sex scenes vasina kupfeka.... vari pabasa. MaZimba you are shallow minded that's why nyika yedu iri slow

May 27, 2023

Chokwadi Kettina Haanyepe Fatima Sister Yamaitt Yakazvarwa Iribho Ndobva Ashandiswa Zvehurombwa Zvinotyisa Zvinoshamisa

Ketina chandomudira haanyebe.Ichokwadi Fatima sista yaFeridhongo akazvarwa ari normal ndobva ashandiswa hurombwa akarariswa naBabaMurata kubva aita chirema chinozvimamira.Sunungurai Fatima imi varoyiiii!!!

May 27, 2023

Kana Tichiti Maitt Vanoteedzera Madamboss Her Role Model Check Zvakaitika Africa Day

sKana tichiti chikiti anotedzera Tyra tarisai ma minutes    #TyraisyourrolemodelAnoteedzerwa kuti ndeye kumba kwake here nxaaaa, hindaa muchingo mukoresawo nezvisina basa

May 27, 2023

Uk People Said Olinda How Do You Intend To Bring Zari You Want To Scam Madzungairwa Ako

Olinda should tell us how she intends to host Zari … when Zari can not travel to the Uk. Last year Zari advertised a show and cancelled last minute as well. Muchatsotswa vanhu imi … mozonzi due to reasons beyond our control she could not make itSo in other words some foolish Zimbabweans are about to be scammed

May 27, 2023

Oskid Production Oudza Jahprayzer Kudenge Kuchanotsva Benzi Mushure Mekunge Aba Song Yavo And Did Even Pay Jp Anonetsa Nekuda Kuitisa Vanhu

Zvinombofambaseiko murefu Jah Prayzah unozongogara uchisvipa vamw vako vashandi unovapa peanuts futi.Maybe it was supposed to be a secret, Tocheka Hukama By Jah Prayzah was produced by 3 producers, Mvzzle, Oskid Productions,Dj Tira and the guitar was played by @Farai Mafukidze (Buffalo Soldier's lead guitarist) from Gweru who is now based in South Africa    But for their reasons they wrote it was produced by Mvzzle and Rodney Beats.   Kudenga kuchanotsva Benzi...IBOTSO!!!

May 27, 2023

Guru Ragwamba Kudiiko Tytan Tanha Dzaunosvikira Chikomana Slender By Banga Is Back Pa Market

Guru ragwamba kudiiko Tytan, tanha dzaunosvikira, slender by scissors βœ‚οΈ is back on the market...Tytan is smart veduwe he knws wat hes doing wen the time is right that guy wld hv secured his whole bag then he leaves ,hes indirectly following shadaya's words jus watch the space

May 27, 2023

Kudzi Ndege Boy Now Dating A Beautiful Arab Girl After Dumbing Kanyi Mbau Aimucontroler Sezvinoitwa Tytan Na Oc

Millionaire Kudzai Mushonga now dating a more beautiful Arab girl after dumping Khanyi Mbau. He says Khanyi was controlling and he almost k!lled himself because of her...

May 27, 2023

Slender By Chigero Olinda Atotanga Kunyenga Andile Shavi Rechikaradhi Rekunyenga Varume Rabata Tytan Arimuhondo Ye Syria

History repeats itself soon. Vatotanga kukanda zvimaCards to Andile, shavi rechikaradhi re kunyenga varume rabata. Andile - young famous and African Run away from slender by scissors.  Hosting Zari is yingori plan yokusvika Kuna Andile.

May 27, 2023

Ketina And Millionare RuecSamaz Vobvunzana Uripiko Tinoroya Shamwari Yangu

Kettina said Uripiko tinoroya usiku huno 🀣 Angel RueLove Ndakuuya wangu rusero rwanga rwapera peturu ndiripakati penyanza wangu ndosvika manje manje πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜… ndimirire usabude ndisipo

318 319 320 321 322