Muimbi aimbova we CCC Ricky Fire anoti bato iri ranga risina basa naye uye ranga risina basa nekuziva kuti adyei anwei uye arara pai inzwa mukomana achitaura mu 1st comment Zimdancehall artist Ricky Fire has revealed insider details on why he betrayed Citizens Coalition for Change (CCC) for Zanu PF, after attending a party organized by the president’s sons. Ricky Fire caused commotion amongst CCC supporters after the images were leaked. Ricky Fire: Unapologetic and Unfazed In response to the criticism directed at him, Ricky Fire has taken a defiant stance. He firmly stated that people should refrain from questioning his choices unless they are the ones providing for his livelihood. According to Ricky Fire,
Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip 🤔Tsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzoka😭😭😭Kana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼Bev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa tasvika sure tongonamatira peace mu
Statehouse yafumuka Ndizvo zvichaeadyisa ne triple Ccc confidence wakudziwanza..State House yangofanana neMbare Musika adaa apindaKkkķkkk nevapfanha vanotengesawo mamemory card vakungopindawo mo Kkkk zvafumukaHamuzive zvamunoda. Maiti Mugabe akashata nhasi ED ashata.MakajaidzwaAnamahobidobodo votsvagei ko kustate house 😂😂😂Tawaz mbiri yake ndeyekushata muno muZimbabwe. Ko imwe ingava yeiNguva yamgabe kungonongedzera chete ku statehouse uri mutown waifa nekurohwa🤣🤣🤣🤣🤣,,, izvezvi kwaakungoendwa nembiti,, java, tawaz,,nekambavha ako ke nine months🤣, haa hakusisina chiremerera Ma zimba musatamba nembavha iya unohwi java ndiye arikuronga yese iyi chero navana holy humi vo
Dzarembera zvino nyama dziye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dzichatorembera kudarika apa hasati atanga Munhu1 here uyu🤔Masoja emumiri kana angori madhafu anongoita madhafu haungaite Slender By Nature ka NechigeroNdatomboda kumubvunza ndikati rega ndinyarare
Mukomana uyu nyangwe akasahwina or kuhwina nhamo inewo uyu ndi lawyer ane ma investments ake , ari kutoitira iwe neni kuti tigare mushe wabata , Munangagwa ari kuitira kuti team Gold mafia rirambe richidya mahure awo achitenga ma G wagon ,fashion and photos every day Ma admin e Mk thank you neku approver ma posts ane chekuita ne nyika taneta ne nyaya dze ma socialites dzisingatipe futureLife yake yakatochinja mukomana uyu,akachinja kwekugara ,chikoro chemwana wake aa kudzidza pa one of the top schools in Zimbabwe which he never thought could afford. Mukoma aa ne a fleet of cars,top of the range zvaanga asina kumborota kuti angaite,ndosaka achidonhedza wese anenge achida kuita contest for the same positi
Vose vave ma musicians 😂😂😂APA mavoice acho dololo Ma musicians ani?,,,, kana kucreche vana havaterere zvisina basa this is why ma.celeb emuno asina kwaanoenda.shuwa unotorwa pics uina kettina akafumuka kudaro?? we dnt like kettina and we wil end up not liking u cos.unotambei nemhepo dzakadaiso. Uyo chipo smile yake arikuratidza kuti akaperera and arikufara nemwoyo wake wese .....asi uyu ketina wetsoka dzisingateerere uyu arikunyatsooneka zvake kuti its a plastic smile🙄🤔🙌 Kutsvaga mari, munhu akadhonza chaunga anotaker advantage of that kkk vanogona kutowana mari nekusatogona ikoko nekuda kwechaunga ichocho kkkkMnhu anotengeser Kettina mafut ekubleacher Mwari ave naye haatotarisiki che
dhuma dhuma hangu namukoma Shadhayi navaGinimbi tichidhindisa mapassport kuSA side tauya kuzovhota Ko vamwe havanyarare pa social media vachizviti vane mari saka pa boarder vanenge vachitsvagei.... Ngavatikwirire mabhazi vakanyararataitot shadhaya kunyora kwese n fb n Twitter anotokwira bhaz hahada fokofu Asi mukubva kunotozvitorera mota yenyu mega here paDurban apo mkuru Ginimbi coz nelevel renyu paida kubhururuka kkS.African side papi pacho ipapa.Ko iro dzungu renyu mese izvo hamutokwanise kukwira ndege iro nekureba kwaro ako kaneFace inenge yeHarurwa kaGINYIMBI kakumanikidzira humbinga nenhamo
Nhai ma zimababwe uyo akafuma achiti pamberi ne zanu todii honai ma artist ese atisiya pamhene😭😭ko akazvoti aneta nekudzwanyirirwa ne zanu obva angoti regai ndiite zve zanu todii,yamboyedza to try to destroy him bt ambokunda mbinjana ko akasvika pakuneta,Ko Mwari variko here kudenga vasingawone kt tatambudzwa ne zanu shuwa vana sikana vese opererera kupiwa hiv ne madhara ee zanu cz vakuda kurarama,vakomana vese kuita zve ma drugs Pamunotaura kuti artist,leave this guy alone...uyu ndi god of all,brain dzake dzitori opposite nonsense ndosaka uchiona kuti he is always smart so as the brain,,,God's angel yakatumwa in a human form that's why you see kut masongs ake aakaimba was,zvakuitika now #uyumusamufananidze#
Tarrie Na Martin maswera sei,hongu tokudai senyika uye munotigonera chaizvo ,ASI chikumbiro Changu ndechekuti madini Kuti pamunenge muchiita ma skit muitawo henyu muchitaura neshona Kuti tiwane kukunzwisisai mushe cause chirungu chacho chamunotaura hachinzwiki mushe mushe Potai muchitaura neshona it's not a must Kuti mutaure English. Im sure kutaura nechirungu Kuda kuzama Kuti ma foreign countries anzwe but chokwadi ndechekuti apana chavanenge vachimbonzwa ne the way yamunotaura nayo chirungu chacho and zvinobvazvatonzwisa nungo Kuti tipedzise kuona skit rachona ASI mukaita neshona chete zvinonyatsobuda mushe cause ku actor kwacho munogona zvekuti Handisikukutukai ba kuzama kukuones
I’m so disappointed i had to cancel all my plans with these artists, as an artist once you are captured that’s it, they don’t really like you but your influence, you don’t rub it in your vote is your secret be professional and be an artist for all. Wonder who attends such shows cause I wouldn'tNdini ndakupindawo apo mukuru kkk ndabatikanaWelldone. You cnt rub it in the face of people who hev relocated to find chekudya n expect them to fill up your shows. Someone had to say it They should be blacklisted . They should only perfom pa ma rally ezanuOne thing for sure they think kti Mari yavarikuwana right now will always sustain em vasiri kuziva kti vachapera and ipapo zanu will act like haivazive ndopavanenge