Thursday, May 15

News News

December 13, 2023

Zvinovhundutsa Silas Tanaka Mwana Wa Locadia And Tsvangirai Ngochani Akazvichinja Kuita Mukadzi

Tanaka Mwana Wa Locadia Tsvangirai Ngochani            Pama transgender ese eku zimbabwe uyu i number one… classy, elegance, smart ahhh anongodika soo.. iko kuchena kani …          Hameno kuti achiri kunzi Silas here or akachinja nezita.. Before and after photos below..

December 13, 2023

Mukadzi Ochema Zupco Accident Yaitika Muna Seke Road Mwana Wangu Ne Sister Vabuda Vari Vapenyu Ndaida Kutangira Pai

Tisati ! Tasimuka mudzirwendo,ngatipfugamei tinamate! Ma satanist! Arikupatroller ! Achiuraya         Seke Road Zupco Tsaona Veduwe December Uyu Ngatifambei Mushe mhepo Dzakasimuka Dzema Accide..nt๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ      

December 13, 2023

Zupco Yaita Tsaona Seke Road Vanhu Vakuvara Zvekuti zvatyairi Vemota Dai Mafamba Zvakanaka Mumugwagwa

A ZUPCO bus involved in an accident along Seke Road              Seke Road Accident irikukonzerwa Nekumhanya izvi zvasiya Vakawanda vakuwara                  

December 13, 2023

Zvinonyadzisa Holyten Oramba Kuitira Mwana Wake Na Chelsea Happy Birthday

Holyten Iramba Kuitira Mwana Wa Chelsea Happy BIRTHDAY        Happy birthday little one tipei size yebhutsu tigowana vanoti chengetawo patochembera.           Vana murambiwa ava ndivo vakazodzwa nemakomborero ava๐Ÿ’–๐ŸŽ‰ ๐ŸŽ‚๐ŸŽ‰         Happy birthday Nana ....sezvo Baba vako varamba kukuita happy birthday ๐ŸŽ‚๐ŸŽ‰๐ŸŽ Holy Ten akapakwa nefoshoro na Kim ๐Ÿค—

December 12, 2023

Zahara Husband Finally Speaks Hama Dzakamuisira Muchetura Musi Weroora Day

Ndopaunoona kuti kunze uku hakuna kumira mushe. Girl was allegedly poisoned on her roora day coz akabva kumarooro asinganzwe mushe and was hospitalised 2 days after.            Ukuwo zviri kunzi murume akabanner all family members kupinda kuhospital kwacho coz anga avanzwa vachitaura zvekuclaimer insurance.               Imagine getting married and you don't live to enjoy the marriage๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’” Lately the girl has been winning, anga achiita mashows ari sold out all over the world   May her soul rest in peace

December 12, 2023

Mashura Chaiwo Gold Mafia Prophet Eurbert Angel Vachinamatira Mbavha Huru Ye Diamond Dave Munowenyu Mugomo Regold

Mashura Gold Mafia prophet Eurbert Angel Vakunamatira Vanhu Mumunda Me goridhe Kwavanotora.       Kuita kupfugamisa Mbavha Imwe Iyo Inonzi David Munowenyu Wekuita Armed Robbery In Zimbabwe Chiyadzwa Bocha Akatiza Munyika Izvezvi Adzoka       

December 12, 2023

Mashura Sabhuku Wekuchipinge Omera Masvada Mabhora Pahuro Mushure Mekunge Varara Nemukadzi Wemunhu Ane Runyoka

Mashura Sabhuku vekuchipinge zvokera zpabhora masvada pahuro Mushure mekurara nemukadzi wemunhu                

December 12, 2023

Zvinofadza Enzol Ishal Wife Otenda Mushure Mekunge Atengerwa Motokari Se Christmas Present Ba Enzol

Enzol Ishal Wife Otenda Mushure Mekunge Atengerwa Motokari Se Christmas Present she writes "thank you santa my husband Enzol on her instagram "         Bhudhi vangu Enzo vatengera muroora wangu motokari. Thank you Enzo and congratulations muroora              

December 12, 2023

Zvavhundutsa Vanhu Zuva Habane Onzi Nyini Yake YakaShama Kudhamba Raingobuda Mvura Ndosaka Akaenda Kwachiremba Konodzoresa Zvobuda Mushure Mekutuka Tatelicious

Zuva haasi iye wekunodzoresa beche here ku Gweru uko raiva radhamba kunge mugomo.... Raingobuda mvura achifambaNHAIWEEEEE ZUVA Ko kungotengesa MACHEMBA AKO UNYERERE๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚         Ndakunyara , dai pasina magaro ako andinoda ndingadai ndakunanaira๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ SISI MAKISDHONDORO๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ #HOMWE_iHOMWE๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘Kuita MAGARO PADUMBU๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚         Olinda first wifey Yangu ENDESA ZUVA KU TURKEY ANODRENWA๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚           ZINYINI RAKASHAMA KUNGE MAGATE EPASOWE RA MADZIBABA WIMBO๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ KU GORAAAAAAA   Zuva PAKA , NDOKUNANAURA๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚   #HOMWE_iHOMWE๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘

December 11, 2023

Breaking News Scott Sakupwanya Ndiye Onzi Ave Mp Wemabvuku Izvi Zvaita Macitizens Ajamuke Chamisa Arikuita seiko

BREAKING NEWS        Mushure mekunge High Court yabvisa maMP eCCC paballot Paper remaBy Elections, ZEC yati iyo Scott Sakupwanya ndiye ave MP we Mabvuku Tafara,hanzi ahwinha uncontested ๐Ÿ˜‚๐ŸŒš๐Ÿ™Œ๐Ÿคฆ๐Ÿพ‍โ™‚๏ธ         Saka apa basa ravachamisa nderei kana zvese izvi zvichingoitwa vakanyarara kana opposition isina chainokwanisa kuita vanhu varikutambudzirwei kuye kunovhota             2 months ago someone here on Facebook once asked a question yekuti " ndedzipi nyika dzisingafarire maZimba, dzisiri safe kugara?" the best answer that was given by a number of people was "iyo Zimbabwe yacho haidi macitizens ayo"

211 212 213 214 215