Tinashe Mugabe anoita zvema DNA Test oudzwaa asaite zvinhu zvinokonzera mudzimba dzevanhu nekutaura mazita. Vanhu vanoenda kuma DNA musade kutamba nepfungwa dzedu baba voti mai vakati uyu oti zvimat xvikati mai voramba .makutijairira vamugabe musabvume vanhu vanouya pashow vachitaura mazita evanhu.
Nyaya dzese idzi dzave kubuda nekuti munhu achata zvonzi "murume wa Bee Wezhira akachata musi wa 22 August 2022 atorine mukadzi nemwana. Bee size yako iyo ungaende pabarika sure wandirwadza ndosaka wakatya kuburitsa wedding pictures na Sean remuchato urikuziva wapunza imba yemumweu mukadzi
Munyori oti "varoyi vekumasvingo vakaoma veduwe kudaa kuuraya sekuru vedu kuvauraira dzimba dzavo,hanzi mweya wasekuru wamga wakubuda shema TV azomhanya kuvhara muromo kuti usabude.
Mafans arikurakidza kusafarira vaimbi vaviri ava Dorcas Moyo Gospel music artist and Feli Nandi mushure mekunge vaona vari vese vanhu varikutotya kuti maybe they will collaborate.vati vaviri ava vane ruzha. Munyori oti "zvasangana zvikakarara zveruzha mumwe anobvundisa izwi semunhu arikuita manyoka enhunguru " chokwadi zvakaoma Ini hangu both artists vanondigonera
South Africa is not a safe place vanhu vanongouraiwa sehuku zvakaoma. Sisi Melly diaries voudza vanhu Garai mudzimba baba Comfort Dube vabaiwa vakafa vachibva ku Tarzen kumukuku havasati vatotorwa ne police.Zvakaoma veduwe
Shamwari yamaitt Diaries Patricia Jackie Shabani onzwira mukadzi wa Gilbert tsitsi kuti achashungurudzwa nemhunza musha iyi. She said " I feel sorry for that baby mama she will be bullied until Jesu adzokakanonzi kamuchacha simba rakawandira pamuromo kunge pinjisi.
Vanhu vachema chema mushure mekunge vaona Enzo na Baba Harara our Zimbabwean giant vakapfeka ma bomba jacket mu spring kuvhunduka chando here kungadai kuri kukonzeresa. Munyori oti "chiiko ichochi ndati chii munhu kungonzi akuenda ku uk akutomhanya kumupedxa nhamo kutsvaga ma bomba jacket ,munhu akavaudza uk kodiwa bomba jacket mwari a ve newe . ANA Oc vagaries veko vanotorwa mapic vasina kana jacket zvakaoma
BJB Films Said "we have messages from people crying that Maitt she is been tarnishing their businesses and I remember that she did the same to us luckily our business is international otherwise we would be beggars by now because of her. Is this the type of person you are supporting a person that harm people,insult people,fight with other celebrities simply because they are better than her" .
Evangelica Sandie our most beautiful woman with matako enyika mai vakabatana zvavo , is so proud of herself mushure mekunge asvirwa naMandla 37cm dick she said mission accomplished asara ndishadaya. Shadaya ndoda kukuripengesa ndobva ndariramba ,she is selling the sexy tape yake na Mandla 10usd visit her telegram and see.
Gilbert Kandiago une zvivindi xvekukama shumba kudanana namai tt asi hauna kumboona ma ex avo achiundurwa .kwenyu kuri kuda kunzi madanana ne celebrity here here baba imi.mune zviwindi zvedibut your time will come soon . Tinenge toxiva kuti muri we 2 minutes noodles here or munokwenya sei murume kuru dzikama woo wakura mukadxi nevana vari kuchema ukoo.