Makadii, Pana amai avo vanonzi Cecilia Mapepa vakabva ku Zimbabwe kare vakauya kuzogara ku Beira Mozambique. vakaroorwa ku Beira asi murume wavo akazoshaya padarika makore. Zvino ivo mai ava vakarwara vakashaya varikuvigwa mangwana musi wa 12 May 2025 ku Beira. Hapana hama yavo iripo, kana irikuziva nezverufu rwavo. Ivo vakabereka mwana mukomana ku beira mumwechete akura zvekuita nearly 40 years haazive kwakabva mai ku zimbabwe. information iripo ndeyekuti zita ramai ndi Cecilia Mapepa, hanzvadzi yavo inonzi Christopher mapepa na Petros Mapepa vanonzi vanogara ku harare. Ivo mai ava vanonzi vakakurira ku Honde valley. Fambisai information. +258846413074#
News dzichangobva kupinda Murume weku Zim apfura varume vaviri vemuno muSA vanga vakazvigarira vachinwa doro. Iye abva apfurwawo akafira ipapo.Chikonzero hachisati chazikanwa sei avapfura I zvi zvaitika kuMuchongo high point ext 2, Musina.Saka vanhu zvekuti muno amuchadiwa havambozvioni, kuramba muchiwedzera mhosvaEish ndapfuura napo ndichibva pa China Mall
Hy pliz pane mukadzi arikugara pabosman Pretoria papark...asi akuratidza kuva pamaone ndane 2 weeks chimuona , ndakatry kutaura naye akandichenamira ....anogona Hama dzake dziri kutsvaga ndichaisa mafotos Ake ayo
The video then showed two police officers entering the aircraft and removing the individual with the assistance of the passenger with a background in security services – with applause erupting from fellow passengers as they exit the plane.What was meant to be a routine flight from Johannesburg to Cape Town this past weekend took an unexpected detour when a FlySafair passenger began disrupting the flight, reports Cape {town} Etc. Flight FA600, which departed from OR Tambo International Airport on Saturday, 10 May, was forced to make an unscheduled diversion to Bloemfontein after a passenger allegedly disrupted the flight, leaving both crew and fellow travellers rattled. According to a post shared in community Facebook group FlyAfrica, the
WANTED IN CONNECTION WITH THEFT OF PHONES. CASE NUMBER RRB 6385686 ANY INFORMATION REPORT TO THE NEAREST POLICE STATION OR CONTACT 0788031611 OR 0719255500 REWARD 100USD#ZCstreets : WANTED I N CONNECTION WITH THEFT OF PHONES. CASE NUMBER RRB 6385686 ANY INFORMATION REPORT TO THE NEAREST POLICE STATION OR CONTACT 0788031611 OR 0719255500 REWARD 100USD
Truworth Tours Kombi Involved in Fatal Crash Near Iron Juk Turn,The commuter omnibus was traveling from Harare to Bindura Check on your relativesPane Kombi ye True Worth Tours yaita tsaona ichibva Harare, pa Iron Juk turn. Guhwa ririkuti it was bad zvekuti vamwe vashaikira pa spot.Ma accident aya achiri aMwari here or pane zvakuitika every day here zvanyanyaSad I lost mwana we brother yangu ipapa. Iye nemwana vese ndarwadziwaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜.
Today is your 1st day at school my boy ndofunga kune basa nhasi,I pray for wisdom and health upon you,and I promose you as long as I'm alive I'll work tirelessly uwane zvose zvikwanisiro zvekuchikoro. Grow well my boy Karrane Gwaze OfficialVanhu maida mwana uyu ayite zvakaita bab vake here imi vanhu musadaro sekai zvimwe mafa thus child resembles the dad somehow akanyanya kunamai vake ...mazimba makazara nemashoko anodzimba mashoko anoputsa kana mopimdurwa moti munhu akashata imikaSometimes zvimwe zvinotirovesa neshamhu naMwari mashoko anobva mumiromo yedu. Greatman Music might be disabled but being disabled doesn’t mean unable. Stop cyber bullying it’s very bad. Everything that a man should have to have
Ma diaspora batai homwe dzenyu nyaya iyi yakambouya neghost 22 March 2025 achiti imba yangu yapiswa na Tyra na Mhofu.Saka nhasi auya achiti atsvirwa nemba .22 March payakauya nyaya ndakabvunza vagari veku Apsindale park kuti panemba yatsva here vakati akuna kwatsva Saka handichazive kuti flat rake rakatsva here 22 March 2025 kana kuti Manyepo.Weduwe musade kubira vanhu nenyaya dzekunyepa kana wakarara na Mhofu Shaz ingotaura cos utori nebhita NE family iyi @highlight isu sema ghost tiri pakugadzirisa Nyika hatidi vanhu vanobira vanhu.Asi ighost rako rakandipa hereTag munhu wese friend yako vaone kuti vabika mbodzaMa socialite ngambomire kuda kupemha hapana ane mari
Asi Satan murevi wenhema ,imba kubvira tirimo mukati , zvakawoma hazvo asi Mwari akanaka kutibudisa tirivapenyu nevanaVery sorry takabva kusanganawo nazvo last month takazoona Mumbai mazara hutsi yoooMuchatonzwa zvakunz vada kuvakirwa imba votengerwa mota potogadzirwa eco cash line rekut ma fans aise ipapo. VabatsirikaneSorry Chipo iweee , sorry kani, haaaaa zvambofamba Seiko nhaiSending love, strength, and comfort to Chipo the trouble causer during this incredibly tough time. We’re so sorry to hear about the fire — you’re in our thoughts and prayers.Sending love, strength, and comfort to Chipo the trouble causer during this incredibly tough time. We’re so sorry to hear about the f
Hiii kana chiri chokwadi pakaipa Caroline is good people 😢 😠😿 😢 😠And Kuna makoti zvekutorevesa on a good note ,ndakaona hangu ma post uchiratidza pane chiri kuku stresser ,advice from your tete love your husband zvekuti but my advice tone down kungoti my husband, my husband this you were overdoing it lately and people will use it against you especially vanhu pasocial media Inini I'm one person anotaura hake chokwadi kuvanhu vandoda but vakawanda they get me wrong...Men will leave you in a desert without water eg wakaona zvakaitwa anie DiBia na tuface aingoti my husband my husband achimira newake murume but hona zvazvakaita ....mude streki but ton down you were over doing it !!