rUmm uyu haanawo Mbinga inomuda here anongoswerera anaShugeta ivava 🤣🤣
Yeke vs Firita 🔥🔥 Wezhira ari kupisa hakeTunyama twa Bee hatudi mabum short ngaatombodya mapotato pirizi🤣🤣🤣🤣🤣mabhutusi anga arova ayo kutomasuwa mufunge
Vanhu vasina magaro nekutsvuka sheyaiwo matips nevamwe kuti murikuzvogona sei paHarare.It seems hapachararamike usina at least dako zvebleach unogona kuzokavhirawo negaro.'
My camera vs their camera Ketile wafaka pressure kusvika kamudonzvo aka kaaku editor tugalo netukumbo okusalayo une tukumbo tugalo netuzamu hauna confidence 🤣🤣🤣
At least tava ne the Zimbabwean big actress Dhafu she is really good at what she does why asingapiwe Maruva Ake Arimupenyu Ndovanhu vanofanira kupiwa mbiri Ava Self respect everything. She deserves all awards.
Uyu ndiye umwe ane masare shuwa munhu kunonhongana nezvivarungu zvakasara usamboseka mai tt makafanana imi chii chokutadzisa kugara nemrume haunaki asi
Iwe Bee gadzikana wamukadzi wa Pastor / Prophet.Ndokudi uku kushama wakuda kunyengwe nema church uthi ka. Enda kwa Mai Makandiwa or Magaya iko unofunda kupfeka se mukadzi wa Prophet .
Guspy warrior Mushure Mekunge Ati He is Collaborating Na Wink D Freeman hkd boss said Muchanyara imi aManyeruke dzikamai ibhora iri,Trikuida Collabo iyoyo pano nhasi makajaidzwa stereki kutivimbisa nhema
Hawuna mari gara pasi I am better than you ndine dzimba dzangu hobho apa kachinyepa zvako. zvese zvakavhariswa now uchavhairira ani nhai kamuchachilo nyika yese yakuziva kuti. Urirombe risina brain kuba mari yakawanda kudaro kwakutadza kuvaka kana ka 2rooms
Firita vs reality will humble you waniEnde Umaga wakawoma, hanzi "ko ndomaiTt vacho ava?" Hanzi she was just an ordinary person. Umaga wasn't impressed with what he ordered versus what he got 🤣