Tuesday, July 01

News News

May 11, 2025

Gonyeti Rouraisa Vanhu 3 Richitiza Madhongi Muroad

Vanhu muri kungomhanyira henyu kuti speed coz maiva musipo ini ndaiva kumashure kwetruck zvakaitika mumaziso angu truck iro ainzvenga madhongi ndiye akaenda kulane revana,         izvo zvekuti vaidzingirira or vaiendepi hazvina basa but vakavingwa kulane kwavo, dai maivepo musiri kutaura zvese zvamuri kutaura izvi, ngavazorore murugareRIP           but guys we should drive safely muma roads umu the impact clearly shows kuti mota yayimhanya iyoEvanz akandirwadza. I just laughed recalling day we had an urgement back in 2019 and days later wrote a letter appologising. Will forever keep it. May their souls rest in peace.

May 11, 2025

Paita Nyaya Hombe Kikky Wa Tytie Vs Amara Brown

Kikky Mupata akawundurwa pano kunzi ayisa mimba yake panze 🥲🥲. Asi pregnancy ya Ammara Brown iyo iri panze hamuna kuyiti bufu. Musatuke vamwe askanahanzi congratulation nevaunduri ndovariposta a 40yr old arikunzi congrats a 19year old achitukwa double standardsZvagara         pregnancy shoot ndozvaitori inekakushama kwete kut everyday kaa wakambomuona here akashama futAmara angoita pregnancy shoot ka1 akashama avo vamwe daily rinenge riri panze

May 11, 2025

9 ZCC church members wafira pa spot Ku Durban south Africa

9 ZCC church members wafira pa spot Ku Durban south Africa💥🚩9 Dead in KZN accident🚩💥 Accident between a Heavy tow truck and an H100 carrying ZCC church members. 8 people died on scene. 1 died in hospital. A further 15 people were transported to hospital.   Total of 24 people.         Follow my page for Paramedic updates around SA.🚨Mother's Day ends in tears😢 as Nine ZCC Members died in N2 car accident on their way to Mtubatuba🚨. This is exactly what the Bus Driver who kiIIed 45 people on their way to Moria in 2024 predicted is going to happen. 💔🕊️    

May 11, 2025

Mhuri 4000 Dzobvisa kuTokwe Mukosi neChisimba Varikuchema

Mhuri 4000 Dzobvisa kuTokwe Mukosi neChisimbaThe Tugwi-Mukosi Master Plan outlines ambitious proposals for infrastructural, agricultural, tourism, and urban development around the dam, which was commissioned in 2017. The government has for years promoted the area as a future economic hub for Zimbabwe’s southern region. Still fresh in the minds of many are the traumatic displacements of 2014, when families were hastily evacuated due to rising waters.           Many of those resettled in Chingwizi continue to live in poor conditions, with limited access to basic services such as healthcare and education. The new master plan envisions the creation of irrigation schemes, tourism lodges, fishery project

May 11, 2025

Ritz Hey Pakaipa Chokwadi Pic Iro Kuita Mukwava

Twin ya ketsvinaRarai muchiona makumbo aRitz😂😂anozora Feri Gulo         Dzimwe tsoka hadzidi vakadzi so kuita mupimbura kunge wefudza mombe kudaro

May 11, 2025

Zimbabwe Yose Ava Vatirwadzisa

THE first African Bishop of the Evangelical Lutheran Church of Zimbabwe (ELCZ) Bishop Jonas Shiri who died on Wednesday has been buried at Mtapa Cemetery in Gweru. Bishop Shiri who was 96, died in Harare after a short illness. The late Clergy was the first Black Chairperson of the Zimbabwe Council of Churches and led a church delegation to the Lancaster House Conference in 1979, where he presented the plight of churches caught between warring forces.         The Chief mourner, who is also the Minister of Energy and Power Development, Honourable July Moyo, said the late Bishop’s contributions during the London talks and after independence proves he was a patriotic Zimbabwean who contributed immensely to the country’s development.  

May 10, 2025

Madamboss Why Kudaro Mai Jeremaya

Bvisai munhu papost penyu plz nd give her money bek aaah chii chakadaro nhaimi madzimai🙄    

May 09, 2025

Zimbabwe Yashata Mukomana Street Kidi Akadyiwa Sikarudzi Yake NeMbinga Inopisa MuHarare

Zimbabwe Yashata Mukomana Street Kidi Akadyiwa Sikarudzi Yake NeMbinga Inopisa MuHarare.       Netsai Chalimba Thank you for this good advice to this young man guys God bless you team Kudzokera paDen ndizvozvo   Tawonga Chipara Zvaangotaura wani kut even mabook ndinonyora akatonyora zvaarikutaura Muchazoona book rakanzi "kugara mustreet 2" Rumbidzai Mamvura Bible rinoti imivana teererai vabereki venyu munashe nokuti ndizvo zvakarurama.Now nokusateerera wapindwa kuiitiswa zvausingade .Siya rudeness chero uchida music enda kumba ukumbire ruregerero kuvabereki.Vamwe ma street kid not nokuzvida but kutoshaya even mubereki wacho.But iwe uchitori nemubereki and nepekugara wotozviona seunorira handzvo zvoitwa.Some of the blessings ano

May 09, 2025

Kwaita Video Mai Jeremaya Vachibhaudwa Nemuimbi Uyu Ofumura Hunhu Wavo

Platinum Prince Ofumura Kuti Akadyawo Mai Jeremaya Pavakashuta Music Video 😱😱😱😱❤️❤️Mahure echi nherera mai jeremayiImbwa dzevanhu mabhinya iwayo akufunga kuti akapenga nekutenga vanhu to down play nyaya iyi bt every dog has its dayNdiko kupenga kwe         MUNHU munoita basa rekutora Advantage kurara nevanhu mozoda kuzviona kunge muri maHARD.       Saka ari kufunga kuti kurara navo iMBIRI here.   Tese tikada kutaura kuti ndakarara nanhingi anoti hapana anobuda achiti akarara neMUKADZI waPLATINUM here.   Asiri hure ndiyani   Uye akati HURE harirepwe ndiyani.

May 09, 2025

Mmmh Wasu Kwakandwa Achiita Kusakadzwa Mudhidhi

Munhu ari kukwira Wasu mazuva ano uri daquo chairo, shuwa kumusakadza kumusiya ava getekete kudai 🥲🥲🥲. Wasu dzokera kumusha unoti mhai         ndaakuda kuva murume zvakareKwamai tt kwayodyiwa hi chi nemukaka asi make up haicha mufite su chichaka daro go kunge n’anga yadya tsunga mbishi

51 52 53 54 55