Saturday, July 05

News News

June 22, 2023

Pokello Opindura Kuti Better Kudyirwa Musaga Ndine Bag Imi Nekusadyirwa Musaga Kwenyu Munei Mazimbabwean Ini After That I'm Living My Best Life And Mari Ndinayo

Zvekuti hee Poki anodyirwa musaga ini ndingatoda kudyirwa kana mu tereti as long ndigere muhupfu panekuiswa pajerekere nerombe rapedza rokufurufusha futiSisy Pokello no invite to the famili eventz, munohwa ngekuchena muri kumaNight Club nanaTanya asi kufirst family you are not recognised zvamuchose. Asi Nhai vanhu moiteyi Kevin Wedding Planner, mwana uyu akadotakura maSecrets makuru eNyika. NgemaRuwa ngemaGifts aanotumwa ndiye every corner yeZimbahwe, moconfuser mwana imi.Ngevanhu vari well respected mwana unoziva body count dzavo. Indeed Harare is one big bedrooe. Akandodropa maruwa kwaMaiguru , mangwana kwaMainini kswera mangwana kwe side dish, mwana Avona zvakavanda uyo.

June 22, 2023

Tete Mildred Votukwa Kunzi Vaona Moto And Vanorwadziwa Namaitt Mbuya Isinganyare Ngaikwize Vazukuru Nhowa

Midhuuu warwadziwaka😂😂😂Ehe zvorwadza kuona muvengi wako achifara get well soon magogo🤣 we dont call her chimubhuratishiti for nothing. Let her turn the lemons into lemonadeMarwadziwa ka maifunga achabuda akasuwa kana achichema manje anyatsogadzira size

June 22, 2023

Mukoiri Mukuru Baba Harare Votengera Musikana WekuJeri Ticket Rendege Tsitsi Dzei Kubvisa Mwana Wemvana Madziwa

Ndawana mari yeticket remusikana uya weku Brazil. Aiinde zvake tisare tizorore.

June 22, 2023

Rutendo Lovenes Oti Wasu Chigay Chakashata Kunge Chirikudhota Hachina Kana Staira

Millionare Samaz Wasu Gay Chakashata Kunge Chirikudhota Hachina Kana Staira Anosemesa Kumutarisa Saka Aigara NaMaitt1 year rent Yamaitt In One Receipt1 year rent Yamaitt In One Receipt

June 22, 2023

Maitt Fans Woti Yes Will Report Doreen KuDudula And Immigration Because Maitt Variwo Mujeri Cozy Of Ketina

Tarisai both sides of the story ketty mayimusekerera inga wani aka destroyer mai ttCAT FAMILY TSIURANAI PLEASE? FELI COMMITTED A CRIME. THE VICTIM REPORTED HER TO THE POLICE. THE LAW PUT HER BEHIND BARS PERIOD. YOU ARE SO BITTER TO THE EXTENT OF FIGHTING FOR A CRIMINAL THAT IS ALREADY IN JAIL. WE TOLD YOU THAT YOUR MOTHER IS EVIL AND TOXIC. YOU ARE EVEN WORSE THAN HER..SHE SOWED THE SEED OF HATRED IN YOU AND MURIKUPFURIRA MBERI NEBASA WHEN SHES IN JAIL. YOU CAN'T EVEN SEE WHAT YOU ARE DOING IS WRONG. FELIS RELATIVES ARE QUIET YOU ARE BUSY FIGHTING FOR A PERSON THAT DOESN'T EVEN KNOW YOU. MUNHU WE MUFONI. MBAVHA GORORO. YOU ARE PLAYING DANGEROUS GAMES. NOW YOU ARE CAUSING CONFUSION IN SOUTH AFRICA. A LOT OF INNOCENT PEOPLE WILL BE AFFECTED BY YOUR BEHAVIOUR IF YOU ARE NOT CAREFUL..I

June 22, 2023

Zimbabweans In South Africa Makutengesa Your Fellow Brothers And Sisters Ku Dudula Makakwana Here It Won't Affect Doreen But Mazimba Mese Fungai

MaZimbabweans chiiko amana zviii zvamurikuitana kumapage emaSouthAfricans????   Makuzvinyanya gyzSo Zimbabweans you are now selling out your brothers and sisters over Facebook fights haaa makanyanya ma Zimbabweans

June 22, 2023

Sandra Ndebele Onzi Nema Fans Kuita Mbuya Muderere Akuratidza Kuchembera Manje Vakambopisa Asi Akuperawo With Age

We are not used to that angle for Sandra Ndebele 😎😎Apa kuita mbuya muderere, where art thou photoshoot pictures, ha kkkkkk

June 22, 2023

Zimbabwean Voti We Follow Maitt Page But Kuramba Toona Ziface Rawasu Everyday Taneta Zvaida Muridzi Aripo

I still follow Mai T diaries page ,but pakuzongoramba toona zingochani iri haaa rikubhowa ngaangoute live asingazvibudisi zvirinani ahhh chii ichicho chinenge ngozi zimboro rako iwe wasu nxaa

June 22, 2023

Jahprayzer Orakidza Zvombo Muzvambarara Weblambi Izvi Zvasiya Zvavhundutsa Vakakadzi Vakawanda Vachiti Kutakura Danda Or Nyoka Mubhurugwa

Jah Prayzer  Muimbi Kutakura danda ndokuti mkwashaMaziso edu achatitadzisa kupinda denga🤣🤣Hezvo yangayakatomira ka iyi irikutsageyi ku right😳 ...kana yakamira inoenda ku right kana yakarara inofanidzirwa kugara ku left😂🙌

June 22, 2023

Cat Family Kutamba Nenguva NeZita Ra President Mnangagwa Vonyora Tsamba Inenge Yanyorwa Nemwana We Grade 2 Vachikumbira Kuti Mai TT Vabuditswe MuJeri

Tsamba kuna baba vedu President Emmerson Dambudzo Mnangagwa. Wadiwa Baba vedu vepamoyo Tinouya kwamuri sezvikitsi takatemba shoko renyu rekuti zvido zvevanhu kunyanya. Tachema tadetemba tokumbirawo muise palist renyu represidential amnesty Murandakadzi baba . Hope dzaramba kubata baba nekushaya mai vedu, tokumbirisawo muwaiver mhosva dzamai vedu dzese gore rino muvapewo fresh start. Vakatsotswawo handi kuda kwavo kuti vasvike pavasvika vaiti promise yavakapiwa nemurume wemuchato kuti achabhadhara zvikwereti ya I’ve yechokwadi. Vapeiwo chance tapota . Sunungurai content yenyika honai vemapepa nhau vapererwa kusvika pakuteera muramdakadzi kujeri. Fungaiwo hutano wake baba nevana vake. Anokuremekedzai uye tichawedzera kukuremekedzai zvakapetwa mukanzwa kuchema kwedu. Veny

345 346 347 348 349