Madam boss is not funny but kungoti vakagadzira zita kare plus varume vanofarira kuzunza kwavanoitaYes two ivavo 🚮🚮🚮 . Problem is Madam Boss doesn't take constructive criticism anymore .isu maFans avo we need her back Tyra kana akasatambisa magaro hakuna zvimweNdaifunga kuti ndini ndega ndisinganakidzwe namdam boss namadhumbe mamicky Tyra anganzi comedian here uya kuita ma skit ndohucomedy?Haaaah Tyra idatya kuposter mwana kunge ndiye atanga kuzvara ndaimufarira but now akandibuda Most people you're all listing havasi macomedian,they are skit makers espec
Musikana washadaya ungatiii kamwana ketsoko kazvarwa karika premature munhu kushata nepa firita Huromo here🙌😂pano panotukwa munhu😂😂😂Ko kepesi yeguma neziso remunhu anenge akupesana nerinopasi akuenda kunyika dzimu She looks scared and intimidated. And yeah she is with Shadaya because she agrees with him. So stop assuming that she is not happy or oppressed. Some women like men like Shadaya and the temperament that comes with them.Munhu wemukadziii kuita kunge spider radirwa doom nonsense kusvika shadaya wako asiyakutuka vana Olinda vanopisa
Nhai Tariro Gezi so what happened to Baba vaHanna?.Makarambiranei shuwa nekubatana kwawakaita uku asi kuti ndiwe wakamusiya nekuti handione mhenya yakaita sewe ichingosiiwa hazviite. Mweya yemadzinza hamusi kuiziva munyori chero ukatoita garo pano nekwamutoko chero ukatoita face inogedzwa nechocolate everyday mweya yezvimbo hausi kuiziva Kurambana kuriko Zviri nani pane kuzourayana nezvirwere or kupondana. Rudo rwunopera hazvina kutanga nhasi izvi Munhu akangofa wani zvekutamba izvi zviriko and people move on 🤔 ungarambe uchichovha bhasikoro raponja 🤣🤣🤣... Tariro move zvako BaHannah move futi ndikoko
Born on 25 December 1996 Shashl akazochinja makore nekuti she is now famous😂 her sisters are Sheri’s Moyo and Terkis Moyo ndikuuya neguhwa remusikana Unotoshaya kuti munhu anonyeperei makore apa tichingoona kuti pamakore matsenga 😂😂🤣 aah what’s the use nhaiShe thought she was 23 😂 She actually looked like she’s in her early 30’s to me Havadi kukura vanhu ava kkkkkkk iyezvi hanz mabrijo ane 19 then Lorain 23 kkkkkkkkkkkk amanaiwe vanhu havasikuda kukura
Kachipoko Kaya kainzi pegiIni personally I think ane dzimwe nguva dzaasingageze kumeso kuitira kut make up isabve nekut no one in their right senses angamukire kuisa makeup oita live na7 am Ndaikupemhera wani pano mwedzi wega wega iwe Swaga wataisimboda nemoyo wese ndichitukwa nevanhu kunzi kaghost kako asi ndaingoshingaðŸ˜Asi mari yese waipedzera kufoundation muswere wese uchingopoda. Nhasi wakurwadziwa naSvidhy nekuti ndiye watakuda nemoyo wese.Move on Swaga hatichinei newe.Hatichakude TESE zvamuliii.
Hondo dzengochani dziri kupisa kudarika yeRussia neUkraineIni ndikuona kunge kamurume kaya kaive akaguguchira ndiko kakatsvaga matsotsi nokuti kakaona zvese zvirimumba NdarwadziwaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Ndianiko akutumira matsotsi kumukuku wamummy Svidhy vedu vatinoda TESE panoðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Ndiri kususpector kaSwaga ndiko katisisade pano ndiko kane godo hakuna mumwe ndiko cheteðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ hasi swagger guys I stay same area nasvidy now the place is not safe ànymore matsostsi anyanya mu area vanopinda Mumba vanhu vakarara zveshuwa.kana car hijackings .
She is slowly replacing Toky vibes Bee Wezhira Real life and pictures which are filtered Zvashamisa vakawanda munhu 1 here uyu This girl is very good she doesn't deserve to be trolled like this and besides kana uri musikirwo wake murikuda aite sei
Ngoma ndiyo ndiyo Ex Father Venyu vari fit Anna Honde Said posting Shugeta Zbabjowa zvurrent Girlfriend Yake Mukomana achirikudzoka kupoto yake inomuitira kapfuko chayiko Mombe payakamwa mvura haimbofe yakapakanganwaIni ndakagara ndazvitaura kuti payakambonaya ikajenga napo ikazonaya zve hairegi kuyerera neipapo chaipo ekizekri Kana mapedza kuseka comment yangu chindifollowaiwo anhu wee hamuoniwo sei kuti ndine page😂😂😂😂😂Mvura hairegi hayo nepayakambofamba napo zvirikubuda so suwiti
Ichooooo iyi ndiyo yega mbinga kuchando vamwe vese garai pasi sit down hamuna mariiiiiiii... Mai Mazowe vane dzimba kuchando dzinodarika 10.Gore rino tumasocialites twese tunosvuuka muromo nekunanzva mukosho waMai Mazowe kutaimira COS 😂😂😂😂😂 Ana Orinda vaitobira vanhu mari vachinyepera kuti ndokuunza ne COS ava ndiwo m sponsor manyamaIn 1 month vabatsira vanhu 4 haaa wozoona umwe anouya achiti Gucci yangu mhai
Hidey I come in peace with all due respect Imi Mbuya masiriri it’s time to tell you the truth. You need to heal from your childhood traumas. It’s haunting you and it flows to the people around you. Go for therapy because you are such a wounded, bitter soul. Why do you enjoy downfall dzevanhu? Especially women. You rejoiced on Chikiti’s breakup, you enjoyed in Mbuya tea hobvu’s breakup and now you are rejoicing in mai Banda’s breakup. The fact that you still cry about being abused by your dad as a child today shows kuti hausati waita inonzi total healing. The way you rejoice when people break up ritori zimweya iroro. You need to stop, take a goo