Ummmmm Mukuru we great hope akatakura eyyyy haaa mukadzi wake anodya naMambo ummmmmmm😋😋😋😋😋😋😋😋😋tag him for meDo you knw kuti akaromba ,,,,hama dzake dzakaudzwa naprophet kuti bhudhi venyu vakaromba ,,,vaenda joni vakavhura funeral poulor,,,,
Zvimwe ndezvimwe Mhosva adadisa manje manje anenge atomumirion.Zvimwe zvimaUpcoming must learn from him kwete kungouya muchituka Chikiti kana Madam Boss hamuna kana kwamunoenda.Kana musina content vharai zvimapeji zvenyu.Tumbwaaa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Sekutamba sekuseka guru rakutonzi Mai tt zvese nekumarokesheni hanzi ukasvika pabutcher unongoti ndipo Kamuchacha kana kuti Mai tt vakutoziva urikuda guru..Zimbo surrender 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂hanziii kuchitugwiza kukotamai kunyama guru rakutonziii mai tt zvakaoma mazimbabweans ndamakoniwa ini 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pane raarikudya mbolis manje zvikiti this time muchaita sei.Mai Tt why kubvuma kutorwa mavideo wakadaro😭Sorry for the sake of vana ini hangu I will not share.I urge others to do the same please🙏🙏
Wakabhadhara 10k kuti upihwe manudes aMadam Boss iwe ako tangomaona mahara ende there is more to come apa ingori nzwisa..Uzonyaaa🤣
Uyu ndiye akatonyadzisa nyika akano actor pornoo kuJoza akazokumbira ruregerero kuna Mugabe saka mai titi vashamisirei ndiani asina zamu nemagaroo
Bee Wezhira Don't worry Bee😂😂😂 Kunana December uko dzinenge dzapora🤞1 Well done Apostle, zvaonekwa 🙏
Wasu aripahasha he is is violent haasikuda kujairirwa
Raita mabvanyangu nunuberyy yese kuita mamvemve kudaro haaaaaaa nhasi hasha dzese dzoperera Panana wasu🤧🤧🤧🤧hanzi obinyo aisvisvina gambi haaaa Ndaitofunga kuti igambi kwaro haaaa varume bvumai munombodyirira🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
vanhu votaura zvakawanda nekuda kwechinena chamaitt