Hatisati tapihwa uniform wani?????? ASI tinozopihwa mbai mbai 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Ndinenge ndikurasika mbichana ,educate me my fellow Zimboz . Jeri neRefugee Camp is it the same ? Because Kuno kuEurope ,ndirikugara pandisingabhadhare rent but ndichiita yandada. Nekutoenda kuma sleep over ndozodzoka hangu after a few days. Sei Muri kufananidza Jeri ne Refugee Camp?????🤣🤣🤣🤣🤣🤣This is a little education to my fellow Zimboz. The safest way to get papers in a European country is to use the government facilities offered for asylum seekers and refugees. 1)Free Accomodation 2 ) Free Health Care kana uchigara mu refugee facility 3) Free legal
Vavengi vemkdzi uyo seni dnt wrry manje manje dzungu raakuita rinenge rapera nxt month chaiyo,cant wait kukawona kasara musoro chete yangwe kakafa hakana basa kamunhu aka,now vanhu vakabirwa hapana arikuvamirira busy kt hee ngaabuditswe ku akadyirwa mari dzavo nekurwadza kunoita kushanda in a foreigner land,woneesai vana vake moto cz mwana wenyoka inyoka,mwana wembavha imbavha,ndosaka tichitongwa ne zanu dai ari mumwe munhu muchiti ngaaende ku jeri cz ndikambwa kanondzi feri moti ngaabuditswe apa kana srry haana kuita,mukasangana ne vana vake mu road rakakshai stereki
Baba Harare donates sanitary pads to young girls facing challenges Baba Harare Philanthropic work continues to be an assential aspect in todays` communities as people seek to find harmony in helping each other.
Zvinovengwa nevanhu vasina vanhu izvi😂😂😂😂😂 Couple manyama iyi ❤️❤️❤️Mukadzi akapfeka masocks here or maziso angu
“He is God of justice!” Angle yedu ndoyakasiyana asi munamato wedu mumwe chete!Moana Sol reality hits when you off camera wangu. I am happy she is happy and getting stronger like concrete. Pamberi nekushinga.
Pressure mubhora or muvhiri kwete muvanhu. Zvakubaya moyo!Hatiseke kuti munhu aenda kujeri, dai zvaisekesa taigara mbabvu dzichirwadza nekuti kujeri kwakazara vanhu vanoendako everyday vamwe vasina mhosva dzavakapara. Asi hativaseke nekuti vanenge vakatyoka vachiratidza kuzvininipisa. Tinoseka kuti imi munokuza munhu anotadza asiri remorseful murwadziwe, mudzidze kusakuchidzira munhu paanotadza. Tese tinotadza and it’s heartbreaking for the children to see their mother going through all this process and negative publicity. It is sad because, all the money haichadzoke, vanhu vakatodyirwa mari. Dai jeri raidzosa mari dzevanhu taitofarisisa asi zvatovharana! Pain yacho yatove double. Chero mukuru wenyika, doesn’t boast and challenge people publicly using his Powe
Kna vakanz varambana I don't blame her akamhanyirirwa naEnzol mwana uyu asat aziva chaizvo zvaanoda uyu Akagara atomubatirira sak aaah anogona akazoona kut handizvo zvakanoda pamwe kanota murume mudhafu 🤷pamwe kachir kuda kunakidxwa kwet kupersonalizwa
Vakadzi vanozvihodhepiko zvividhi🤣🤣Vakadzi dei makudo aiva nemari ,vamwe taivaona mumiti ,ladies they dont learn uyu munhu imhondi iyi ,munhu ashungurudza mkadzi akamuberekera vana chinozomuchinjisa pane uyu chii .Vanhu ava varikuwirirana here ava?Ko hairstyle adii kuiswa pushback asabve anyanya kureba kudarika mutungamiriri wenyika.Hazvina chiremerera kuita kamurume kashodhaya.
Faiti rova munhu😂😂😂Tinashe ucharohwa chete uchiita basa rekubata siya varovaneMwari havambokupe mkadzi akadai usina chawavatadzira
Trial date for distributing Shashl nyudzu set for Sept 11. DJ Levels is facing charges of which prohibits transmission of intimate images without consent.