Monday, May 12

News News

May 21, 2023

Anzwa Tyra Dai Mwari Amutungamirira Azvara Zvakanaka Toraira Mweya Isingade Chakanaka Varoyi Tokuzivai

Anzwa tyra dai Mwari amutungamira azvare zvakanaka.ndoraira mweya wegodo mweya usingade chakanak ushaiwe simba paurikuenda kuchurch musakanganwe kunamatira Tyra

May 21, 2023

Mai Bee Madamboss Maid Vonzi Kana Munhu Agarisa Pabasa Akutozviita Mai Vepo Kufamba Vasina Braa Mazamu Achionekera Ngavadzikame

Kana munhu agarisa pabasa anenge akutozviita mai vemba hanty.Udzai mai Bee vapote vachipfeka braa

May 21, 2023

Sonia One Mukadzi Anodya Ne liver Mukitchen Chete Mubedroom Akanzi Zvionere Dzambarafuta Haana Kana Chinhu Mubhurugwa Ipo Payaa

.It's not make sure 🤔🤔 Sonja one mukadzi anodya norivha mukitchen chete kubedroom akanzi zviwonere..idya mayuwesi iwe madora haawuraye

May 21, 2023

Chiedza Mavangira Onzi Achimisa Tukumbo Tunenge Gonzo Rine Polio Nguruve Ine Kwashi Mushure Mekunge Atuka Ma House Maids

Kachimisa makumbo anenge gonzo rinepolio unotuka mahouse girl uchituka vanhu vasina tyoro who are you nguruve ine kwashi let me tell you iwe rombekadzi iwe ndezve pano pasi kudenga hakuna 6 ft underground ndeyemunhu wese whether you are in a top 3 school in America or heaven Zvekuti ukutsvaga content is not a lie chi attention seeker chemunhu Gara pasi sit down kahenge henge

May 19, 2023

Nyika Yese Yonyarira Maitt Mushure Mekunge Vasemwa Sechinhu Chakaora Na Zodwa Ginimbi X Wife Pakazara Vanhu Ndanzwa Kunyara

Dzangova nyadzi idzi kunge imbwa yasura bendekete nyoro wapihwa hako chikiti rich Andi vari kurwadziwa nemari ya Nelia yawamuvhara. Plus unonhuwa mhezi nemburwa ndosa zodwa abata mhuno pawada kuenda kwaari stop forcing yourself on zodwa dzosa mari ya neriya first zimbavhaIni hangu ndir muharii but Mura ndamunyarira veduwe ayitienderepiko zvaanga akungotenderera semusuzo urimu hovhorosi 😥waiendep iwe unotinyadzisa isu se cat family😭😭😭😭😭😭.

May 19, 2023

Bee Wezhira Glowing Achiri Mu Honeymoon Period NaMvenge Mvenge Boy Wake Zvichati Zvapera

Heede kaSenzeni karikuglower wena kabvumwa nemereji.Chete vachiri pahoneymoon rega tigoona .Ini naMoreby takambobhebhesawo pano rudo ruchitsva asi zvakazongopera.

May 19, 2023

Winky d Dzidzawo From Jahprayzer Haanyare Nemukadzi Wake Anotomukisa Pavanhu Iwe Wako Unoita Wekuviga Kasi Anonyadzisa Here

(Winky dzidzawo kubva kunaJah P haanyare nemukadzi wake.Takatomuona achitomukisser pastage...Iwe unoita kumuviga asi haaite kani kufamba naye??.Unodiiwo kungoita zvivindi zvaComic Pastor haatombozvitsvage zvese izvo anofamba naye mukadzi wake achitomukissa futi pajekerere zvakaoma zvakadaro.  

May 19, 2023

Ngochani Dzezimbabwe Manyama Swagger Na Sweeden Dai Makopawo Vamwe Venyu Ava Kugeza Zvinoonekera

Ngochani manyama dai Makopawo Emily na dumiso kugeza 

May 19, 2023

Davido Nigerian Singer Anonyadzisa Akakwira Wandi Ndlovu Pornstar Akamupa 200usd Wandi Oti Chiweti Cha Davido Chakatyoka Tyoka

Wandi Ndlovu southafrican pornstar and Davido Singer scandal  MacG’s podcast was hosting Wandi and she made claims that she serviced Nigerian superstar Davido. She explained all the internal details of his parts but said she was disappointed as she had thought she would get a better compensation and she was only given 200usd for davido a millionare.       

May 17, 2023

Something Is Cooking Madam Bos With Fant And Levels Vonzi Hope Mwana Haabude Akafafnana Na Fantan Hwanda Fluffy Belly

Something is cooking (Madamboss Riddim) Levels Production @Fantan @chillspot_recordz

324 325 326 327 328