Vanhu 15 Voshaya MutsaonaThe severity of the crash has prompted an investigation, with police opening an inquest docket. Binqose described it as one of the deadliest crashes in the Eastern Cape in recent times.devastating head-on collision on the R63 between Adelaide and Maqoma in the Eastern Cape has claimed 15 lives, with five others seriously injured. The accident involved a fully loaded minibus taxi and a bakkie. According to Unathi Binqose, Provincial Transport Department Spokesperson, the Toyota Quantum taxi was traveling from Qonce to Cape Town, while the bakkie was heading in the opposite direction. Both drivers died on the scene, along with 13 passengers. One passenger succumbed to injuries at the hospital. &nbs
This lady akaruma Mbolis ye bf yake kusvika yadimbuka mushure mekusanzwisisina ...Saka rasta havasisina uyuyu so. Yowee ane dhimoni muskanaAnything to do with hurting men please call even na2amMamiriro akaita SA haana kumira mushe izvozvi,inguva yekuti uvhare muromo wako uyezve vasaziva kuti unobva nyika ipi.Usaita zvinoita kuti muvatsamwise garai navo zvakanaka.Ibvai kumapages avo kana kupindura.Rangarirai zvakaitika 2008 ,t akasangwarira tirikudzokera ikoko very soon.Nyika haisi yedu ndeyavo saka hatina ma rights anopfuura Ivo.Tirikugara under their mercy and hospitality.We dont have any entitlement .We cant always challenge and respond to them all the time when they have raised issu
Mudzimai Akaroorwa Okanda Sikarudzi paWhatsApp Group Rine VanyarikaniWengezi village head in Mutare, Manicaland province, has fined a 45-year-old married woman, Joyline Mwatinza, US$10 for inadvertently sharing her nude photo on her WhatsApp status. The image rapidly spread across local WhatsApp groups, sparking widespread controversy. Mwatinza claimed that the private snapshot was taken after an “ant bite in a sensitive area” and was never intended for public viewing. The incident led to Mwatinza being summoned to village head Mukono’s community court, where she was fined US$10 for “shaming the community.” It was alleged that the image might have been meant for her lover, a Trip Transport bus driver only
So sorry adopted thank God your aliveSorry mwana wamai MunetsiwaVery sorry chakakosha hupenyuMwari variko hama dzangu 😠ðŸ˜zvatasanganao nazvo izvoThank God you are safe and alive chikuru hupenyu Mwari vanokupa imwe
Iko zvino wakaona munhu akabuda mumba akadzoka arimupenyu ingotenda Mwari .....even mumba macho wakarara wakamuka urimupenyu pfugama nemabvi unamate 🥲Mukomana wekumusha abva kupfurwa manje manje in Randfontein .Apfurwa more than 3 times achinzi volume rako rakawandisa re mota.Amuuraya ndewe muno.Family and community haisi kufara nezvaitika vanoda justice .Kutaura kudai body haisati yatakurwa. I will be on ground tomorrow meeting family members and community. South Africa vanouraya kunge vari kuuraya huku asi chii vanhu vatemaNyika yevatorwa ino yakuda kudzikama hama. Kana vange vamuti ukuita noise dai angodzima muno tiri kurarama nemhondi unofira zvisina basa. Zvinorwadza vana dzave nherera mota iya yasara mh
Car Tracker iripi? Kan wabatwa chaiko haumbotaure zvekuti Mukuru and those guys will never return a vehicle for 20k and also not even beaten so that the family will act fast. I hope it's just content creationHaaa zviriko izvi. Unenge usati wasangana nazvo ndosaka uchiti fake. Vakawanda vandoziva vakaitwa izvi vari ma-SA citizens chaiwo.Madii maenda kumapurisa nevideo iyi vanotracker kwaari abatsirikeThe accent of the kidnapper is that of a Zimbabwean 🥺God where are you ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ’”People go back home, this is sad 😢.Until your close relative is taken ...you will knw weather it's a prank or not..
I am shaking as i write this. I have to. Ndagurwa kunorira hama dzangu. My life my whole livelihood has been broken. These two men have been hunting and chashing me for over three weeks pretending to be clients. Pekutanga vakati we are from Elite driving school ndinonzi mr dube toda kuitirwawo advert ndikavaudza price vakati huyai tisangane. So my husband who is my manager took me to the meeting place in town. Tikavamirira vakatanga kusadaira phone. So on this fateful day musi wa 30 April they managed to convince me kuti they were a company inoita zvema trucks spares vakati huyai mu town. Vakanditi handei office yedu iri pa Eastlea unfortunately on this day ndanga ndirindega and i did not think they were
Hakuna order uko kwaMurefu vanhu vatsva nezuva vakamira panze. Hanzi mabouncer akurambidza vanhu kupinda Kana asingarwadziwi naOriyano adii kunuisa paLineup, kunotora calaz uko achisiya Oriyano .Saka vakatenga maticket ema200 US vachanzwa Album rakasiyana hereDzimbori ngavaiko kuchiri nezuva ndekpi imi 😒
Murume opiswa nemafuta kumesa nenyaya ye chihure. Vakadzi varatidza kufara kwazvo nazvo. Munoti kudii nenyaya iyi? If you don't control your temper panyaya dzechihure idzi surely unosvika pakuuraya like this . women wakaona pain yacho yonyanya kurwadza munhu achingohura non stop please let them go ...move for your mental healthHapana chinorwadza kuhurirwa nemunhu waunobikira sadza apadza ipapo anenge achiganza kuhure ngambozorora kuhura parizvino .
Matrix Private Detectives have confirmed the arrest of Thabo Blessing Dube (27) and Martin Charli for the alleged gang r@pe of a female celebrity. The suspects reportedly posed as clients seeking social media advertisements. They are currently being held at Waterfalls Police Station. Investigations have revealed that over 50 women may have fallen victim to the same suspects, although many have not yet come forward. The suspects reportedly used a phone number linked to a South African profile picture featuring luxury vehicles labeled “Sam 1.” Matrix successfully tracked this number, uncovering shocking information. More details will be shared as the investigatio