Friday, September 12

News News

July 15, 2025

Harare Big Girls Socialites

Zviri kunzi vakaita zvekuromba na Sta glow iye Sta ave bofu uyo Cyn ari kungotatarika mheno zvavakaita ku n'anga ikatsamwa ikavarova neshamhuAnonymous participant 397 ayewa Star haatane kuexplainer uye gore rekunzi munhu waPapa prophet akambononoka here kuita post achidaira iyi yatoo nemaweeks ichitenderera ari zii 😂Zimbabwe happened!       She adjusted to the current situation shop ichiriko asi yakutengesawo cheap runner stuff. Unonyura ukada kuita bling vanhu havana mari!We are a sad people aren’t we? Kutoita post yekutsvinyira munhu nekumuseka hee adonha hee haacharire? Mmmm yaa Anyway she amassed her clothing business to the economical climate         This was never the only business she ha, she has othe

July 15, 2025

For 34-year-old Tinotenda Kuture, an aircraft engineer by profession, years of dr.ug addiction

For 34-year-old Tinotenda Kuture, an aircraft engineer by profession, years of drug addiction led to criminal activity and eventual            ZPCS scales up evidence-based drug rehabilitation model July 15,            Story by Abigirl Tembo, Health Editor AS the country battles the drug and substance abuse menace, Harare Central Prison is scaling up an evidence-based crime-specific treatment rehabilitation programme introduced in 2023, to rehabilitate inmates struggling with addiction.         At Harare Central Prison, rehabilitation is no longer just about confinement, it is about transformation. Since 2023, the correctional facility has been i

July 15, 2025

Kadoma Vakomana Vaba Mota Kokutsika Vanhu 2 Vachibva Vafira Ipapo

Sorry Kadoma 😭😭📰😭📰📰📰 An accident occured in Waverly Near Takawira Avenues Road, when the driver lost control of the car and they hit one building and went on to hit a couple that were moving along the road 😔 and the car to rolled many times. This said event seems to have claimed one victim so far#RIP# and the others are seriously injured.         The car was believed to have been speeding according to the witness of such horrible event. Do not drink 🍻 and drive please 🙏 life is precious 💕 lets not be reckless at all costSorry kadoma 😭😭😭😭           Zvirikuti rwadza Zvaitika makuseni mu Kadoma vakomana v

July 15, 2025

21 Year Old WOMAN looking For A Job

WOMAN OFFERED FAKE JOB, GANG RA....PED BY TWO MENA WOMAN, who was look ing for a job, was on Friday gang ra......ped, robbed and dumped along Seke Road.         1 The 21-year-old woman was lured by two men, one called Anthony and another who was not identified, to come to the Harare CBD.           The two claimed she was being invited for a job interview to fill the vacancy of an accountant. The three agreed to meet in the Harare CBD at around 3pm.Antony and his counterpart were in a silver Honda Fit which was parked at the corner of Robson Manyika and Angwa Street. She got into the vehicle and sat together with Antony. Antony ordered his counterpart to drive towards Chitungwiza while the two would discu

July 15, 2025

Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs

Tadzokazve mhuri yeZimbabwe tinotenda 👏 nerutsigiro rwenyu.Amai vemwana ndataura navo vapenyu havana kufa asi mwana ndiye akangotanga misikanzwa yekutiza pamba.Ingoriwo misikanzwa yemateenagers zvekuti mai vakafa kunyepa hake kuti anzwirwe tsitsi 😁😁 Akatiza musi weFriday akawanikwa nezuro Sat kwakutizazve.         Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs  Atori mwana wechikoro anodzidza achigara namai vake nevanin'ina vake saka amai vake vari kuuya kuzomutora mangwana. Ndataura zvakare nagogo vake vakataura zvimwe chete kuti mwana aitotsvagiwa anga akatiza kumba 👏Tinotenda nerutsigiro rwenyu nguva dzese.Mwana uyu akazorara ave mumaoko amai vake .           At 23:0

