Themba Gorimbo Speaks Ma Advice amunouya nawo kwandiri tangai maashandisa kwamuri ikoko kana zvaita ipawo mhuri yako ishandise futi 🙌😂Yeah wataura Chokwadi cos maTeacher akawanda zvinonetsa munhu anoda kuudzira munhu zvekuita kokuita iwewe zvaukuudza munhu tione kuti zvinobuda here asi inini Themba ndinokurova hako iyi fight Yako ndeyema Notes kaiyi zvino yekumbombe hakuna zvekumbundirana kumamisana chete chero ndikabata mupini ndikakurova ndahwinha kah 🤣🤣🤣😁😁😁
Pasja Audios Obuda Gilbert Mukadzi Wake Zvaaimu Recorder Achinyeya Maitt Ndokunobuda Nyaya Zvinzwirewo Tafadzwa
Any day any time Tom jones arikunhongwa Operation come back to zim and face the law 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 please bitterness family tipeiwo adress yake chop chop he must go and apologise kumukuru face to face Tati Tom arikunyura kuti nyuuuuuuu mark my words You can’t insult our president with vulgar words and get away with it jonso #zvayendwaWe don’t want peace we want problems!Deep end 🤣🤣🤣Vari kuzim vari kungotuka wani zvaera kare izvozvo azvina kana bsa
Ndokumbirawo munhukadzi ane tsitsi anditi I love you ndagarisa mufunge .
The Ministry of Lands transferred millions into the bank account of a bogus company fronted by crooks, and they spent the money on what? Cars, women, and booze? Zimbabwe is now beyond a crime scene, this is money tithed by the struggling taxpayer! Hospitals have no drugs, urban homes have no drinking water, yet the government is being ruthlessly looted like this! Yet they have millions to buy goats, this is crazy!
Ava Vanhu Vavhura Hombe Kusvikirwa Vachi Dyanana Bota Mu Purazi Pakaipa Kuita Kukoira Sengwena
⚠️WANTED ⚠️ | ZRP officer ava vanonzi Paul Kondo and his partner anonzi Hebert Kurebgwaseka vari kutsvagwa nemapurisa. Paul Kondo naHebert Kurebgwaseka vakabira muChinese mari inosvika US$107 000 with the help yemusikana webasa anonzi Marvelous Mapfumo anga achishandira muChinese. Musikana webasa was arrested while on her way to South Africa but Paul Kondo naHebert Kurebgwaseka are on the run from the police and vakaenda nemari yese. Full Story: A Harare woman who was employed as a house maid by a Chinese national allegedly stole US$107,000 from her employer in connivance with two police officers before she tried to escape to South Africa to evade arrest. Marvelous Mapfumo appeared befor
Uyo wamurikuona uyo anonzi Mai Ishmael anova Abygail Phiri.. zvirikunzi arikutsvagwa nemapurisa nemhosva yeku uraya sis vake vanonzi Rumbidzai Mudzingwa anemurume wake muma pic umo.. zvirikunzi Abygail Phiri uyo anova Mai Ishmael auraya sis vake mushure mekunge iye wacho abatwa achi hura ne murume we young sister yacho @top fans
Dorrothy Moyo | The tragic incident involving Passion Link Coaches, which resulted in the deaths of eight Anglican Church pilgrims, raises significant legal issues concerning road safety and vehicle maintenance regulations. Transport Minister Felix Mhona’s confirmation that the bus was unroadworthy and lacked a certificate of fitness implicates both the owner and the driver in serious legal violations.Minister Mhona said “the bus was unroadworthy and was being driven without a certificate of fitness.” He suggested that the company owner and the driver will be prosecuted. Legal Framework and Liability Vehicle Fitness and Roadworthiness Under most jur