Monday, September 15

News News

November 16, 2023

Tallyn Ndudzo Chikoma Vhaanga Achihwandisa Chazotsvagwa Vanhu Vadzifambira Awanikwa

Tally Ndudzo Murume Waasikuda Aonekwe Azotsvagwa Dzafambirwa kkkkkk             Dimple man tattoo man aaah zvinhu zvacho 2023 chipera 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣           Kkkkkkk dzafambirwa nyaya dziye kkkkkkkkk,,mafira Kureva will never disappoint 😂😂😂😂

November 16, 2023

George Chigova Wasiya Vana Vari vadiki Ndirikurwadziwa Mukadzi Wacho Ochema Hazvisikutambirika

Zorora Murugare George Chigova wasiya vana vachiri vadiki 💔💔 tichitenda Ishe achavachengeta .         Go well 🕊️🕊️🕊️our goal keeper,go warriors go 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️🕊️         1991 to 2023 💔💔💔💔💔         vechidiki tapera veduwe Ishe tinzweiwo 🕊️🕊️🕊️🕊️I'm really hurt mufunge by his death. I didn't know him personally but ndarwadziwa

November 13, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chiwanza Mutare Journalist Auraiwa Nevanhu Vecity Council Vano Clamp Mota

Wanhu we parking kushugurudza munhu kusvika pakuita heart attack. Where is the humanity.''City Council tauya ne$70 yenyu chitipaiwo munhu wedu wamakauraya''   Chiwanza family demonstrates at Mutare City CouncilChiwanza Family is currently staging a protest at Mutare City Council following the tragic loss of their beloved member Innocent Chiwanza. According to the family members Chiwanza Collapsed and died after a heated argument with Mutare City Council Officers after they had clamped his Car.   Via : Diamond FM#RIP 💔   It is with a heavy heart that we announce the unexpected and sudden passing of Innocent Chiwanza, mutare based photographer and Journalist.    He collapsed and died of a heart attack yesterday ( 08 No

November 13, 2023

Ufic Na Makandiwa Vochenesa Zita Ravo Blessing Wekufa Uyu Akamga Akatengwa Na J Israel Kuparadza Makandiwa Pashata

Thabelo Mudau Themen Blessing aironga na J Israel kuti anyepe kuti mukadzi we chi 2 wama kandiwa uye kuti akabirwa mari..So Blessing na J Israel vakati vaizo rehersar mu hotel.So pavakaenda muhotel havana kuziva kuti maive nemacamera so pa vidio   vanobuda vachinzwika kuti pa live yatichazoita unofanira kunyepa kuti ndodanana na Makandiwa but iye blessing anobuda achitaura kuti but baba vaya havaite zvema Girl friends ngati tsvage dzimwe nhema...   Musikana uyu aishandiswa nevanhu vanenge vachida ku tanisha or kunyepera Makandiwa saka kana achinge anyepa aizopiwa mari...So nguva yese aigara achibuda achinyeba kuti Makandiwa azodai vanhu vachitomu biliva but chokwadi chakazobuda day ravaiva muhotel na J Israel vachitsvaga nyaya yekunyepa after meeting yavakaita akabva

November 12, 2023

Zvekutukana Pa Facebook Muchazvirega Nekuti Tichakusungai Nekuita Cyber Bullying Tatenda Mavetera Minister Votaura

Gurukota rezvekufambiswa kwemashoko neposvo, Cde Tatenda Mavetera vakaparura chirongwa           cheNational Cyber Security Awareness Month, icho chichabatsira nyika kuti inge ichiumba nzira dzekurwisa mhosva           dzinoparwa pamasaisai (Cyber Security Strategy) uye kuchengetedzwa kwemashoko (Data Protection Act). Vanzwei vachitaura . . .

November 12, 2023

Lorraine Guyo Na Anna Honde Vopiwa Yambiro Vadiyane Nevarume Vevanhu Pashata

Lorraine na Anna ...handina mashoko akawanda musiyane nevarume vevanhu mugadzike zviuno pasi muchatewo sevakaita Ukene weku Nigeria tipemberewo tifare ...           Munoti muni mu Zimbabwe hatidewo vana vanodadisa seavo ...Lorraine usiyane na Tinashe uyo haambofe akakuchatisa muchato iye ainevadzi hobho and Anna usiyane nedatya iro             Shugeta chero iri ex wako varume vazere muno chero mukaita ma 40 years musina kuwanikwa muchitsvaka venyu varume chaivo vanochatika navo not         nonsense dzose dzatoona muchimisira zviuno mudenga nemazamu kugara panzvimbo haagone akutoita zvekugara muhuro dzikamai tinodawo kudya zvakanaka zveNyika ino nemi

November 12, 2023

Jesca Mazere 47 UK Based Zimbabwean Akabva Ku UK Kuenda KuZimbabwe Muna September Arikutsvagwa Nehama Dzake

 please help, tirikutsvagawo munhu uyu, nyaya iri kumapurisa asi nguva yareba.           Any information please inbox. She travelled from U.K to Harare and noone knows where she is.        

November 12, 2023

Picture Rinorwadza Only Ndebele Is Alive Vamwe Vese Ma Warriors Afa

The lone survivor!    Only Madinda Ndlovu is still alive.         From left to right... Benjamin Nkonjera, Mercedes Sibanda, Willard Khumalo and Adam Ndlovu all gone.         Now Rahman 'Dr Rush' Gumbo is no more!   R.I.P. legends!

November 12, 2023

Nurses Graduated Vochema Hakuna mabasa And Masalary Acho Haana Kumira Mushe

268 graduate from Chinhoyi School of Nursing and Midwifery   Story by Tambaoga Gora        268 nurses graduated at the Chinhoyi School of Nursing and Midwifery this Friday as the institution continues to contribute to the country’s human capital development.         Chinhoyi School of Nursing and Midwifery’s 15th graduation ceremony is a culmination of dedication, hardwork and perseverance for graduands who have devoted themselves to contribute to the country’s health delivery system.       “This was a long 4 years, I promise to use the knowledge I have acquired to contribute to the health care,” said a graduate.        

November 12, 2023

Munyaradzi Kereke RBZ Reporter Osungirwa Kubata Musikana Chibharo Nekubiira Nyika 400 000 Usd

Kereke in the dock for fraud    Story by Peter Chivhima, Courts Reporter   RESERVE Bank of Zimbabwe Governor’s former advisor, Munyaradzi Kereke, will spend the weekend behind bars after the Harare Magistrate Court rolled over the bail ruling for his fraud case to Monday.          The State had earlier opposed the accused’s admission to bail, saying there is a possibility of skipping the country’s border.         The state also claimed that Kereke has a case to answer after allegedly defrauding the Harare Municipal Medical Aid Society of more than US$ 130 000.         Allegations are that he is the one who wrote the letter claiming that

347 348 349 350 351