Friday, May 16

News News

November 29, 2023

Ngoni Madamboss Husband Akazopepuka Ndokuenda Ku Germany Zvasarira Tytan Nekuti Varume Vaviri Avo Varipakaoma

Ava vari vaviri musavaone kupfeka twu bhachi hapana zviripo.         Mazungairwa enyika, anoshoresa vamwe varume . Men's association itai plan mutore mazungairwa enyu.Ndivo vaitaurwa kunzi twu drawing twepa men's toilet.          Asi wepa Germany anenge ari kupepuka slowly but sure.Kuzoto pfeka twu sutu muchitongwa nema dhirezi.😂😂😂Zvimwe ndezvimwe best desition yakaitwa na mhofu is to relocate to           Germany 🇩🇪Vakaramba vakadzi vavo Heee marombe vakagara mu marriage heee marombe vanochengwtwa nevakadzi siyai vanhu nema Marriage avo vaite zvavanowirirana ...Kana vachiita Pillow talk tinenge tisinavo

November 29, 2023

Pakaipa Mukadzi Wa Swagger Oti Wakatunda Mwana Ukazvarisa Sei Usingachengeti Mwana Unotopiwa Na Stars Unonyadzisa Haaendi Kana Kuchikoro

Swagger wakatunda sperm ukazvarisa  Why usingachengete mwana wako Tag swagger          Imi munomupa ma stars ekutenga twuhembe mupengo ,make up ne ma wig asingachengete mwana wake . Go fund me ye mwana wa swagger plizz mwana haasi kuenda kuchikoro dai ari grade 2 asi aripamba nekushaya mari           Baba vane husimbe ,hautombotaure nezvemwana wako Tatelious paakangoziva kuti ane mwana anotaura nezvake ko iwe why?Ini swagger ndotomuziya zvekudaro aiva murume akanaka aichiiwa nevanhu ndaitonorukwa kusaloon kwavo ndakashamisika ka ini umu ona achinja munhu uyu aiva akanaka but ane moyo wakanaka hake           Zviri nani kuudza mwana kuti baba vako vakafa pa

November 29, 2023

Zvashamisa Vakawanda Madamboss Big Celebrity Votokundwa Kurira Na Mazepe Ane 50 000 followers Iwo Nemillion Dzavo

Mazepe apedzera ma social lites basa shame vachatanga kurwa hondo chaizo 😂😂🤣🤣🤣🤣           munhu wese lwama zepeMukangoziva kuti zve ma live hazvisi zva tyra kubva kare mobatsirika Gegegegege idzwa             zvinyoka hanzy Mai vedu ma live ndeeku advertiser 😂😂😂😂Ko icompany ipi yaano advertizira kutambisa garrow paanomboita live paye        

November 29, 2023

Zvashamisa Vakawanda Chimugayi Chemukadzi Choita Barika Revarume Kuroorwa Nevarume 2

So theres been alot of talk about this woman that has two husbands I don't see anything wrong with that.           The woman's 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 there is no way she was going to be faithful to one man no chance she might as well come out in the open and date them both pachena😏😏😏😏😏😏           Onakigwa zvake odhhla namadzimambo muranda kadzi she is one of the wisest women I have seen . Hazvifi zvakamuhurira zvima dzetse izvo zvinenge zvichingomufemera mugotsi zvotya kuti unoinda .             Chimugayi chimukadzi icho . Sharing is caring . Kana usingapedzi loaf re chingwa Kaone Hatidi kunzwa uchiti ndoda munhu one unomudii l

November 29, 2023

Tino Katsande Studio 263 Oti Musatisheedza Kuma Podcasts Kwenyu For Free Tibhadharei Dj Olla

Dear Entertainment industry players starting new ventures in the POCAST sphere          I Tinopona TinTin Katsande have no problem with being invited to speak /discuss/debate on your podcasts . Infact I'm greatly honored when you call on me to speak on your topics . Obviously there is something I'm doing right for you to call on me. HOWEVER, please note that I am NOT ABLE to attend as a panelist/guest kana musina kurongeka . This means          1. RENUMERATION ( of some sort ) must be availed.    2. You must give me at least 7 days notice prior to shoot / recording  3. You must be in a position to avail me the edited/ mastered /final product of the podcast for my personal files NOT

