Tengera murume bhutsu iwe mari yembanje nebrongo ukuyisepi dumbu rinenge chigubhu chamamirwa nahwindi Nhai iwe Tom ko murune wa Dorie adii ko kana riri gumbo rake raka tsveyama zvinei nekutengerana butsu siyayi murume uyu taura na Dorie kwete kupinza hubby wake . Wapiwa marii na Ketsina usadaro waidiika zvino same fanana na Ketsina . Leave you life u are good like that zvekutsvaga content ye mhuri mangwana unosara wega. Kana wagwadziwa ne shangu Tenga kaiwe unayo mari change ye MOTA Don't be hotspotted Tom Jones vanhu avaa masisters mangwana vachawirirana iwee vanenge vakutokuita benzi blood is thicker than water
Cooking show live coming beefstew mixed with potatoes 😊😊 The transformation of my mukuku 😠👌Ndikuwuya askana ndichiri kupedzisa kubika sadza nyama tobika tese vanangu ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ First time kubikira sadza mupoto yebhonzoHamuchiwonaka nhai axana poto new1 plus stove nyowani combination bho zvokutiðŸ˜
Ireland Queen Of Njuzu Mudiwa Lyon Oramba Dziva Waive Rombe Randaichengeta Taitofunga Kuti mjolo unonetsai Mai tt chete isu tikanzwa muchitaura Munozvinyanya,ko kungopedzera nyaya dzenyu ikoko,isu tinei nazvo,manjuzu apiko anongozvishambadza hakuna njuzu inopwatika kunge maputi arikutsva,respect vanaChemadziva iwe unotinyadzisa iwe,unotishoropodzesa nenyika,njuzu inozvivanza, inosema matuzvi,inoda chokwadi but yako iyi hamheno yakaita sei inongozhozhorodza siku nesikati,inopindira nyaya dzekubedroom kudziita public,handizive hangu kuti yako iyi ndeyerudzi rupi inoda ruzha,RESPECT,chivanhu iwe,usatisvibisa
Pamusoroi hama vadikani ndangoti since iri Sunday kudai zuva rakatendeka, zuva rekuti vanhu vanenge vakarerutsa moyo,vakazadzwa nemweya mutsvene pane ari kukwanisa here kuPledger Fridge yaMummy vedu vatinoda tese pano. Kitchen yedu irikubuda sweet tavanemapoto manyowani nestove nyowani semhuri kwangosara fridge.Musakangawe kuti kupa kune mufaro kunokunda kugamushira munotendwa nedenga. Huyai henyu nemapledge makasununguka 😊Mama vanodika kani Apa vari clean Kwete kangozi i Kaye Ndaka svipaSviden anodika ndomuda hangu kukunda katsambarafuta aka Swagger STFZ Nation kanoswererq life in Mazepes voice. Sviden anos
Weight loss surgery is not a solution to weight loss. Eat less and move more . Ukasagadzirisa nhapfu pachikafu unongofuta futi Ukatarisa Olinda unotoona kuti love chaiyo hapana anotodawo zimbinga riri musame age group naye but hakuna murume anodzinodhonza ane mari anombomunyenga kunongoenda mastreet kids iwaya anaTytan nemastreet father ana Stunner vane nzara vanenge vachida kuchengetwa vachihura netumwe tumababie twavanoda kuside. Apa akufuta futi.Tru murume ane 2 dzinoshanda haagarire zvakadai. Mate acho anotoperaka uchinanzva munhu pane kuenda zvako kushift and upgrade pane kuswera uchimhanyiswa.
Asi iwewe Dhuts iwewe imbonatsotiudza kuti mukadzi uyu ukunatsomutambudzirei chaizvo??. Wakamanikidzwa nesangano kumuroora here chiiko?.Paye wakenda kuUK ukabura mascandal wakuhura ikoko ukafumurwa pano ,nhasi wapamazve zvitori worse kuhura zvekutosvika pakumitisa kunze nxaa. Wadii wamusiya aenda hake pane kumuitisa chiseko chenyika kudai.Nxaa uri zigongomutoto plz vese vanenge vasangana naDhuts mamisai stereki chekai kadora ikako tione anohura neyi.Shiti yemunhu Zvakatovafita zvechibhishu baba Ava Shuwa. Zvekuimba gospel ritoriwo drama🫣
Saqa Mati ndoLauncher rimwe album Best collaboration Video Song paLast collaboration risat rapinda mu1M views here..haa musadero maGallis... Pamaiti Video rakadhakwa ndaiti maitamba zve ini🤒
Job Sikhala UPDATE; Job Sikhala was seen and examined today by Dr. Kondo. He made the following diagnosis: 1. Job Sikhala’s blood pressure is too high, possibly because of the prison conditions. 2. His right foot is painful and he is experiencing a sharp burning sensation. The doctor has recommended a colonoscopy because of the internal bleeding. The doctor has prescribed bp medication, pain killers and antibiotics. Job Sikhala has been in prison for 482 days without bail or a custodial conviction. A colonoscopy is a procedure that lets your health care provider check the inside of your entire co
Winky D kusvika level raari haana kumbobvira auya pa stage arimu coffin same as Jah Prayzah etc.pachivanhu chedu it's something scary. ehe Rise and lead hayo but zvekuuya urimu coffin here.uyu wendebvu achadaro akanojoinisa mwana ma rituals kwaingonzi ku rehab rehab ikoku anyway who are we to judge but kudenga kucharohwa mbiti. mati Mambo Dhuterere vakamitisa ani wavarikurojera? Jah is Jah , Gafa is Gafa. Siyai mwana aite zvaanoda. Even nyangwe vanhu mumamovie nemafirimu vanotoshandisa wani maCoffin aya vachipretender kunge vakafa varimo mukati muchitoEnjoyer. Chakanyanya kushamisira chii zuro paz
Hanzi na Doreen Ketty akapa Mai Tt Mari yekurasirira... Haaaa gore rino zvirikubuda zvose. Ivo vachinyanya mai TiT pese pese kungokumbira Muroyi uya wamunoti Ketty ndapaunonzwa zvimwe zvivanhu zvichiti aida mai tt imi mukwame akauya kuzoparadza mura nekuda kwegodo rake Naivo vanodawo mashamwari mai tt vaity zvinosvikepi naketty wavanozia ktt ndibest waluvness apa luvness namai tt havaonane kumwe kuzviparira nekudawo mafriends zvisina order