July 15, 2025

Nyati Kutengera Ma Toddler BunkBed

Nyati Kutengera Ma Toddler BunkBed  Children younger than 6 years old should not sleep on the top bunk of a bunk bed due to safety concerns Think  you were supposed to buy a single bed for Kiki your son needs a Coat bed ive a Coat bed still new if u want it hala me The boy is too young for bunk bed next To mom cotbed will do until he’s 3to 4 years  Baba nyati your. Content is very nice but sometimes mind the way I talk ,two bbys two beds one happy dady no woman in life wants to have different bbys it's life ,life can turn at any time it's like a wheel

July 15, 2025

Gweru Hospital Chitunha Chamuka

Breaking:KuGweru hospital paita munhu amukira mu motuary after 4 hours aiswamo hei hei zvirikutyisa ,But pane mashoko aazotaura izvi zvinova zvakonzera kuti nhau iuye pamhepo ,saka kana wakasimba hana chigara. Kana angomuka chete boe, zvekuti amukirei nekuti amutswa nani dzanyaya dzenyu. Follow bodooo Gweru hospital ndakambonetsana nemanurse vafukidza munhu brown blanket vachitizvapera , ndokumutakurira muchibag ndokuvhara zip but ndikati vhurai munhu wanike hana ichikurova . Mai ivavo vapenyu since 2013 .   Anga asina kufa vaka kurumidza kumisa ku mortuary it's not the first person kumukira mu mortuary zvaitwa na mwari ndiye anoziva let's wait and see   Nhamo yema followers so yapinda mumusha we Zimbabwe, umwe akati gwizizi ne life ya Nyathi kutsv

July 15, 2025

KaMupata Jnr kakati Mwari ndinamirei miromo yekudzinza rangu 😍

Yhoooo zvese nemhino 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mhuno mhuno mhuno like father like son maromo maromoAkati Mwari ndipeyiwo face yadad Tinashe mubage ashaye basa kumba kwedu 😂😂😂Akati makajaira kupinza mai vangu busy mirai ndikugadzirirei size inokwana rwendo runo hamuvatange mai vangu            Good job babyNdovaifanha kupihwa mutupo anaMaromo ava Ma lips avo Akanaka but haadi rimwe red rimwe roita black cheteKaMupata Jnr kakati Mwari ndinamirei miromo yekudzinza rangu 😍

July 15, 2025

Mukomana Ozviuraya Pa Facebook

The sun will always rise after nightfall fam. And we are always there to Brace the storm with each other until it is calm.As light falls into darkness.somethings grow, some fall. It i           s a matter of time as one lays their head to rest. It is well🙏🏽 😢😢😢😢Kana afunga kuzvipfuudza anenge aguta zvake sadzaMunhu anoda kuzviuraya haambopedzi nguva achienda pasocial media kutsvaga kunyengererwa nevanhu. Mazuvano hatinyengereri munhu tongoti zvipfuudzei zvenyu   Anoda kufa anongofa osiya anyora tsamba or kusanyora tozongonzwa kti         akazviurayaAs light falls into darkness.somethings grow, some fall. It is a matter of time as one lays their head to rest. I

July 15, 2025

Tragedy at Zimasco: Loader Operator Loses Life After Chrome Heap Collapse

It saddens me to announce that tarasikirwa na Mr Musoni vaigara Mumbizo 4 vanga vari pabasa mu Zimasco nhasi 27june 2025 makuseni around 7am vari mu loader (yellow machine) so pile re chrome ra collapser then he got trapped or buried under a heap of chrome, and he was pronounced dead upon arrival at Kwekwe General Hospital. What a tragic death!!   It is with deep sorrow that we announce the untimely passing of Mr. Musoni, a dedicated worker who resided in Mumbizo 4 and was employed at Zimasco. The tragic incident occurred on the morning of June 27, 2025, around 7am, while he was operating a yellow loader machine. A pile of chrome unexpectedly collapsed, trapping him underneath. Despite immediate efforts to save his life, Mr. Musoni was sadly pronounced dead upon arrival at

53 54 55 56 57