Anzi Virggin mavhuriro ayo gumbo zvoitwa nevirgin🤣🤣😂😂🤣🤣🤣🤣
CKo maNudes amunoti aTaira aripiko or dzaingova nyaya,ukaona mai tt vakachena haungambofungire kuti vakatakura chikafu chakaora pakati pemakumbo awo🤮
Tikagara gara toyeuchidzana kuti mai dhuterere vakambodonha pastage yeZBC
Pakangoisa Calaz sign iyi akabva atopihwa GD6,, Amana ngatirombei kunze kurikupisa ukuVanoda zvakachipa kunge hwonye nungo dzekushanda
Chris, the 1st Zimbabwean mukwasha to sleep with both mother and daughter and continue to stay in the very same house ewoooIreland Housewife Ketina Kutaura ZveVana Va Mai TT Une Mukomana NeMusikana
Killer t imbotiratidzawo dzimba dzekumusha kwenyu everytime unongotorerwa mapic pawaya
Ketina oti Kunosonesera mwana mukomana dress nekumumanikidza kuti apfeke wig nekuda kwepressure. Isu toti Varipo vana vakadaro Ane ma genes achikomana and Ther is nothing u can do ABT it Kunze kwekunamata. Asiyana nana Somizi vakazoita ngochani vakura.
So yesterday starfm told Herman not to mention Winky D and forced him to say he looks up to JP..This is how bad things are now in Zimbabwe
kana munhu anechikwereti chako ukazoyenda kuno demander mari yako urisoft soft hawuyiwane but ukayenda wakasimba usina ma funnies mari inobuda, Saka what im trying to say is that zvinhu zvako zvirimu spiritual world that is your car, money, children, husband, blessing and so on zvinoda kuti uyite ka certain type of force kuti uzviwane.
Ketina uko kwawakuda kutambira kumakata bvunza tate akatuka apostle ezvino aripi stay clearance ndakakunzwa uchivatuka tamba neve zera rakoApostle ndevekumama avo Saka vakambotukwa naTate kuti ibhishu . Ketty hapana zvamunombofa makamuita uya munotongopedzera shungu kuposta nemaghost zvikitinyana sit down