Pane achiri kuti my role model here tiende kuno murapisa pfungwa? Mbavha iyo, fraudster, swindler, kuzviroora nemari yekuba. Kana achiripo hake anoti role model unofanira kuiswa kuvarwere ve pfungwa. Quincy Manzvenge Chiranga Mapenzi Wiseman Harry Bailey Smith makadiiko pano. Back and bouncing here.
Zvamamanje ndiyani ane chimuti ...mai tt bho here nekunyarara or ashaiswa re muromo ne ngozi yekwa masomera...let's vote
Holyten Pana chichachinja apa first born yatovepo kareI hate varume vasingade kuchengeta vana . Kutoendeswa Ku maintenance zvikutoreva akunetsa kusapota mwana wotoona mumwe munhu achisapota such rubbish nxa
We apologise to Tinashe as a nation.Waita basa takuzivawo side rako.Sorry zvenyu chikandamina.
Olinda unenge unonetsa Tytan iwe, shuwa mwana kushungurudzika kusvika pakushaya hanya ne life yake kudai? Obvious apo Tytan aitoti kusiri kufa ndekupi ahh dzora moyo Slender Chapel
It all started paku belivisa Gire pledging 1000usd isipo. Misodzi ya Gire yakasimba yave kukudzokera. Lets gather here tiise sasi ya Gire arwadziwa ne 1000usd. Ini ndakanzwa the wedding was supposed to be my bridge na MC Lolo ndaisavaziva. Chiranga Mapenzi Bailey Smith Anabel Masibanda.
Kerry an doreen vakapfeka zvemu wardrobe mavo Chikiti akapfeka zviri pachidhori kitaura kudai Mu wardrop hazvimo Tangai magaya musati maposter
Munhu wese anoenda or kugara padyo nemunhu anemweya wakaipa sewa tete MaiT anosvika pakuzorora nepakupererwa . Vanoisa vanhu mu corner then expect kuti varambe vachinanzva shure yavo haa hazvibudi. Hakuna munhu ari normal anoti pese paasvika anokonzeresa zvakaipa . Ma cults avo arikurwiswa nemweya waMwari saka good luck to her dai Mwari avaitira nyasha .
Vamwe vari busy kushanda iye busy nema high jump kusango.Baba ava havadi kushanda
Mainzwawo here yemwana wekubuda matatya kumasure musangope vanhu vese vese vana nemi varume manzwa here kuti hurume hwenyu huri kutorwa hosvinirwa mubhodhoro muchazvisiya zvechihule hule.