Friday, September 12

Search result for ""

June 25, 2025

Musikana Atisiya Varoyi Variko Arohweswa Nezvidhoma

Aroveswa nezvidoma           @@userMuziwandilengwenya 🇿🇦:18 years Afa wasiya mwana ane 4 months vanhu avatsitsi@DR Usenathi🇭🇲🇧🇼:huroi hwacho so...mwana veduwe Vakaoma@           @userMuziwandilengwenya 🇿🇦:Sryyy hko ndoziva kuthi munhu anofa dear ndikutaura pakuthie age yemunhu afaa first wasiya mwana ane 4 months firo yayita Wangue day arwara hke even 30 minutes taithi ayi rwara           @kundai:Denga revaroi Hakuna shem kudimbudzira mumwe munhu hupenyu hwake here usazorora dzoka urwise zvakaoma hazvo nematambudziko hama@jesicachirongwe:Innocent child yangosiiwa zvayo pasina chinozivikanwa 😭

June 25, 2025

Aita Tsaona Harare CBD Muna Samora

SAD | Driver uyu apinda mugomba nemota yake. The trench was left unmarked by Harare council officials. Reports say that the driver was driving against one way and ended up in the trench.         n!Reporting live from the scene.. Driver wemushika shika uyuy ndewe ku ma*a ..apinda mu one way oncoming traffic ameno ma drugs here ne murwi       une dhaga kudai ..uchanzwa rimwe roisa blame to ZANU PF Youth League apa mhosva ikuzvivanhu zvongotyora mutemoDutu remajecha anga asingarioni kut panodaro pane chiripo even not marked? Ememeee

June 25, 2025

Solomon Mujuru Road Ma1 Aya

Hutsinye hwacho so🙌 | Witnessed this yesterday at around 3 PM along Solomon Mujuru Road (formerly Kirkman Road).    The driver of a Honda Fit, with number plate AFM 1892, was using a long screwdriver to scratch cars on the oncoming side of the road. He was doing this to vehicles that had slightly moved into our lane. He scratched several cars as he drove past. If your car was damaged, please report it to the police.         🎥Watch the video in the comments section!you do that to my car, one of us is sleeping in cells and the other one in the mortuary.          I hate mortuaries!He was fixing the countryAno wanikwepi mascrewdriver ayo? Asking for a friend 😊Drivers should stick to

June 25, 2025

Murume Auraiwa Mu Harare CBD

A street kid Paul Murisa narrated how he wanted to save his friend not knowing he was already dead.   📹 : Latwell Nyang       uNhaimi kovanhu passing by kunge pasina munhu akarara apo..Mapurisa atotangirwa kusvika nesocial media..yooo😭😭😭This one is not a street kid, his a street fatherStreet kid rakatsvukira

June 25, 2025

Disciplinary committee yabata basa

Disciplinary committee yabata basa apa 🤣🤣🤣🤣The Wages of Crime...   This suspected thief received a thorough bashing from some members of the public who caught him in action.         His swollen face features tell the story of a man who was clearly in pain as it dawned on him that the criminal enterprise doesn't usually pay           📸: Lee Maidza   #hmetroClearly he needs medical help before courtI bet it's not his first time...once a thief always a thiefInenge iri soulmate yeumwe munhu iyoyi wotoona soulmate Pa Hmetro yakadai😁

June 25, 2025

Chipo Muchengwa Ovhura Hombe Uyuu Ma1

Kumubhedha hakusisira order ukoGod Father templemanSiyai mwana afare hino modakuti paitwe naniMubhedha urikuratidza kuti watomboshanda kuseri ukoo "only legend understand"kkkkk mubhedha watounyana kudhara patotambirwa kareumubhedha uratidza uti uhushanda ubasa chipo uhusvasvangiwa nemhuntu wesePane         chonyadzisa here apa kana kuratidza kudanana maybe ndisekuru vake or hanzvadzi chaiyoThe world is full of judgemental people yet they do the same kungoti hatisati tazvibata leave Chipo alone woooo aripakutsvaga kaaa

June 25, 2025

Themba Gorimbo Oramba

Ini Handitengeke futi . Mutambo wandinoita unoda good energy . Ukadziya moto wembahva watova mbahva too . I refused this so called gesture in December. Ndisiye. Saw him on the airport and ignored him futi 🤣  

June 24, 2025

Harare Man Apiswa Ne Boiling Cooking Oil Nemudzimumai Wake Hazvizi Kutarisika

Pakaipa💔 | Baba ava from Chiredzi vakapiswa nemukadzi. Vanogara pedyo navo vanoti baba ava vanga vari bully zvisingaite. Even kumabhawa nekubasa kwavananoita zvekuDriver vairova vamwe. Kumba mukadzi aigara       achirohwa akabva azovabata vakadhakwa ndokuvapisa.Muromo Waakuita kunge remombe tema 🤣🤣🤣Vakadzi vanombokupa tambo, ukanzwa azoudza moyo wake kut its over iiii vanoita yese yese

June 24, 2025

Mukuru We Mapurisa Ozviuraya Kubasa Mukamba

Mukuru wemapurisa mugweru azvosungirara kubasa nhasi mushure mekunge akadanana nemwana wepa Mkoba 1 high Uyo anogara Ku 13Mukuru           wemapurisa mugweru azvosungirara kubasa nhasi mushure mekunge akadanana nemwana wepa Mkoba 1 high Uyo anogara Ku 13

June 24, 2025

Zimunya Woman Ochema Kuroyiwa Naamai Vake

Daughter accuses mom of Satanism   A DRAMATIC and disturbing family feud has spilled into the public domain after a Botswana-based Zimunya woman accused her mother of practising Satanism and allegedly initiating her children into dark voodoo rituals.         When The Weekender visited the troubled family homestead in Gandayi under Chief Zimunya last week, Tatenda Munjoma was visibly distraught, sitting among packed bags alongside her three minor daughters — preparing to “dump” them at her mother’s homestead in Chigodora in protest.    

75 76 77 78 79