Sunday, May 11

News News

April 10, 2023

Sisi Melly Diaries Dissing High Tea Ya Olinda Voti Ini Zvinhu Zvakangovata Vata Handidi Zvinekakubhowa Kunge Pafiwa I Grew Up In The Gheto Zvekurara PaFunction Bodo

Sisi Melly voti zvekurara pafunction bodo toda zvinhu zvinemorari mushure mekunge vaona high tea ya olinda yakaita kupora she said "High tea yangu yaswedeera ini zvangu guys pafeya I grew up in the ghetto and you can't take the ghetto out of me never. Zvinhu zvakangovata vata zvine kakubhowa Maya ndinoda vava voomzvekurara bodo pa function.make sure organisers tirikuzo spinnerand tirikuzonakirwa zvekusada kudzoka kumba.

April 10, 2023

Fans Said Madam Boss,Maitt,Olinda 3 Powerful Women Of Zimbabwe Wechi 4 Ketty Maitt Is Regretting Kutamba Naye Kumubvisa Mulife Kwakunetsa

Vanhu voti zvirikubuda so sweet seeing 3 powerful women in Zimbabwe Madam Boss ,Maitt,Olinda unwell wechi 4 ketty uyo aiwa maitt is regretting ndakazviparira kuti munhu uyu apinde mulife mangu kumubvisa kwacho kwakunetsa. Isu toting musarwadziwe I think friendship yamaitt and ketty is genuine Tawaz na java wake.

April 10, 2023

Vanhu Voti Tinashe Mugabe DNA King Asaite Zvinhu Zvinokonzeresa Mudzimba Dzevanhu Nekutaura Mazita Evanhu pachirongwa Chake Ngaasade Kutijairira

Tinashe Mugabe anoita zvema DNA Test oudzwaa asaite zvinhu zvinokonzera mudzimba dzevanhu nekutaura mazita. Vanhu vanoenda kuma DNA musade kutamba nepfungwa dzedu baba voti mai vakati uyu oti zvimat xvikati mai voramba .makutijairira vamugabe musabvume vanhu vanouya pashow vachitaura mazita evanhu.

April 10, 2023

Vanhu Voti Bee Wezhira Size Yako Iyo Ungaende Pabarika Murume wako Akachata Neumwe Mukadzi Ndosaka wakatya Kuburitsa Photo Naye Pamuchato Kupunza Imba Yeumwe Mukadzi

Nyaya dzese idzi dzave kubuda nekuti munhu achata zvonzi "murume wa Bee Wezhira akachata musi wa 22 August 2022 atorine mukadzi nemwana. Bee size yako iyo ungaende pabarika sure wandirwadza ndosaka wakatya kuburitsa wedding pictures na Sean remuchato urikuziva wapunza imba yemumweu mukadzi   

April 10, 2023

Shema Azomhanya Kuvhara Muromo Wasekuru Mweya Yetsvina Yavekubuda Varoyi VekuMasvingo Vakaoma

Munyori oti "varoyi vekumasvingo vakaoma veduwe kudaa kuuraya sekuru vedu kuvauraira dzimba dzavo,hanzi mweya wasekuru wamga wakubuda shema TV azomhanya kuvhara muromo kuti usabude.

April 09, 2023

Dorcas Moyo Na Feli Nandi Vanhu Voti Zvasangana Zvikakarara Zveruzha Mumwe Anobvundisa Izwi Semunhu Arikuchaya Manyoka Enhunguru

Mafans arikurakidza kusafarira vaimbi vaviri ava Dorcas Moyo Gospel music artist and Feli Nandi mushure mekunge vaona vari vese vanhu varikutotya kuti maybe they will collaborate.vati vaviri ava vane ruzha. Munyori oti "zvasangana zvikakarara zveruzha mumwe anobvundisa izwi semunhu arikuita manyoka enhunguru " chokwadi zvakaoma Ini hangu both artists vanondigonera 

April 09, 2023

Sis Melly Voti Please Garai Mumba Baba Va Comfort Dube Vabaiwa Nebanha KuTarven Kuya Kumukuku SouthAfrica Haiite

South Africa is not a safe place vanhu vanongouraiwa sehuku zvakaoma. Sisi Melly diaries voudza vanhu Garai mudzimba baba Comfort Dube vabaiwa vakafa vachibva ku Tarzen kumukuku havasati vatotorwa ne police.Zvakaoma veduwe

April 09, 2023

Maitt Friend Patricia Jackie Oti I Feel Sorry For Mukadzi WaGilbert She Will Be bullied Until Jesu Adzoka Kanonzi Kamuchacha Simba Rakawanda Kumuromo Sepinjisi

Shamwari yamaitt  Diaries Patricia Jackie Shabani onzwira mukadzi wa Gilbert tsitsi kuti achashungurudzwa nemhunza musha iyi. She said "  I feel sorry for that baby mama she will be bullied until Jesu adzokakanonzi kamuchacha simba rakawandira pamuromo kunge pinjisi.

April 09, 2023

Baba Harara Na Enzol Kungopinda MuUk Vakutomhanya Kumupedza Nhamo Kutenga Mabhomba Jacket Nekunopisa Chii Chakadaro Chinenge Ngozi Fans Complaining

Vanhu vachema chema mushure mekunge vaona Enzo na Baba Harara our Zimbabwean giant vakapfeka ma bomba jacket mu spring kuvhunduka chando here kungadai kuri kukonzeresa. Munyori oti "chiiko ichochi ndati chii munhu kungonzi akuenda ku uk akutomhanya kumupedxa nhamo kutsvaga ma bomba jacket ,munhu akavaudza uk kodiwa bomba jacket mwari a ve newe  . ANA Oc vagaries veko vanotorwa mapic vasina kana jacket zvakaoma 

April 09, 2023

People Warn Maiitt You Are Not Safe In The UK Chitorega Kuisa Malocation Hako BJB Films Hunting Her

BJB Films Said "we have messages from people crying that  Maitt she is been tarnishing their businesses and I remember that she did the same to us luckily our business is international otherwise we would be beggars by now because of her. Is this the type of person you are supporting  a person that harm people,insult people,fight with other celebrities simply because they are better than her" .

348 349 350 351 352