Hi add as hidey. I'm 24 I got married 2 weeks ago. My hubby has this weird habit yekuda kurara akaisa boob rangu mukanwa like throughout the night. Nhai is it normal kuita seasina kuyamwa akaguta. Ndikaenda ku loo ndichidzoka oto dzosera. Is that how it goes??Hapana hurombwa apa he has mama issues,anogona akakura Mai varikure or vakashaya arimudiki haana kuwana rudo rwa amai so basically he sees u as his mom,it might be a good thing kuty he will worship love and respect you like he would his mom but also those issues might come from being deprived e love he ought to have experienced arimudiki and er naturally
Mhosva Tv naMazepe Chishambwe nekungwara kwese ikoko makadya sei pakaora.Mecky iguva kubva kare atoomutende reGreathope.Akahura kare muBotswana mubhawa remufrancis town rainzi Marothi. Haasarudze matruck driver kusvika kuvakomana vemajuicy card.Vainzi sis brenda.Anemakuva anodarika 11mubotswana evanhu vaakauraya nechirwere achiramba kunwa mapiritsi. Coming nepart 2 haasiriwo ega masocialites aakarara nawo ichi chebotsvana chichauraya vanhu hobho. Jandukwa naMatigimu ndirikuuya nev11 renyu rekukweshana zviweti. Tytie na Mecky ndodzoka here🤔Mecky kana wakanditarisa kureva wakazadza vese Mama Vee naMR Mazepe Chishambwe chirwere.Uhhh unehutsinye Mecky
Audio ya dorine pakaita live achiti kettina akarova munhu ane nhumbu ika svodza..ndokudzoserai kumashure pakauya kettina ku Africa akanorova imwe couple yavaiti ndivo vakaba page Ra Dorine . Mukadzi uye anga akazvitakura ende Kettina ndiye akauraya mwana anga Ari mudumbu Nyangwe mukati ketina ane moyo wakanaka matikiro aakaita mkadzi wamazepe nanhasi handina mufaro evn akahotora mazepe bt she disrespected mkadzi uya mhani Doreen anegodo. Apa haadi kushanda achiti mwana. But kubhawa anoenda haamboti mwana. Nxaaaaa
Chirwere hachisekanwe but pana Mecky chero asiri doc anogona kungotester nemaziso akabuda nemaresults Ndakambovaona hangu in person handisi kutuka kna kuti chii but vanorwara I'm sure mapills acho haasi kutovabvuma Mazepe haana kunyepa hake kuti vanorwara zvekuzoti akazadzwa navo hameno ndivo vanozivanaKo Mecky chiiko chauri kuti hauna?Usade kutinzwa or uri kuti maziso ari kuti nyepera? Dai wazonyarara hako pane kuti ubva wati hauna, wave kutoti garo rako rinosvota vanhu. Ehe mapiritsi anoitisa magaro ,unogona kunge usina kupa hako bonnet but unacho hako. Usade kutinzwa, pedzerana na bonnet pasina kut
Sis Mecky Samaz idambudziko chairo nezuro anga oti mai mazowe vadzurisa live ynguVakuti Zimbabweans Ndoda Justice Panyaya Iyi 4months Ndakanyarara Rue Samaz Ndiye Akakonzeresa Hondo Yese Iyi Kupage Rake Zvakunzwisa Tsitsi Listen To This Breaking News Zimbabwe 🇿🇼 Mai Mazowe Voti Ndibvisei Munyaya Dza Mecky Na Mazepe Imi Musapenge Vopopota Mazepe Arikunyepa Mwana Wandaitobatsira🙄🙄🙄🙄😳Kwahi Handina kumupa Chiweti Changu
It means vaitorovana chiweti big tymka hatingati yakabata kunamazepe ne1 day ago.feel sorry for his wife shem kuzoziva kuti murume airara nebest friend izvo hufrnd hwekupanana zviweti Haa zve chirwere izvi dai mambomira kuseka vamwe zvenyu bcoz as long uri sexually active chete zvinogona kungokuwanawo shemThe stigma iri pakati pedu inotyisa kudarika chirwere chacho. Chokwadi dai vamwe maipihwa mukana maitoda vane hutachiwana vauraiwe coz you make it sound like it's a choice and a crime.In this time and age let's learn to embrace those with and without , encourage everyone to know their status and if found positive to take medication without fear of being stigmatized.
Kambwa aka kambavha kangakajaira kuti kakaona vanenge vachirira pamedia kouya kachida kuzvidhingura . Nezuro kakagadzirirwa size zvikatsi zvauya mucomment section yelive yaMazepe naKety zvichiti Mai T is live. Kaifunga vanhu vese vachabva vadonha vomhanya kwakari wanike vakaramba vakastika🤣😅🤣😅. From 30k to 1.6🤣Ikozvino tiri kumnhanya nazepi kusvika akuziva kwaangatenge chingwaku ok ne pick n pay yeku ireland tozobvako
Duh!!🙄The woman is 50. Rest. Washaya. Ndimi Ma frenemies imi, apa ku Insta kwacho wasiya wakanda ❤️ asi wouya pano kuzotaura zvakaipa. Zimuroyi 🧙♀️🧹 rine bhitanesi. Haa ndikasve zvangu ndanodhonzwa mazi wrinkles ayo than kunoitwa BBL isingaenderane ne Face rich auntie itai plan zigaro renyu riya rakaoma kuti ngii harienderane ne face yenyu pasina firita shuuu 😭😭….Tongoti makanaka hant munhu akanaka muhomwe here?..
Mai tt mukasatanga ma live ema matching outfits ne varume or kutsvaga 1 or 2 vekushaudha ndaona mapera , ndozvakakudza brand renyu dzokerai ipapoHaa pasina madrama njunga dzinotorema zvakunyatsooneka izvezvi asi i think zvitori better for the sake of her mental health and peace.Makore mangani achingorwa nevanhu nekuchinjanisa varume.Regai achimboraramawo pisiful life for a change
Well come to Zimbabwe. Ukasa bleacher wakashata chaii ..vakashata ivava varimudzimba nevarume vakanaka vakushaya kana anoti huya ubike mapoto. kungorohwa ma hit and runHaaa kushaya choice totokunzwa nemi isu tinotoona a dignified woman ipapa ende chaakanakira chero makatiii HKD uyo mukadzi wavo kusvika muguva haana kwaachaenda uyoo,plus kwamunoti kunaka kutsvuka nekuzora mafuta ekutsvukisa here,mati madiiko chero makamunzwira godo mukadzi uyu mumba make ndomaari zvake,ende chero iye freeman wacho futi anotifarisa achiziva kumba kuna madam kobvigwe ivava Mai Mhofu ,up up