November 29, 2023

Tatelicious Otenda Amai Vake Kumurapa Kwavakaita Arwara Ne Edzi Arimwana Uye Kumusupport Hungochani Hwake Otsanangura Rudo Rwaashumba

#APPRECIATION_POST ❤️   #ASHUMBA MY BELOVED MOTHER ❤️❤️❤️My dear fans chimbondibatsiraiwo kutenda , mai vangu , #ASHUMBA ❤️❤️❤️           This woman have stood by me through thick and thin .❤️   I can never imagine any world without my mum #ASHUMBA.Pandakarwara 2011 ne mukondombera this woman akamira mira kuti ndirarame.❤️❤️❤️               Ko iyo misikanzwa yanga ndinayo growing , ndichidzingwa zvikoro but she never gave up on me.             KuNyahuni Adventist ndiri form 1 ndakambonyepa kuti ndave chimumu , apa plan yanga iri yekuenda kumba kuti ndinodya nyama because PaN

November 29, 2023

Mazepe Chishambwe Commedy opemberera Iphone 15 Promax Ye 2500usd Zvisina Kufadza Vakawanda Munhu Haana Basa Akutofarisa

Hurombe huno tangira pakutenga iPhone 15 plus usati wawana basa.  You hardly have warm clothes,uri kungo kiya kiya wotenga iphone.            Waiseka sisi Mecky kuti vachiri mumba ma mhamha mai Mazowe.              Iwe uchirimo mumba ma Ketsvina, uchiswerera kuitiswa ma skits skweeeeyaa na Mecky.  Bonnet dzungu uri kuri wanza plus speed too much.

November 29, 2023

Combi Driver Wekudhuma Ambulance Ye Masoja Ochema Ndandafa Varume Nekurohwa Vorondedzera Accident Inorovesawo Here Nyika Uyi Ma1

A mushikashika kombi rammed into a Military Police ambulance in Harare CBD yesterday.           The Zimbabwe national army is there to save the nation there is no need to treat him as a beast but the police has the right to do they're work properly both of them to appear before respected             Honorable magistrate courts to seek for justice army haina chakaipa nema citizens and they will never beat anyoneAnoudza vamwe

November 29, 2023

Zvinorwadza Izvi Musikana Akaraswa Naamai Vake 2001 Marondera Park Ochema Ndirikutsvagawo Amai Vakandizvara Ndakatovaregerera Kana Pane Anoziva Munhu Uyu Or Nyaya Iyii Ngaandibate

(pamwe kazen muripano mwana kutsvaga mai😔) Makadii hama neshamwari ndinotsvagawo mukadzi anova amai vangu vandisangazive vakandirasa ku Marondera ku Paradise park raiva gore ra 2001 ndakazokurira ndichirerwa ku nema Sisters eku Roma mushure mekunge ndachinjwa             nemapurisa mupark inonzi Paradise KuMarondera ndinokumbirawo Kana Paine vanozivawo vandibatsirewo Kana muripo amai mukavarengawo message ndinoti amai budikirayi handina hama Kana imwechte yandinozivawo zita rangu ndakapihwa kwandakarehwa zvose ne surname yacho amai vangu               zvakaitika zvakatoitika chandakuda kuti ndiwanewo hama dzangu Kana Paine vakambonzwawo mukadzi akarasawo mwan musikana Marondera

November 27, 2023

Seh Calaz Na Roki Kuita Kunyengerera Macelebrity Makuru Emunyika Odawo Kuendeswa Ku Ireland Na Ketina

Ma muscians arikukanga waya Akutodawo kuenda ku Ireland  Rocky how far na Java? wakasvipwa kaa Sir calaz shame handina neremuromoMama ketty, sis ketty ndodawo kuuya kuireland 🤗🤗             Ketty Masomera ndoimbira hangu vana varare 😇jokes aside tokutendai nerudo renyu rekutora uncle Mazepe❤️almost           everyone akungoda Ketty .....ketile ketile wakudika manjeHaaa after this zvikiti takukuda😂😂😂😂😂Mother, mhamha, Sis Ketty

220 221 222 223 224