Saturday, September 13

News News

May 02, 2025

Mwana Uyu Weku Mabvuku Tafara Akasimba Musana Vanhu 4

KellyMwana uyu akasimba zvake msana shuwa 4 varume one after another kunge akabairirwa Pa charger 🔌 video in comment sectionMwana uyu         akasimba zvake msana shuwa 4 varume one after another kunge akabairirwa Pa charger 🔌 video in comment section

May 02, 2025

Kelly Smith and Joshlin Smith

KellyCo-Accused Convicted in Joshlin Smith Kidnapping and Trafficking Case         The Western Cape High Court has found Kelly Smith and her co-accused guilty of kidnapping and trafficking six-year-old Joshlin Smith. The court ruled that the State successfully proved beyond reasonable doubt that Smith, along with her boyfriend Jacquen Appollis and accomplice Steveno van Rhyn, were involved in selling the child.Saldanha, 2 May 2025 – A tense silence filled the Western Cape High Court as Judge         Nathan Erasmus delivered judgment in the human trafficking case of missing 6-year-old Joshlin Smith. Family members, including Joshlin’s grandmother Lorita Yon and mother Racquel 'Kelly' Smith’s adop

May 01, 2025

Nyata Yemusikana Arikutsvagwa Yakora Muto Zvino

Panyaya yemusikana uya asirikuwanika iyi ndoMessage yauya kuinbox kwangu. Hama dzeasirikuwanikwa ndidzo dzauya ne info iyi. Info iyi hainei chekuita neni.       Morning dady j , sory makunetswa makuseni.. so after post yamakaisa nezuro, my sister vaive mumacoments so there is a girl who reached out to her akati same thing zvakaitika kwaari         nesame guy, Terry wacho so she managed to send us picture yake , nezita neface yemusikana anotsvagira tery vasikana.Uyu ndiye musikana anomutsvagira vasikanaa #copied

May 01, 2025

Linda Nyaya Yakaoma Iyi Mu Jorbug

 makadii zvenyu sorry kuuya ku inbox tirikutsvakawo mwana wehanzvadzi yedu anonzi Linda ayigara ku Jorbug isu nemhuri takaguma kutaura naye musiwa 31 December munhu anogara ari active         pama social media ese but akapedzisira ku poster December number ye what's haisi kuita chero ma calls haiite tinongoda kuziva kuti mupenyu here ndichaisa mapic ake pazasi

May 01, 2025

Sad News Paida Mercy Haachawanikwa Mushure Mekushanyira Boyfriend Yaakawana Pa Facebook Ku Capetown

Hie ndokumbirawo help ndinewo aunt wangu wakadissapear from Saturday achiti akuenda kucapetown for bf yaakawana thru another lady pafcbk so now if i call she is not picking up akungoresponder mamamsg so m suspecting something is dodgy coz kucurrent bf yake akuwhatsapper achiti asungwa akuda mari kwandiri she is         claiming kuti she in capetown and the guy is very rich akatonupa 1 million usd 🙄but hasikudaira macalls akungopindura mamsg here n there n sometimes fon yacho iku mbodzimwa         anonzi Paida Mercy her fcbk name if u approve ndosender pic rake mombonditenderedzerawo mumagrp pamwe pane wakamoonawo kucappa

May 01, 2025

Mukadzi Auraiwa MuZimba Ku Alexander Jozi Veduwe Parikutsvagwa Hama Dzake

Mkadzi ari kunzi apfurwa akafira ipapo,achangobva kutenga magwinya abva kuendesa mwana kucreche. Apfurwa kuAlexander Jozi kana pane vangamuzivewo 😭Yah ma1 zvinotyisa i         zvi tinongochengetwa naMwari shuwa muno muSA tinovimba vacharamba vakatichengeta coz kuyenda kubasa nekudzoka kwemunhu chikomborero uuuuuu

May 01, 2025

Musikana Abviswa Maziso Ese Ne Screwdriver Ne Boyfriend Yake Ochema

TRAGIC NEWS: 😭😭😭 Woman left without both eyes after being stabbed with a screwdriver by her ex-boyfriend         A very tragic incident recently occurred in Richmond. Bongeka Nxele, the woman in the photo, told her boyfriend that she no longer wanted to be with him. This made the boyfriend angry, and he stabbed both of her eyes with a screwdriver, leaving her blind.         The man was later arrested and is expected to appear in court today, April 29, 2025, at the Richmond court.

May 01, 2025

Zrp Mupurisa Obatwa Achipinyurisa Musango Akapfeka Uniform

ZRP officers spotted taking bribes in Gweru, Mkoba, along Mambo Road.   One officer was stopping cars while the other was collecting bribes in a busy area.   Another statement from the ZRP coming soon😂😂😂 The ZRP has observed a video circulating on the social media where a police officer is seen receiving Chiokomuhomwe in the bush areas😂😂Exploitation, they should get fired. Their job is to end corruption but they are now the perpetratorsNdivo varikurova vanhu varikuda kuwisa shanduko kuti ma           salaries avo ave stable vave financially stable handiti vari kuprotecta Government inoita vararame nekupemha we dont justify crime according nepay yavo what is wrong is wrong dai vaida

April 30, 2025

Murume Akambunyikidzwa Achibva Auraiwa South Africa Yashata Mabhinya Achibva Amuuraya

Murume wekumusha who was kidnapped yesterday and the family informed me last night and again this morning.Kidnappers vaida R10000 mukadzi raised R2500.She requested an extension to look for money but kidnappers vakati ishoma,vanofanira         kuuya kuzomutora ne coffin.Time yazosvika mapurisa kuti vanunure mota yanga yatopiswa already.Achingosvika kuchipatara abva ashaika.Vanhu vakonzera izvozvo ndevekumusha,ndivo vanga vaka muhire kuti avatakure.   Mushakabvu anonzi Sipiwe Blessing Hardlife Dembo  

April 30, 2025

Malloti Apondwa Mushure Mekumamira Mumba Ma Boss Inno

Mashura Hanzi Malotti Akasiya Amamira Mumba Nekupisa Sofa Adzingwa Pamba PaDJ Inno Kumbare - Hanzi Akaita Mukonde We Dhedhedhe Delehutse 😱😱😱😱👁️🔥🔥🔥🥜🥜Tingaseke hedu but someone needs to         put some sense into Maloti’s head. You live by the gun, you die by the gun. One day she’ll find herself in a pit rekuti haabudeDhodhi rechinherera 😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣

128 129 130 131 132