Monday, July 07

News News

June 11, 2023

Iwe Shema TV Vanhu Vauraya Mbudzi Dzavo Anganzi Mashura Here Wazoendaka Konovaona By Ginya Ana Mai Ruva Ava Zvakaoma Saka Wanga Wawakanganwa Nei We Need Explanation

Kuuraya mbudzi for usavi anganzi mashura here Shema takutibuendeke  Shema Said "Public Demand: Kuona Baba &Mai Ruva's Family. Watch every Clip muhwisise lies dzembudzi nehuku dramaBy Public Demand ndakavata ndichifamba from Lower Gweru to Chivi ndikasvika na 4a.m. Mazishura akaitwa naBaba Ruva akaoma. Watch every clip munzwe nhema dzavaive varangana musha wese. Nhau yembudzi yababa Ruva ndakaiudzwa paPhone na Sabhuku, asi yaMai Ruva was a shock".  

June 11, 2023

Madamboss Vonzi Zvekuimba Hazvisi Zvenyu Siirai Maitt Imi Itai Zvekuzunza Matako

Zvekuimba siira feli iwe zunza shure iyo ndozvako haisi kunakidza zvayo

June 11, 2023

Sebastian Magacha Onzi Apera Sehondo Yemuseve Kubva Paakaburitsa Bhosvo Blambi Yake

Zvipoko handei tinowedzera number kwavabhosvo uko ndahwa tsitsi apa varikuita kubuda ziya vachitamba shem

June 11, 2023

The Whole Country And England Police We Stand With Tallyn Olinda Unovengera Munhu Kuti Akanyengwa Na Tytan You Talk Too Much Muchembere

I stand with Tallyn, that woman talks too much for nothing. However she can use that against her as well in court especially Paya pakati akanyengwa naBaba Nandi atobhaiza zvake. Police didn't see any bruises and if it happens there's no altercation on CCTV that we haven't seen then there's no case. Tallyn can sue her cause what if OC puts bruises on herself overnight, it's possible she can ask someone to hit her on the face. The hate she has for Tallyn is too much you can see on that video as she tries hard that she gets locked up when nothing was visible to the people of the law. If she was really hurt by Tallyn she was supposed to let the law take it's cause and give them a chance to assess her bruises without forcing them to see what isn't there. Law is law w

June 10, 2023

Vanhu Voseka Ngundu Madamboss Vonyadziswa Na Tonto Dike Nigerian Actress Mushure Mekunge Vati Happy Birthday I Love You Vanhu Voti Vanoda Kuzvikwanisa Pese pese

Hanty ndakakuudzai ngundu inoda kuzvikwanisira pasiri payo hanzi heeee akapiwa 2k ko kupiwa mari ndokudiwa here ndohushamwari here?Ndogara ndichitaura kuti sineki family iyi ine kamwe kahudofo zvimwe azvidi pa vakadzi vakuru 😂😂😂😂😂Tonto afunga kuti atukwa neshona haana chanzwa atovhunduka kuti makore akawanda ndochii ichocho if kunyadziswa was a person🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️

June 10, 2023

Seh Calaz Onzi Nemabhanditi Uchapepuka Vana Vako Team Rebhora Gurumwandira Vakura Vakushaya Mabasa Or Wakushaya School Feez Siya Zve Zanu Iwee

Ngsaite zvaanoita achazopepuka gurusvusvu revana vake riya parichatanga kutsvaga basaNgaadye nepaanokwanisa we all know all the youths who are well informed and who live in towns when they linger around zanu pf elites its all for monetary beneficiaries. Kwatinobva kwakasiyana siyana. Semaghetto youths tinoita chinoita mhuri igute. Chakaipa kuzotendeutsa vamwe futi nekukoka vamwe ikoko. Tese tinoziya vakakurira mughetto avapuse kusvika pakudzosera hurumende yakaita vakure vachinhonga mumaBin.

June 10, 2023

Wasu Ngochani Showing Off Akabata Zamu Re Girlfriend Vanhu Vojamuka Kuti Usatinyepere Iwe Toziva Zvauri

Kutivharw uku wasu ingito uyuDhimoni rechi "they" rinotanga kumaoko, musandipisa. Look at his left it's exactly like my ngito son....zvinorwadza isu vabereki, heyyyy if it wasn't God's grace dai ndiri 6 feet kudhara nedhimoni irori rakatasva vanakomana

June 10, 2023

Maitt Vonzi Chese Chaitwa Na Madamboss Unongotedzera Bvuma Wapera

Mai TT haatode kukundwa Mwari imi kkkk nezvinhu zvisina basa anotoita make sure ateedzeraChese chaitwa natyra unongoteedzera bvuma kuti wapera mhani iwe chikiti enda unogeza chembere uko apa hauchanakidzi futi mazuvano ziguru rako mkadzi iwewe😏Feli ndakamuvengera kuti hadi kukundwa anoda competition ane godo plus kurovesa vanhu kasatan kamkadzi kaya apa kanonhuwa futi🤮🤮

June 10, 2023

Kikky Baddas Osvipa Natalie Chokwadi Musikana Ane Masare Nemunyama Kusvipwa Nemunhu Wese

Mukati haasi Natalie iyeye ari kurehwa because they unfollowed each other recently 🤔Natalie anoda kugezwa munyama shamwari dzese dziri kungo musvipa

June 10, 2023

Pokello Onzi Hazi Pabarika Usazvinyepere Mhuri Yekwa Munangagwa Haidi Kana Kukuina Even PaFamily Gathering Or Zanupf Rally Zvayo Especially Amai Auxilia

Kana uchizvitemba huyaka kufamily gathering, barika ripi racho haubvumidzwe kusvika mumhuri.Ndati kana uchizviti uneyese huya kana kurally zvako uone zvauzoitwa namhamha.Wakabira muninina waPaloma best friend yako mbinga yake ku South Africa ukapotsa waurayiwa akunongedzwa nepfuti newife yacho. Kuti uvhure shop wakakwirisa Pound, Mimba dzako dzese kuteya varume Baba vaNathan vakaramba kukuroora usanyepere vanhu pano ne ghost rako iro. Maministers manganai akakusvira iwewe Jan to Dec ?Jnr wakamudyisa mushonga but these days zvirikuita zvichipera. Wadzingwa kangani kumanson iwewe? How many times gara zviya? Kuita kuzvifosha pamurume wemunhu. Ndati huya kufamily gatherings if you are officially second wife.

360 361 362 363 364