Monday, May 12

News News

May 21, 2023

Zizo Maitt X Boyfriend Sure Kufambira UK Konoita Runner We Worldremit ChiGweru Chacho Ma1 Makuhwa Rega Munhu Wemurume

Shuwa kufambira kunogara uk kunoita agent we W.remit.munhu wechirume haazode kuita makuhwa une bhitanesi

May 21, 2023

Pachihera Why Ma Promoter Ekunze Asingakutorewo But Zvaunotogona Wani Chokwadi Zvinerombo Zvinhu Zvacho

Ko uyu sei ma promoter ekunze asingamudaniwo nhaimi. Anotigonera pano sezvipoko aiwa ndipeiwo ma contacts ema promoter kani . Beautiful Onyinye wedu amboendawo kure kani .. I love you Pah Chihera

May 21, 2023

Madamboss Vonzi Hamusisina Content Bvumai Kupera Isu Toti Vapera Havo But Havangapererani NaMaitt

Madamboss Hakusisina content mapera bvumai kupera sa Anna honde Angapere hake asi haapererani nakamuchacha😂😂

May 21, 2023

Ketina Kubva Paakaenda Kuzimbabwe Konosimbiswa Chiporofita Chake Akuiita Seanopenga Zvemishonga Muchazvirega

Ketile asi angaenda kuzim kunosimbiswa chiprofita chake coz kubva paangobva kuzim abva atanga kungoposter maprofita kupage kwake plus negemenzi dzvuku nenduku umm ketty akutyisa manje asi ave wenguwo tsvuku

May 21, 2023

Mambo Dhuterere Ndewa 1992 Chokwadi Vana Vemazuvano Varikukura Ungati Kasekuru Ka1970 Mweya Ndisesekedze

Mweya Ndisesekedze izvi zvakuda Imi Messiah Mugotungamira Mambo Dhuterere 1992 yoyoo  Vana vamazuvano varikukuru ukatoona ma19yrs emazuvano unofunga kuti vanema26yrs

May 21, 2023

Annah Honde And Shugeta Vanga Vakafitana Isu Toti Munhu Haapostwe Zvinosimudza Mhepo Munoona Pandiri Nekugona Kundichengeta

Vanhu ava vanofanira kudzokerana vakafitan uye vaidanan 😢mwari itai kudakwenyu🙏Ndosaka ndichity munhu haapostwer munomuona pandiri nekugonha kundichengeta

May 21, 2023

Mama Vee Mhosva Ngochani Ndebvu Dzine Nharo Anenge Achadziiudza Dzisabuda Nekuti Mukadzi Zvakaoma Hazvo kkkkk

Mhosvaaa mama vee Kkkkk ndebvu idzi dzikatiwoo dzine nharo imi woyee anege achadziuudza kuti usabuda ndiri mukadzi ini 😂😂😂

May 21, 2023

Baba Shero Aleck Macheso Mukati Mupinde Muvhudzi Memusikana Chokwadi Bvumaiwo Makura Mudhara

Baba Sharon wakati zvinganetse regai ndipinde mu bvudzi ndinyatsonzwa kwarinoenda nako

May 21, 2023

Ketina Onzi You are A Bully Na Swiden Ukatengera Munhu Chikafu Doesn't mean Akutoita Zvaunoda Iwewe Ngochani Yecholocho Not Happy Hanzi Ketty Unotenga Hushamwari

Ketty is a bully. Ukatengera munhu chikafu hazvirevi kuti you now own them. Saka Ichokwadi kuti unotenga ushamwariMupfudze zvaketty hazvidyiwe maienderei kunomuona mune nzara inoshambadzwa pano fish and chips yamakatengerwaNgochani yekutsholotsho iyi ,inondisemesa .Duzvi rako Nicolas .Shure yadhambambiswa ngezvombo zvevamwe varume

May 21, 2023

Cat Family Praying For Maitt As She Is Facing Jail Sentence May 22 Arikumbovharirwa Kuchikurubhi Humbavha Hapana Musi Usingasvike

Lord we come to you at this hour May the 21st, tichisa murandakadzi wenyu Felistus Murata pamberi penyu as she face Jail tomorrow the 22nd. Hongu imbavha asi, mhuri dzinorarama kuburikidza naye dzakawandisa. Akasungwa maplatform anovharwa ishewangu. Deliver her from depression and silence nekuti kunyarara kwake kunouraya social media. Hakuna asingatadze, pindai mumoyo maJudge abvumirwe kubhadhara zvikwereti 100usd every month for the next 20yrs. Amen

323 324 325 326 327